This
sermon ine musoro wekuti Next Door, zvichibva paWord rekuti Neighbour, ukaenda
kunotarisa muDictionary word rekuti Neighbour rinovera a person anogara paNext
door or padhuze newe. Ndiyo definition yatajaira iyi yekuti neighbour
muvakadzikani wako, but ukauya muBible uchaona kuti Neighbour hazvireve next
door yako chete but it also means a stranger, munhu wausingazive wausina hukama naye. So paya panonzi love your
neighbour as you love yourself, hazvireve kuti ida muvakadzani wako chete but
zvinoreva kuti you must also love even vanhu vausingazive. Jesu haana kuti love your good neighbour,
aiwa, akangoti love your neighbour, zvichireva kuti whether your next door is
good or bad, you must love him, whether that stranger is good or bad, you must
love him, ndizvo zvinodzidzisa Jesu.
The
sermon is based on a common parable yaThe Good Samaritan. Pane Laywer
rakabvunza Jesu kuti ndoita sei kuti kuti ndiwane nhaka youpenyu husingaperi?”
Jesu akapindura nemubvunzo, he answered a question with a question achiti “Pamurayiro pakanyorweiko? Unouverenga seiko?”
Lawyer rikapindura rikati, You must love the Lord your God with all your heart, and with all your soul, and with all your strength, and with all your mind; and your neighbour as yourself”
Jesu akapindura akati, “Wapindura zvakanaka. Ita izvozvo ugorarama. Even though munhu ainge apihwa answer, nyaya haina kuperera ipapo, Lawyer rakabvunza a very crucial question yekuti “who is neighbour?” mukadziwani ndiyaniko?
Jesu ndipo paanozotaura neNyaya yeThe Good Samaritan.

Uchaona
kuti based on that parable, your neighbour is anyone, whether unomuziva here
kana kuti haumuzive. Everyone is your neighbour and you must love him/her.
Mumwe murume aibva kuJerusalem akananga kuJericho and ari paJourney yake akasangana nematsotsi, vakamurova vakamubvisa hembe vakamusiya ave pedyo nekufa. Zvakaitika kuti mumwe muPriest akafambawo nenzira iyoyo, uye akati achiona munhu uyo, akamunyenyeredza akasiya zvakadaro. muRevhi akauyawo akaona munhu akapondwa uyu akasiya zvakadaro. Then kuchibva kwazouya mumwe muSamaria, aiva parwendo, akasvika pakanga pano munhu; uye akati achimuona, akamunzwira tsitsi. Akamutora akasunga maronda ake achiisa oil and wine, and akamusiya paDhongi rake and took him akamuendesa kuimba yavaeni, akamuchengeta. The following day akatora mari yesirivha akaipa kumuchengeti weimba yavaeni. Akati kwaari, ‘Muchengetei uye pandinodzoka, ndichakuripirai zvose zvamunenge mawedzera pane zvandakupai.’

After
this parable Jesu akabvunza mubvunzo zvikanzi Which of these 3 do you think
became a neighbour to the man who fell into the hands of the robbers?” Ndianiko
pavanhu 3 ava waunofunga kuti akanga ari muvakidzani kuna iye akawira mumaoko
amakororo?”
Lawyer rikapindura rikati, “Uyo akamunzwira tsitsi.” Jesu akati kwaari, “Enda undoita saizvozvo.”
That’s when you see kuti neighbour zvinongoreva anyone whether unoziva kana kuti hamuzivane. Iye Jesu achiti love your neighbour as you love yourself, meaning you must love everyone (including avo vakakuvenga) just as you love yourself.
regai ndifambe nayo mbichana mbichana, kubva pekutanga:
Murume aibva kuJerusalem akananaga kuJericho, Bible harina kutiudza zita rake, rechirungu rati a certain man, mumwe murume, hapana a specific name yataurwa, zvichingoreva kuti it can be anyone. Neighbour wako can be a chinesse, a white man, a black man, sinyoro, gurundoro, mbavha, chifeve, mwana mudiki, a teenager, harahwa. So love yako ngairege kuva restricted kune rimwe group revanhu but let it be for everyone, rega kuda vanopinda church yako chete but also love vasingapinde church newe and even those vasinganamate.

Road
yaifamba certain man maivawo nemaRobbers and akaita rombo rakaipa rekuti he
fell victim to them, vakumorova, vakamutorera hembe vakamusiya ave pedyo
nekufa. King James Version inoti he was left HALF DEAD,,,hapana kunzi half
alive but hanzi half dead, zvinogona kuita kunge zvinoreva 1 and the same
thing, but from my understanding ukaona munhu achinzi he is half dead, it means
avakudongorera rufu, he is knocking at death’s door, or death is knocking at
his door. Either way anenge ari paNguva yakaoma.
mumaSociety matigere tine vanhu vari paNguva yakaoma, they are in a “half-dead-state” life yaari kurarama dzimwe nguva anotoshuwira hake kuti dai afa, it’s problem after problem, haana nguva yekufara & kazhinji kacho maSolution aari kutsvaga haazi kure stereki but anesu (The Christian Community). Umwe munhu haana mari yeFees but pakadi pedu semaChristu tinaye mumwe anogona kutomubatsira. We can have munhu ane chikwereti chema medical bills, but imo muChurch matiri, there is someone who can pay those bills. In our society tinavo vanhu vasina mabasa, but we also have vamwe vanogona kumurongera pekuti ashande.
Help yemurume apondwa uyu, haizi kuzobva kudenga kune Ngirozi but GOD trusts His people vari pasi apo kuti vabatsire mumwe wavo. So the ball is in our court to help others or to leave it like that tichiti hameno,.
Uyo
murume arohwa, he is left half dead. By chance kwakauyawo muPrisita, Man of
GOD, zvinofadza sei kuti uri panguva yakaoma and pobva pasvika munhu waMwari
anoparidza nyaya dzeLove, anoparidza nyaya dzeGiving and helping others in
need. Kana uri iwe victim yapondwa unogona kutofara kuti Mwari maita henyu
matumira Mufundisi wenyu kuti andibatsire but you will be surprised kuzoona
muPirisita achipfurira. Priest havana help yavakapa munhu, akaita
zvekamunyenyeredza kuenda nekuSide kwemunhu akapondwa, apa imagine he is a Man
of GOD arikuita izvozvo.
I don’t know iwe muverengi, zvichida uri Mushumiri weShoko raMwari, hauna here vanhu vanoda help vauri kunyenyeredza, hapana here vanhu vari panguva yakaoma vauri kusiya vakadaro? Let me come to every Christian, vamwe vangazofunga kuti nyaya iyi ndeye vaparidzi chete, hanti ukaenda kuna 1 Peter 2:9 kunotaurwa nyaya yekuti you are Royal priesthood, a chosen generation, zvichireva izvo kuti kana uri muChristu then you qualify not only to be called a Priest but a Royal Priest. Ohhhh saka wakwana kwana paParable iyi, hauziriwe here muPriest akasiya munhu akapondwa ukatadza kumubatsira.
hauna here vanhu vauri kunyenyeredza uchitadza kuvabatsira, hauna here bofu raunonyenyeredza muTown uchitadza kana kumupa 4 rand yawachinjwa muCombi, hauna here line raunonyenyeredza kuRokesheni umo uchitya kuti kana ndakasangana naNhingi anozondikwereta mari,,,hauna here maFone calls auri kuIngnowa evanhu vanoda help yako, hauna here vanhu vaunoti vakauya pamba pako unoudza vana kuti itai handipo, just as a way of avoiding helping them. kana uri muPriest arikunyenyeredza vanhu vanoda rubatsiro, please chitotendeuka nhasi. Kana uchikwanisa kubatsiara munhu mubatsire, kana usingakwanise ndizvozvo, haikona kuda kunyenyeredzana vanhu.
Chinonyanyo
ndibata iNyaya yekuti besides kunyenyeredza munhu, muPriest haana kana prayer
yavakaita. A Priest anoona munhu ari paTight but hapana kana prayer yavaita
yekuti munhu apore. Apa kuSynagogue vanoparidza vachiti hee Mwari vanoita minana,
hee kana ukanamata there is power in prayer, but here comes a situation inoda prayer
but vanosiya zvakadaro. (by the way, prayers are for free, ukangatadze hako
kubatsira munhu nezvinhu zviri material but shuwa wotadza here kunamatira munhu
ari panguva yakoma). Hapana here patiri kutadza kunamatira vanhu vanoda
minamato, hapana here maCases ekuti tinonzwa kuti nhingi arikufacer problem
yakati, arikurwara, he has no money, he is facing abc problems but tinongoti
ohhh shame shame, we don’t even pray for that person.
Ah
ipapo ngapagadziriswe, hongu $15 000 irikudiwa kuti munhu aitwe operation hauna
but you can pray for that person akaporeswa naMwari zvisina op mukati. Hongu
$100 yeSchool fees irikudiwa naNgana hauna but you can pray so that GOD
connects that person with a sponsor. Where ever pawaona pane need, rega kusiya
zvakadaro nekuti hauna mari, but offer your prayers, surely GOD will answer
you.
reason
inogona yakaita kuti muPriest nemuRevhi
varege kubastira ndeiyi,,,,as a preacher, ndine zvimwe zvinhu zvandakaona
zvinogona kukanganisa munhu kubatsira vamwe. When I was preparing to preach
this message, ndakapihwa number dzeumwe munhu aida maPrayers and counselling so
ndakamboda kuti she has to wait ndozotaura naye ndapedza kuparidza and that’s
when GOD made me remember quickly kuti chenjera kuita mistake yakaitwa paThe
parable of the good Samaritan. Mistake yekuti unomhanya kuda kuenda kunoparidza
but uchisiya munhu akapondwa arikuda rubatsiro. Of course zvinoita kunge zvine
kakuReasoner mukati kuti you can rush to preach but wasiya munhu anga achida
rubatsiro, but you have just fallen into the same category neVanhu vaMwari avo
vakatadza kubatsira munhu. So instead yekutanga ndaenda kunoparidza, I had to
delay kuti nditange ndabatsira munhu.
ndirikuti there are times dzekuti unogona kuda kumhanyira kuPrayer but uine vamwe vanhu wavasiya varikuda rubatsiro. Shuwa unogona kumhanyira mugomo kunoita all night prayer uchiti Mwari ndinoda mari zhinji yekuti ndichengete nherera neshirikadzi but ipo paine bofu rawasiya muStreet umo rawatadza kupa 4 rand zvayo. You can rush to preach kuChurch kuti hee GOD loved us, so we must love each other but iwe uchitadza kubatsira next door yako irikuda help.
Ngatirege kugumira pakunamata chete or kuparidza chete but lets also be active in helping others. Hazvibatsire iwe muPirista newe muRevhi kumhanyira kunovhura Sabata but imi muine munhu wamasiya paRoad who needs your help.

2
vanhu vapfura and hapana help yavapa. Kana uri iwe victim you can start to lose
hope kuti haaa no one will help me, shuwa kana muPirisita munhu waMwari atadza
kundibatsira, kana MuRevhi munhu waMwari atadza kundibatsira, who is going to
help me. Let me talk to someone wekuti he/she has been let down nevanhu
vaMwari, of course vangave vakatadza hako kukubatsira, but keep on believing in
GOD, ramba uchinamata, there is a good Samaritan who is on the way. Vamwe vema
White collar vakatadza havo kukubatsira
but kunogona kuuya asina kana collar but achikubatsira. Avo vanofamba
nemaBible vakatadza havo kukubatsira, but GOD can send a good Samaritan asina
Bible to help you.
muSamaria
achisvika achiona munhu uyu akanzwa tsitsi, he had compassion on him. Ndinoda
kuti ubate something about nyaya yekunzwa tsitsi….tsitsi kana dziri dzega
hadzibatsire,,,tsitsi dzako ngadzikutume into action….ndinogona kunzwira munhu
anenzara tsitsi but if I don’t give him food, anoramba aine nzara. Ndinogona kunzirwa
munhu asina mari yeBhazi tsitsi but If I don’t give him bus fare, tsitsi dzangu
hatsibatsire. Nekudaro ngatirege kugumira pakunzwa tsitsi chete but let that
compassion lead into action. Good Samaritan haana kugumira pakunzwa tsitsi but
akatora mafuta newine ndokuisa pazvironda zvemumhu uyu. Tsitsi dzake
dzakumutuma into first aid.
Ndiyo inonzi kuna James 2:14-17 What good is it, my brothers, if someone
says he has faith but does not have works? Can his faith save him?
If a
brother or sister is without clothes and lacks daily food
and
one of you says to them, “Go in peace, keep warm, and eat well,” but you don’t
give them what the body needs, what good is it?
In
the same way faith, if it doesn’t have works, is dead by itself.
shuwa tingaudze munhu ane nzara kuti enda nerunyaro udye zvakanaka but isu tisingamupe zvekudya here???? Hazvibatsire,,,let our faith and compassion be translated into action. Tsitsi dzedu ngadzititume into action just like zvakaitwa nemurumwe uyu.

There
is something crucial chandinoda kuti ubate paParable iyi,,,,Good Samaritan aiva
neDhongi,,,murevhi anga asina dhongi,,,muPirista anga asina dhongi…so even
though dai murevhi kana muPirista akada kubatsira, there was a challenge
yeTransport,,,waimutakura sei munhu apondwa iwe usina dhongi….so handizive
maybe maMen of GOD vaiva neshungu dzekubatsira but as long vanga vasina dhongi
then zvainetsa. Ahhh Mwari ngavatibatsire neDhongi, may GOD helps us with
resources to help those in need nekuti kana tikangoita shungu chete
dzekubatsira but isu tisina maResources, then zvinonetsa, ndinogona kuita
shungu dzekuendesa maOrphans kuUniversity but kana ndisina mari hazvibatsire,
kuUniversity vanoda school fees, kwete shungu,,,,kuChipatara they need money
and not school fees. Dai Mwari vatabastira nemaDhongi (resources) to help those
in need.
Murume
weSamaria ndokutora victim yanga yapondwa iyi and akaenda naye kuimba
yekuchengetera. He didn’t just dump him there but akasiya abhadhara mari
inodiwa and he promised kuzodzoka achiCover mamwe maExpenses anenge asanganikwa
nawo. Kana tichibatsira munhu ngatirege kuita zveku “dumper”, like kuti waona
munhu aitwa hit and run nemota, you take him to the hospital and you just leave
him there and never bother to make a follow up. Aiwa hatidaro. Hauzi riwe hako
wadhuma munhu but try to help him kusvika kwekupedzisira, remember good
Samaritan haazi riye akaponda munhu but he took it upon himself kuti abatsire
munhu kusvika kumagumo.
Let us
practice love to anyone and everyone, love your neighbor and neighbor wako is
anyone anoda rubatsiro. Don’t just help those who go to church with you, don’t
just help your relatives of friends, but also help those who hate you, help
also those which you don’t know.
LOVE
YOUR NEIGHBOUR AS YOU LOVE YOURSELF
No comments:
Post a Comment