Scripture reading: Genesis 2:16-17; 3:1-8
Mwari Vachisika munhu wekutanga (Adam), vakamuisa muGarden of Eden ndokubva vamupa mutemo une chekuita nenhau dzekudya. Jehovha Mwari akaraira munhu achiti, "Ungadya hako miti yose yomunda, asi muti wokuziva zvakanaka nezvakaipa usaudya; nokuti nomusi waunoudya, uchafa zvirokwazvo."
There were many trees in the Garden of Eden and GOD being fair vakabvumidza munhu kudya michero yemiti yose iyi except for 1 tree chete. But tikaenda paNext Chapter (Genesis 3) tinoona nyoka iyo yakasevenzwesa nasatan saSpokesperson ichiti kumukadzi (Eve), "Nhai, ndizvo here kuti Mwari akati, `Regai kudya miti yose yomunda?' "Mukadzi akati kunyoka, "Tingadya hedu michero yemiti pamunda, asi kana iri michero yomuti uri pakati pomunda, Mwari akati, `Regai kuudya, kana kuubata, kuti murege kufa.' "Nyoka ikati kumukadzi, "Hamungafi zviro kwazvo, nokuti Mwari ano ziva kuti nomusi wamunoudya nawo, meso enyu achasvinudzwa, mukava saMwari, muchiziva zvakanaka nezvakaipa."
Mwari vakapa a very clear message kuti mimwe michero mungadya zvenyu but kana zviri zvemuchero wemuti wekuziva zvakanaka nezvakaipa musadye, if you eat it, you shall surely die. Muti waikonzera rufu was only 1, iwowo warimbidzwa uyu, but mimwe miti yaisava neProblem. Asi satan achiuya anoparidza the opposite message, hanzi mukadya muti uyu zvirokwazvo hamufe. Ivo Mwari vamboti you shall surely die, but nyoka yakati you shall not surely die. In other words satan arikuudza mukadzi kuti muti uyu wekuziva zvakanaka nezvakaipa wakangofanana neimwe miti yose yamakabvumidzwa, if you eat it haufe. Indirectly satan arikuti muti muti chete, hapana chakasiyana pamiti iyi. Ukadya maonde haufe and even ukadya muti wamakarambidzwa naMwari haufe zvekare, miti miti, idyai munakirwe.
The same message is being preached nhasi zvekare nasatan, arikudeidzira kuti muti muti chete, no tree is different from the other izvo nyamba pane umwe muti wakanzi naMwari regai kuudya, but iye satan anonyengedza vanhu achiti its all the same hapana chakaipa chinokuwanai. Zviripo zvinhu zvatakarambidzwa naMwari & poita zvatakabvumidzwa, but satan anodeidzira kuti aiwa, izvozvo zvakarambidzwa nezvisina kurambidzwa zvakangofanana, don’t worry yourself, chingoitai chero zvamada.
Pane mamwe manamatiro akarambwa naMwari mushoko ravo Bible, muyenzaniso ukaverenga pana Matthew 6 unonzwa Jesu achirambidza mamwe manamatiro anoitwa nevanyengeri, ukaenda kuna Isaiah 58 unonzwa Mwari vachitsiura dzimwe wrong fasting dzinoitwa nevanhu, kureva kuti there is an acceptable way of praying & fasting and an unacceptable way, but satan anouya nhasi oti its the same chingoitai chero zvamaita, moyo wako chete, the same message yekuti muti muti, ndiyo yaaari kuparidza nhasi using another angle.
Vamwe ndivo vakaudzwa nasatan kuti bonde ibonde chete, whether before or after marriage, whether waizviita neSpouse yako or neSmall house, zvakangofanana, don’t worry yourself, muti muti, hakuna bonde ringanzi waita chivi pamberi paMwari, enjoy yourself, yet ivo Mwari vachirambidza nyaya yeFornication neAdultery.
Vamwe vakaudzwa kunzi mari imari chete, as long uinayo, there is no problem kuti waiwana sei, whether waba kubasa, or washanda pachokwadi, whether wapihwa maBribe, or you have earned it in a honest way, hazvina kana basa, muti muti chete, mari imari chete, a dollar from corruption is the same as a dollar from honest labour, ndiro shoko rasatan iroro, but raMwari richiti Usabe (Exodus 20:15), roti zvekare treasures of wickedness profit nothing (proverbs 10:2)
Muti muti chete, miti yese yakafanana, that’s the argument which the devil is presenting kubva kare and that is a lie. Chegumi ichegumi chete, offering iOffering chete hazvina mhosva kuti imari yekuba yauri kuda kuunza kuChurch, hazvina basa kuti property yawakavhara munhu ndiyo yauri kuda kupa sechipo kuchurch, that’s what the devil says, but ivo Mwari voti Kutererera kunokunda chibayiro. Ucharangarira here nyaya yaKing Saul kuna 1 Samuel 15 paaida kupa Mwari sacrifice yemhuka dzaainge anzi aparadze. GOD was not happy.
Vamwe vanongoda kuporofitwa chete regardless kuti arikuporofita wacho ndewaMwari here or atumwa nasatan, muti muti chete, prophecy is just prophecy, ndiyo argument yasatan but Jesu oti aiwa chiporofita hachina kufanana, beware of false prophets (Matthew 7:15)
Miti miti chete, that’s the argument yasatan, a day is just a day, no day is more special than the other, tsvaga chero zuva rako raunoda woriita Sabata rako, yet ivo Mwari vachiti zuva rechinonwe ndiro Sabata ravo. (Exodus 20:8-11)
Shuwa miti inogona kuita kunge yakafanana ukazvitarisa but chinosiyanisa miti iyi is the word spoken by GOD. hazvina mhosva kuti unoyevedza sei muti wacho or wakashoreka sei, it doesn’t matter what the devil has said concerning that tree, but rega kuJudger nemafungiro ako, but base your decisions on the word of GOD. problem yaEve akada kuReasoner beyond what GOD said . the moment yauchada kuReasoner outside shoko raMwari chete you are walking on dangerous ground but tevedzera zvakataura Mwari.
GOD is fair, havana kutanga nekurambidza munhu kudya muchero but vakatanga vamupa miti inobvumidzwa and those trees in terms of numbers were even more than uyu usingabvumidzwe which was only 1, but iye satan anoda kuti uise focus yako pane 1 muti wakarambidzwa iwowo because he knows kuti if he convinces you to disobey GOD unenge warasika. GOD is fair, havana kurambidza vanhu sex totally but he created the institution of marriage kuti kana mafunga bonde, mutange mapinda muMarriage. GOD is fair, havana kungotanga nekuti uzorore musi weSabata but vanotanga nekuti 6 days thou shall labour, unotobvumidzwa kushanda for 6 days, then pa7 ndipo powonzi chizorora, but the devil is cunning, anoda kukuEncourage to go against what GOD has said. Mwari vari fair havana kukurambidzai kubata cash but vanoti mutsvage mari nenzira dzakarurama,
Miti yakasiyana varume, chinoisayisana handi nyaya yeTaste kuti umwe unovava, umwe unotapira, NO but chinosiyanisa miti is the word spoken by GOD concerning those trees, usamhanye kupinda muzvinhu uchiti zvakafanana but consider what GOD says. Kana Mwari varambidza something just obey it, than kutsvaga maReasons not to obey
GOD is fair, He will never withhold something which is good for you, Mwari vanerudo, havakurambidze chinhu chakakunakira asi vanokurambidza chinhu chakakuipira.
2 Varokinde 11:3-4 “Asi ndinotya kuti sokunyengerwa kwakaita Evha nenyoka nemano ayo, ndangariro dzenyu dzingangotsauswa kubva pakururama nokuchena kwomwoyo, pakuzvipira kuna Kristu. Nokuti kana mumwe akauya kwamuri achiparidza mumwe Jesu kunze kwaJesu watakaparidza, kana kuti mukagamuchira mumwe mweya wakasiyana nouyo wamakagamuchira, kana rimwe vhangeri rakasiyana neramakagamuchira, munogona kuzvigamuchira zviri nyore kwazvo.
2 Corinthians 11:3-4 But I am afraid that as the serpent deceived Eve by his cunning, your thoughts will be led astray from a sincere and pure devotion to Christ.For if someone comes and proclaims another Jesus than the one we proclaimed, or if you receive a different spirit from the one you received, or if you accept a different gospel from the one you accepted, you put up with it readily enough.