Panotanga chapter iyi Gideon and his army ye32 000 vainge vaka
camper kuOne side and muvengi wavo maMidianites, vainge vakaCamper on the other
side. Army ina Gideon iyi ndiye ega akaisarudza, havazi Mwari vakamurongera
army kuti tora nhingi naNhingi but it was him who selected the army. Its very
common kuti you can be surrounded by people whom you selected but ivo vasina
kusarudzwa naMwari kunzi vave newe paMission yaunoda kubata. Its possible kuti
unogona kuva nevamwe vanhu wavakasarudza kuti vakubatsire paBasa raMwari
rawakadanhirwa but ivo vasina kusarudzwa naMwari. You are the one who selected
them but havazi Mwari vakasarudza vanhu ivavo. You might have maFriends
awakasarudza kuti utamabe navo, uwirirane navo, but ivo vasina kusarudzwa
naMwari kunzi vatambe newe. So don’t be worried ukazoona type iyoyo
yavakukusiya mune ramangwana.
Mwari ndokubva vataura naGideon vakamuudza kuti Army yako iyi
yakakurisa, you have too many people with you. But iwewe uchizvi consider with
your common sense unogona kuita nharo kuti aiwa Mwari, 2 is better than 1, kana
takawanda so ndizvo zviri right because there is power in our numbers.
But ivo Mwari vachiti kwete makawandisa. The reason why Mwari varikuti army yaGideon yakurisa kuitira kuti if they win, vanozotanga kuzvipembedza vachiti takakunda maMidianites, nekuda kwekugona kwedu, we won the war because of our numbers, but iye ari Mwari akaita kuti mukunde.
But ivo Mwari vachiti kwete makawandisa. The reason why Mwari varikuti army yaGideon yakurisa kuitira kuti if they win, vanozotanga kuzvipembedza vachiti takakunda maMidianites, nekuda kwekugona kwedu, we won the war because of our numbers, but iye ari Mwari akaita kuti mukunde.
Dai Gideon akaenda kuArmy with his 32 000 soldiers, after
victory he could brag kuti chakaita kuti tikunde was because of our large army,
it was in the power of our numbers, but otadza kurangarira kuti its not the
power in the numbers but the power in GOD. so that’s why Mwari vakati army
yenyu yakakurisa because He knew zvaizoitika after vanhu vawana victory.
So im saying ukaona Mwari vachiita kunge vari kubvisa shamwari
dzako in your life, ukaona vachiita kunge vari kubvisa maResources ako awainge
wakathemba nawo, ukaona kunge Mwari varikubvisa mari yawanga uchithemba kuti
ndiyo ichakubatsira, don’t be worried about it. nekuti Mwari vanoda kukutaridza
kuti victory haizi muNumber yevanhu, or mumari, or mumaResources ako, but the
victory is in Jehovah.
If you get your victory uine vanhu ivavo, vanozotanga kufamba
vachitaura kuti ndivo vakakugonesa but iye ari Mwari akakuhwinisa. They will go
around vachitaura kuti ndivo vakakudzidzisa kuparidza, they are the ones who
taught you to sing, they are the ones who gave you a job, a business idea,
vanotanga kufamba vachitaura kuti ndivo vakaita kuti usimuke. So Mwari anoda
kubvisa type iyoyo before the battle begins, kuitira kuti kana wawana victory
parege kuva nemunhu anobuditsa maShoko ekuti they are the ones who made you
what you are but munhu wese aone zveshuwa kuti uyu ndiMwari akasimudza munhu
uyu.
Vanhu vawandisa ava Gideon, ndiko kutaura kwaMwari, hanzi enda
unovaudza kuti whoever is fearful and afraid ngaadzokere hake kumba kwake. Wese
arikutya ngaadzokere kumba. Magwara ese ngaadzokere kumba. Gideon achienda
kunotaura mashoko aya kuArmy yake, vanhu 22 000 vakabva vasarudza havo
kudzokera kumba. Just imagine, there were 32000 people handiti but zvanzi zvoni
anyone ane fear ngaadzokere hake kumba hondo isati yatanga and 22 000 people
decided to go back home.
68% yemasoja aGideon vainge vaine fear, they were afraid,
magwara vaitya hondo isati yambotanga . Ndipo pane problem yekusarudza army
wega, ndipo pane problem yekusarudza vanhu wega vaunoda kuti ufambe navo
paMission yawakapihwa naMwari because uchasarudza nemaCowards, uchasarudza
magwara, ana muvhunduka bete, mbendwe hadzo, anaKwatacraft, vanokwata zvavo.
They are part of the army zvavo but mukati umo hana iri kubika manhanga, ari
kutya zvisingaite and uchimuona unenge uchifunga kuti yahh army yangu ine
varume vasvinu but usingazive kuti varikutya zvavo.
So Mwari vaizviziva kuti 68% veArmy iyi varikutya zvavo so
Gideon udza munhu wese arikutya adzokera kumba. Because type yakadaro haizi
yekuenda nayo kuhondo, munhu ane fear can make you be defeated. Anogona kuita
mamwe maDecisions anoita kuti mukundwe, nekuda kweFear anogona kubatwa
nemuvengi akaswera afumura base renyu, so its better asare zvake. Don’t be
worried ukaona vanhu vachikusiya muLife mako, vamwe vacho vane fear kwazvo
zvekuti ukaramba uinawo they cause a defeat kuSide kwako. Unogona kuita bhururu
wekuti anotya maSatanists zvisingaite zvekuti whatever chawafunga kuti kuita
paBasa raMwari, he discourages you achiti siya you will be attacked by the
devil. He transfers fear yake kwauri zvekuti unogomusira newewo wakutya.
You can be surrounded nemunhu paBusiness rako anotya kuita
loss zvekuti every idea yawafunga kuda kuita he discourages you nekuti ane fear
yekuruza. Ukada kuti uchengete huku anokuudza kuti regedzai zvenyu amai munoita
loss because huku dzaka flooder market, ukada kuti uite zvemaCombi anokuudza
kuti siyana nazvo police irikunetsa paRoad apo, ukada kuti uite cross boarder
anokuudza kuti siya because ZIMRA irikunetsa paBorder. Munhu akaLoader fear
yeLoss zvekuti anokuDiscourager from zvinhu zvinokubatsira. Iyoyi type iyi ine
fear ndiyo irikunzi naMwari, Gideon udza vanhu vese vanotya vadzokere kudzimba
dzavo.
Yes its possible kuti kune imwe group ine vanhu vane fear
yainge yakakukomberedza yakabviswa naMwari, pakasara vasina fear but ivo Mwari
vacho vari kuContinuer nekubisa imwe number. Unogona kufunga kuti uyu haasisiri
Mwari but ava satan manje, how GOD keep on removing people from my side, asi
havasi kuda kuti ndihwine kani. But don’t worry, let them go, Mwari ava vanoita
zvisina kujairika, vanoita zvinopfura pfungwa dzevanhu. Nyika kana ichida
kuenda kuHondo ingatosarudze army yakakura, but kana zviri zvaMwari vanotoda
kuti army iite diki. No wonder why vakamboshanda neMurume 1 chete to fight the
philistines (Samson). 1 ari ega, but naMwari wake they formed a strong army, so
nyaya haizi yeNumber but iri musimba raMwari.
Mwari akaudza Gideon kuti pinza vanhu ava paTest, test yacho
involved kamunwiro kanoita vanhu mvura from the river. Test ichibva yaitwa and
only 300 people passed the test out of 10 000. GOD can put people who surround
you through a test kuti uone kuti vanokuda chaivo ndevapi and veFake ndevapi.
Unogona kurwara and vanhu wavaifunga kuti vanokuda unoona vachikusiya. Unogona
kuBroker zvekuti wacho wavaifunga kuti ndiwo maTop face ako vanokusiya.
Panogona kuti a test yekuti vazhinji vanofoira, just like zvakaitika pane army
yaGideon iyi, 9 700 people failed the test and vachibva vanzi dzokerai paDen.
Lets get mathematical, funga kuti iPercentage yakakura sei
yakabviswa pane army yaGideon, from 32000 to 300 people. 99.0625 % ndiyo
yakabviswa paArmy and kwakasara 0.9375% chete. Pafunge 99% yeArmy yakabviswa
and kukasara less than 1% chete apa hondo haisati yatombo tanga but Gideon has
already lost 99% yevanhu vake. Unogona kufunga kuti ummm uyu haasiri Mwari uyu,
how can GOD reduce my army to such a small size. Ahhh its possible, kune umwe
munhu arikuzhamba achiti how can GOD reduce my income to such a small figure,
how can GOD reduce the number of my friends to such a level. But chandinoziva
hangu ndechekuti victory haizi muSize yeMari or muNumber yevanhu vanokutsigira but
the victory lies in GOD.
Do you know kuti kana uchinge watanga kufamba naMwari chaizvo
chaizvo, you will definitely lose friends and relatives. Kana uchinge watanga
kuterera zvinodiwa naMwari you will find kuti vanhu vanhu vachakutiza, kwete
nekuti wavadenha but kunenge kuri kuda Mwari. Its normal kuti shamwari dzako
dzawaisidhakwa nadzo, dzawaiita madhiri nadzo, vanokusiya nekuti wakagamuchira
Jesu. Shamwari dzako dzawaisiita zvichipfambi newe they can leave you nekuti
you are now a Christian, its normal, and don’t try to stop them, but siya
vashamule.
Ukaverenga John chapter 6 unoona Jesu achiparidza imwe sermon
yekuti akatizwa nemaDisciples. Not the 12 main disciples but mamwe maDisciples
vakamutiza and Bible rinoti From that time many of his disciples went back, and
walked no more with him. Havana kuzofamba naye futi (John 6:66). That’s was the
end of it nekuti ane sermon yaainge aparidza yavasina kufarira. So it can come
a time yekuti unogona kupihwa shoko naMwari rekuti uparidze but shoko racho
iroro roita kuti vamwe vanhu varove U turn, varege kukuterera futi. Not because
waizviita intentionally but wangoparidza chokwadi chabva kunaMwari and vanhu
vatadza kuzvifarira and they decided to leave you just like zvakaitika kuna
Jesu.
Especially munguva yatiri ivo yemazuva ekuguma kweNyika, if
you preach zvokwadi chaiyo yaJesu vanhu vanokusiya. Vashoma vachada kunzwa
vhangeri rekururuma nehutsvene, vazhinhji vakungoda rekuti Mwari anokupai mota,
anokupai pfuma, munoita mazi mari, receive your wedding, receive your financial
breakthrough. But iwewe semuChristu don’t be worried about people leaving you
after you preach the truth. Mufundisi regai kutya kuti church ingasare yava
nevanhu vashoma nekuda kwekuti maparidza vhangeri risingafarirwe nevanhu.
Gideon akasara aine vanhu vashoma but victory akaipihwa nekuda kwekuti ainge
aterera Mwari, you can reach heaven zvakanaka and you can enjoy life pano
panyika even though muri vashoma but as long masarudza kuterera Mwari.
the sermon yaita kuti vamwe vasarudze kusiya Jesu, is the same sermon yaonekwa naPeter kunzi ine mashoko ehupenyu husingaperi.
So ndinoti kwauri as long uchifamba naMwari pazvokwadi, hongu
vanhu vangakusiye but ziva kuti kune vamwe vanhu vanoramba vakamira newe chete.
Army yaGideon ingadzikire hayo but anosara aine 300 varikudiwa naMwari.
Vadzidzi vangatize havo Jesu but anosara aine 12 vari serious, people can
desert you but ziva kuti pane vamwe vanosara vari kuSide kwako. Nyika yose
ingaipe zvayo, but Noah anosara aine vamwe 7 vaanopinda navo muArk. Kana vanhu
vachikutiza, regedza vaende, let them go, nyaya yedenga haizi mumaNumbers but
iri munaJesu.