Title: Ko Ini…What about me?
Scripture reading: John 8:1-11
Jesu ainge ari muTemberi achidzidzisa vanhu & maScribes (vadzidzisi vomurayiro) nevaFarisi vakabva vasvika vaine mukadzi akanga abatwa achiita hupombwe (adultery). This woman akaunganirwa nevanhu, maScribes nevaFarisi vachibva vati kuna Jesu “Mudzidzisi, mukadzi uyu abatwa achiita ufeve. In the law Moses commanded us kuti titeme namabwe vakadzi vakadai. Zvino imi munoti kudii?”
Chokwadi mukadzi uyu abatwa achiita hupombwe, she was caught in the very act wekutyora The 7th commandment iri pana Exodus 20:14 inorambidza hupombwe and Leviticus 20:10 yotaura iyo kuti munhu akadai anofanira kutongerwa rufu. maScribe nevafarisi ndokutora munhu uyu kwakuenda naye kuna Jesu. ichokwadi kuti munhu atadza uyu zvamuri kuziva imi vafarisi, its very true mukugara kwedu tine vanhu vatiri kuziva vanogona vachitadzira Mwari. like the Pharisees unenge uchitoziva kuti uyu munhu uyu zvaaita atadzira Mwari, uyu atyora the 8th commandment inoti usabe, uyu anyepa this & that, we can be quick kuona pakanganiswa nevamwe vanhu but nhasi I want you to ask yourself this question, zvibvunze mubvunzo uyu, kuti KO INI…. handina here zvandiri kutadza, WHAT ABOUT ME, handina here pandiri kutadzira Mwari?
Vanhu vaunza mukadzi uyu kuna Jesu but hona mistake yavaita, Leviticus 20:10 and Deuteronomy 22:22 dzinotaura idzo kuti kana muchinge mabata vanhu vachiita hupombwe, both of them must die, vese vanofanira kufa but ivo vauya nemukadzi chete, ko murume mamusiya kupi? Ndizvo zvakaipira nyaya dzekuona kutadza kwevamwe, munhu anowanzo bata 1 side chete but achisiya rimwe side, maScribes nemaPharisees vauya ne1 munhu chete but mumwe wacho havana kuuya naye, so already ivo pachezvavo vari kuto tyora the same scripture yavari kuda kushandisa kuuraya munhu.
hanzi Moses akatiti titeme nemabwe vanhu vakadai?....yes kutema ndiko but hamusi kuona here kuti maTyora verse, because verse rinoti murume zvese nemukadzi ngavatemwe, but imi mauya nemukadzi chete, which means matotadzawo nemi nekuti mauya nemunhu 1 chete. Kazhinji if we spend time tichida kutsvaga kutadza kwevamwe vanhu, we can end up tavakutadzawo nesu nekuti we are so much concerned nekuona zvakaipa zvaitwa nevamwe to the extent that we forget kuti nesuwo tinogona kutadza. Ukakanda madhaka, ziva kuti mumaoko mako muchasara muine mamwe madhaka.
law yati paradzai vese vari 2 but ivo vauya ne1 chete. Shoko raMwari munondo, it’s a a two edged sword (Heb 4:12), zvichireva izvo kuti it cuts using both sides, rinocheka nemativi ose. Shoko rinofanira kucheka iye arikuparidza and uyo arikuparidzirwa, ukangoona richicheka 1 side chete chibva waziva kuti harisisiri sword but its now a hacksaw, chibanga chemapranga chinocheka one side chete. Kana uchiverenga shoko raMwari rega kungoona senge ririkutsiura vamwe chete but inzwa richikutsiurawo pachezvako. Even panoparidzwa, rega kunzwa as if shoko rakanangana nevamwe chete but inzwa kuti rakanangana newe. Ndinoona hangu panoparidzwa vhangeri vanhu vachiti YES YES, VAUDZEI, TELL THEM, iro shoko ririkuparidzirwa munhu wese but iye anozviona seari holy stereki zvekuti the message is not for him but for other people. Instead yekuti ati YES YES, NDIUDZEI, TELL ME, anoona kuti iye ari right, haadi correction, vamwe ndivo vanoda correction. That’s why achit VAUDZEI
ahh, mauya neMukadzi chete, ko, murume mamusiya kupi.
Hanzi Moses akatiti muLaw vanhu vakadai titeme, ko imimi munoti kudi?
this question vakaishandisa seTrap, vaida kuteya Jesu kuti vawane evidence inomupa mhosva. Here was the case, Law yaiti munhu anofanira kuurayiwa handiti & at the same time maRomans ndiwo ega anga aine mvumo yekuti vape munhu a death sentence. So dai Jesu akati musamuuraye, vaibva vamuti so hauterere law yaMwari on the other hand dai Jesu akati munhu ngaafe, maScribes vaibva vamhanya kumaRomans kunomhangara kuti honai kune munhu ari kutongera vanhu rufu iye asina authority yacho, & vaigona kumuti you are hypocrite, you say wakavinga vatadzi yet you are sentencing them to death. Mubvunzo uyu vaida kuisa Jesu paCorner but ndinofara kuti hakuna munhu angangware zvekuti angaise Jesu paCorner, never, ungachenjere pamberi pevanhu ukaita mbiri but mafungiro ako haafe akapfura mafungiro aMwari.

Jesu achibvunzwa mubvunzo haana kupindura but akakotama akatanga kunyora pasi with His finger. Zvaainyora hatina kuudzwa, I don’t want to speculate about that because ndinoziva pane zvizhinji zvinotaura nevamwe kuti ainyorei, but since zvisina kutaurwa handidi kuisa pfungwa dzangu. So far Jesu haana one word raataura, haana kupindura munhu but aramba akanyarara, zvandifungisa Psalms 50:21 Mwari pavanoti zvinhu izvi wakazviita ndikaramba ndinyerere, wakafunga kuti ini ndakafanana newe chose ….ivo Mwari vanenge vakanyarara zvavo apa vanhu vari busy kutonga vamwe vanhu,,,haaa nhingi achaenda kuGehena, haaa nhingi azodai, haaa avo vekwaNhingi vanodai, haaa church yakati yazodai nekudai…..ivo Mwari vakanyarara zvavo and vanhu toita mistake yekufunga kuti kunyarara kwaMwari its an approval.
Jesu akaramba akanyarara zvake and the people continued asking him mubvunzo wavo & He finally broke the silence, akasimuka ndokuti , “Kana pane asina chivi pakati penyu, ngaave iye wokutanga kupotsera dombo kwaari.” “He that is without sin among you, let him first cast a stone at her.”
Jesu haana kurambidza vanhu kukanda matombo, kwete, he told them to go ahead but munhu asina chivi ndiye aifanira kutanga kukanda dombo.
Jesu haana kurambidza vanhu kukanda matombo, kwete, he told them to go ahead but munhu asina chivi ndiye aifanira kutanga kukanda dombo.
vana baba nanamai, vakomana, vasikana, ko zvauri kuda kukanda matombo emashoko kune vamwe vanhu vakutadzira or vakatadzira someone, first ask yourself kuti “Ko ini, handina here zvandinotadza”
ko ini handina here pandinonyepa, ko ini handina here pandinovenga munhu, ko ini handina here change yandisina kudzosa ndatumwa naNgana, ko ini handina here maReceipt ekunyepa andakaFogera kubasa ndichida kuvhara-vhara mari yeT & S yandakapihwa, ko ini handina here pamwe pandinokanya. Kutsiura munhu hakuna kuipa but correct yourself first before you try to correct others.

kana iwe waona kuti une pako paunokanya then why uchida kutema vamwe nematombo but ivo Mwari havana kubvira vatendera kuti utemwe nematombo wani? Umwe anobva ati aiwa inini handina pandinokanya, but I say to such a person hanzi neshoko raMwari, all have sinned & fall short of the Glory of GOD. (Romans 3:23). Munhu wese akatadza…kana munhu wese akatadza then why tichida kuti kana mumwe munhu atadza, tinoita take-take naye as if isusu tisingatadze.
heee Gumbura akazodai akadai, heee achaenda kugehena,,heee Prophet Nhingi vazodai, hee uyo akadai akadai,,,ko ini ndikamira sei, ask yourself that question.
Rimwe dambudziko ndeiri, munhu anotarisa chivi chake & compares it nechivi cheumwe munhu and anobva azviona semutsvene. Muyenzaniso, mumwe munhu anogona achiba $5 everyday pabasa paanoshanda & he reads newspaper onzwa kuti pane munhu akasungwa aita fraud ye$ 1 million & anonzwa kurerukirwa nechivi kuti yah ini ndiri nani pane avo vanoba mari dzakawanda. But guess what? Mese matyora the same law inoti musabe.

John kana waita 35 units & shamwari yako Peter aita 36 units paGrade 7, rega kufara uchiti wapasa nekuti wakunda Peter. NO. Peter wamukunda hako, but mese mafoira..dont compare yourself with other people zvekuti unoona seuri nani. Kwete.
asina kutadza ngaatange kukanda dombo, ndizvo zvakataura Jesu, achibva akotama and continued kunyora pasi,,,,but hona zvakaita, hakuna kana 1 aka kanda dombo,,,,, vose vakatanga kubva vachiita 1-1, kutanga vakuru, kusvikira Jesu asara oga, uye mukadzi achakangomirapo. Vanhu ava they were convicted by their own conscience vakaona kuti shuwa nesuwo hatina kuchena. As you read this sermon dai Mweya Mutsvene abata moyo wako wanzwa kuti ini ndine zvivi zvangu zvinoda kuregererwa.
Vanhu ava havana kukanda matombo, dai nesuwo tarega kukanda matombo kune vanhu vatinoona sevatadzi. But one mistake yavakaita, after vaona kuti they also had their sins, vakarova U turn vachidzokera but vachisiya Jesu anoregerera zvivi….hona vaona kuti naivo they have their sins, but vakaenda vachisiya Jesu wacho anoregerera zvivi. Rega kuita mistake iyoyo yekuti waona kuti personally une zvako zvivi , instead yekuti wapedza kuverenga mharidzo ino unamate kuna Mwari asking for forgiveness, you just continue your life as usual. Unenge wazvikanyira, kana munhu waona kuti une chivi don’t ignore it kana kufunga kuti Mwari havakuregeere but pinda muPrayer ureurure chivi ichocho & ask forgiveness.
vanhu vapera kuenda, Jesu akasara ega nomukadzi uya, and He said to her woman where are those thine accusers? hath no man condemned thee? varipiko
vaya vanga vachikupomera mhosva? Hapana akutonga here?”
Iye akati, “Hakuna, Ishe.”
Jesu akati, “Neniwo handikupi mhosva. Chienda zvino uye usiye upenyu hwako hwechivi.”
vaya vanga vachikupomera mhosva? Hapana akutonga here?”
Iye akati, “Hakuna, Ishe.”
Jesu akati, “Neniwo handikupi mhosva. Chienda zvino uye usiye upenyu hwako hwechivi.”
mukadzi uyu aipomerwa mhosva nevanhu but Jesu akamuregerera, tinogona kuda kupomerana mhosva yet ivo Mwari wacho vakaregerera munhu iyeye. Manheru ano, or what ever time yauri kuverenga ino mharidzo, just ask yourself kuti “what about me?” ko ini handina here zvandiri kukanya. Kana waona kuti une zvauri kukakanya, reurura chivi ichocho kuna Mwari and ask for forgiveness, kumbira kuti Jesu agare mumoyo mako,akupe simba rekukunda chivi, repent (tendueka kubva pachivi ichocho)