Mharidzo (sermons) Blog
Mharidzo dzechishona
Thursday, 28 July 2016
Mharidzo: Ndinoshaiwa munhu
Scripture reading: Johani 5:1-9
Pane mimwe mibvunzo inongoda mhinduro yekuti Yes or No, but vazhinji vanotadza kupindura mibvunzo iyi. They try to explain zvisina kubvunzwa because they feel like kana akangopindura kuti YES kana kuti NO it’s not enough kugutsa munhu amubvunza. “Wakarara pamba here musi weFriday, Yes or No?” instead yekuti munhu ati hongu kana kuti kwete anotanga kuti “problem yakaitika ndeyekuti ndakashaya combi saka ndakazoenda kumba kwana John”.
Ndiyo tsika dzevazhinji, they try to explain zvisina kubvunzwa. There is a man akazviita muBible, aive achirwara for 38 years then Jesu anosvika paari omubvunza kuti unoda here kupora? This was a simple question yaidawo a simple answer, either kuti Yes ndinoda kupora or No handidi kupora, but murume uyu anoti “ndinoshaya munhu angandiwisira mudziva kana mvura yobvongodzwa”
Pamhinduro yemurume uyu ndipo patinowana musoro weMharidzo wedu wekuti “Ndinoshaya munhu”
Here is the background of the story, muguta reJerusalem paiva nedziva remvura rainzi muchiHebheru Betsaida. Around this pool pakanga pavete vanhu vazhinji vairwara namapofu, nezvirema, navakawonyana, [vakamirira kubvongodzwa kwemvura. Nokuti mutumwa (an angel) waiburukira mudziva iro neimwe nguva, achibvongodza mvura; zvino uyo waitanga kupinda mumvura yabvongodzwa waiporeswa, kunyange akanga akabatwa nokurwara kupi nokupi. Jesu ndipo paanosvika panzvimbo iyi ndokuona mumwe munhu, wakanga abatwa nokurwara for 38 years. Jesu wakati aona munhu uyo avete pasi, he knew that he had been in that condition for a long time, ndipo paanomubvunza kuti: Unoda kuporeswa here?. Murwere akamupindura, akati: “Ishe, ndinoshaiwa munhu unondiwisira mudziva, kana mvura ichibvongodzwa; asi ndinoti kana ndoenda. Mumwe wonditangira kupinda.”
This man has a problem yehurwere, but pamusoro peProblem yake aita imwe problem yekusaziva kuti problem yake yekutanga inogadziriswa sei. Im saying, problem yake ndeyekurwara for 38 years and solution yacho its healing but iye aita imwe problem yekushaya munhu anomupusher kuti awire mumvura kana ichinge yabvongodzwa, yet that is not the main problem yekushaya munhu anomuPusher, his main problem haizi yekushaya munhu anomupusher but ndeyekushaya healing. Ukatadza kuziva solution to your problem unogumisira wazvigadzirira mamwe maProblems hobho but uchisiya the main issue, uchisiya the root problem.
paBetsaida apa pataurwa neBible kunzi pakanga paine vanhu vazhinji, KJV rinoti there was a great multitude but ipo paGreat multitude ipapo this man akashaya munhu mumwe chete wekuti amupushire mumvura nechikonzero chekuti great multitude iyi yaivawo yakazara nevarwere, they had their own issues to deal with, vaitodawo kupora. Rega ndikuudze kuti in this life, people have their own issues to deal with, vanhu vane nyaya dzavo dzirikuvanetsa and apa ndipo paunoisa faith mune munhu kuti haa nhingi will help me, iye nhingi wacho ane zvake zvirikutomunetsa. Urikutarisira kupihwa mari naNhingi, very sorry kukuudza kuti munhu wawakathemba iyeye atorine zvikwereti zvinopfuura zvauri kuda kuCover iwewe, you expect kuti the pastor will pray for you, very sorry to tell you kuti pastor vatorine dzavo nyaya dzavari kutambudzika nadzo muPrayer.
Pakazara vanhu paBethsda but kunyangwe pakazara vanhu this man could not find anyone to help him nechikonzero chekuti each one had his own issues to deal with. You can be lonely in a crowd, its very possible. Saka the sooner you remove faith yako muvanhu the better, rega kuisa faith yako muvanhu asi muna Mwari. Psalms 118:8 yobva yati says It is better to trust in the Lord than put confidence in man
Unoda kupora here, that was the question and murume akati Ndinoshaiwa munhu …..vazhinji ukavabvunza a simple question like unoda basa here instead yekuti yes or no anoti “Ndinoshaiwa munhu wandinoziva anopinza vanhu mabasa” faith yake iri mumunhu anotarisira kuti vanhu vamupe basa but kana zviri zvaMwari haana shuwa kuti vangamupe basa. unoda here kupora “Ndinoshaiwa mupoofita angandinamatire kuti ndipore” faith yake iri munaProphet, haana shuwa kuti God can heal him without the involvement yeumwe munhu. Unoda here kutora drivers license “Ndinoshaiwa munhu wandinoziva kuVID”. Sei uchifunga kuti rubatsiro rwako riri muvanhu and not kuna Mwari. ndinofarira Psalms 121:1-2 iyo inoti Ndichasimudzira meso angu kumakomo; Kubatsirwa kwangu kuchabvepiko? Kubatsirwa kwangu kunobva kuna Jehovha, Wakaita kudenga napasi.
Handirambe kuti God can work through people kuti vakubatsire paProblem yako but kunyangwe zvakadaro, your faith must not be in people but it must be in God. kana uchiisa faith muvanhu wafanana nemunhu anoenda kumba kwehama yake aine tarisiro kuti achabikirwa tea neTeapot on its own, instead yekutarisira kuti hama yako ndiyo ichabika tea ndiye achakubikira tea. Unogona kuisa faith muTeapot ukadzoka uine nzara nekuti teapot on its own haigone kubika tea, but kana ukaisa tarisiro mune anobika tea then unoipihwa. We as humans we are just like teapots, kana pasina mubiki weTea anova Mwari hapana anomwa tea yacho. Ukaisa faith yako mumunhu as long as pasina Mwari hapana chinobuda.
ndinoshaiwa munhu unondiwisira mudziva, kana mvura ichibvongodzwa. This man aitarisa push kubva kuna someone but push haina kuuya. Instead Jesu anoudza murume uyu kuti “Simuka, Tora nhovo dzako, ufambe”. Shasha yaitarisira push, manje Jesu haana kuuya nepush, instead auuya neshoko, sometimes the help we expect haisi riyo inouya naJesu. handiti urikutarisira kuti sekuru vako vanoshanda kuEconet ndiwo vachakurongera basa, handiti urikutarisa kuti mukoma vari diaspora ndiwo vachakutumira mari, handiti urikutarisira kuti muporofita uye kana adzoka kuNigeria ndiye achakubatsira panyaya dzako, handiti urikutarisira kuti tete ndivo vachakuyananisai nemurume wako, wakatirisa kuti maPoliticians ndiwo achagadzirisa zvanetsa munyika, you are expecting kuti lawyer rako ndiro richagadzirisa nyaya dzirikunetsa, manje rega ndikuudze kuti maitiro aMwari akasiyana nemaitiro edu vanhu. Murume uyu aitarisira push but Jesu haana kuuya nePush, instead akauya neshoko rekuti simuka tora nhovo dzako ufambe.
Isaiah 55:8-9 (NKJV) yobva yati "For My thoughts are not your thoughts, Nor are your ways My ways," says the Lord. For as the heavens are higher than the earth, So are My ways higher than your ways, And My thoughts than your thoughts.
Jesu haana kupushira murume uyu mumvura but akamupa shoko nekuti iro shoko ndiro rine simba kupfuura anything. Nekuti iro shoko ndiro rakaita kuti nyika ino iveko, Mwari vakasika nyika kubudikidza nekutaura shoko ravo. Mubvunzo wouya kunewe uri muProblem kuti are you feeding pashoko raMwari or wakamirira kuti ubatsirwe nevanhu? Kudai tadzidza kubva pashoko let us put our hope in Jesus Christ, tirege kuvimba nevanhu nekuti hakuna hukama/friendship/ connection yauchaita nevanhu ingapfuure kuva connected naMwari. handina kuti cheka hukama nevanhu but ndati faith yako ngairege kuva muvanhu asi muna Mwari.
Hauna munhu anokuwisira mudziva kana mvura yobvongodzwa, but Jesu unaye here? vamwe vanoti havana munhu anovapushira mumvura and havana futi Jesu wacho. Wabva waita mufakose? Rega kushaya Jesu muhupenyu hwako.
Mharidzo: Rodza demo
Scripture reading: Muparidzi (Ecclesiastes) 10:10
A story is told yevarume 2 vaitema miti. The first one akaita 1 hour achirodza demo rake and apedza ndokuita 1 hour achitema muti, so in total akatora 2 hours achishanda. The 2nd man akaita 3 hours non-stop achitema muti and akazopedza aneta. Vese vaitema miti yakafanana, but the 1st man chakamupa kuti ashandise less energy uye aite nguva shoma its because demo rake rainge rakarodzeka (it was sharp), but mumwe uyu chakaita kuti apedze nguva refu uye ashandise simba rakawanda it was because demo rake rainge rakagomarara.
Muparidzi (Ecclesiastes) 10:10 yobva yati iyo “If the axe is dull, And one does not sharpen the edge, Then he must use more strength; But wisdom brings success” (Kana simbi yagomara, munhu akasairodza, anofanira kunyanya kubata nesimba; asi uchenjeri hunobatsira pakururamisa)
Demo rakagomarara rinorwadza kutema naro, more time and more energy and less results. Vamwe havasati vambotema huni so let me bring it closer home: banga rakagomarara harinyatsocheke chaizvo, razor yakagomarara hainyatsocheke, any tool inoshanda neSharp edge ikango gomarara chete ziva kuti uchada simba rakawanda kuishandisa, uye zvichakutorerera more time and unogona kutadza kubudirira pakucheka zvauri kuda kucheka
Kune demo rinonzi prayer, iri demo iri kana risiri sharp, kunamata kunokurwadza, you generally take long but woshaya zvawainamatira. Unoita hasha kuti ndirikunamata wani but there is little or no change, chikonzero ndechekuti demo rakagomarara. Kana ndichiti demo rakagomarara I mean pane zvimwe zvinhu zvinofanira kunge zviripo or zvinofanira kuita kuti prayer ipindurwe naMwari in the way you want it and if you ignore zvinhu izvozvo munamato wako unoshaya simba, it becomes like demo rakagomara.
Ukanamata usina faith ziva kuti idemo rakagomarara (Matthew 21:22) Ukanamatira zvinhu zvisiri in line nekuda kwaMwari = demo rakagomarara (1 John 5:14). Ukanamata usingade kusiya zvivi = demo rakagomarara (Isaiah 59:1-2) Ukanamata uchidzokorodza mashoko nhando = demo rakagomarara. (Matthew 6:7). The list goes on and on, read your Bible uone kuti ndezvipi zvinhu zvinoita kuti munamato wako upindurwe & ndezvipi zvinoita kuti usapindurwe.
Kana demo rePrayer riri sharp it will bring the desired results and kunamata hakukurwadzwe but you actually enjoy talking to God. musangonakidzwe nekutema, but tangai mambotarisa kuti demo renyu rakapinza here, seat down and sharpen your axe.
Kune demo rinonzi mharidzo, kana rakagomarara unoshaya maResults naro. Unorova damba refu reSermon but zvigotadza kubatsira anyone nekuti demo rakagomarara. You just rushed kunoparidza but hauna kubvira wataura naMwari through prayer, hauna kuverenga Bible rako before preaching, you just rushed kunoparidza. Ko wadii wambogara pasi warodza demo, wadii, wanamata kana kutsanya, wadii wanyatsoita research yako. Sharpen your axe
Bible study ndirimwe demo rinokosha muchiChristu, demo iri rinotema-tema ignorance, demo iri rinosimudza faith yedu, demo iro rinotema tema manyepo asatan. But kana demo iri rakagomarara, haaa munochona pasina chabuda. Unoriverenga Bible from Genesis to Revelation but ugotadza kurinzwisisa nechikonzero chekuti hauna kurodza demo iri mushe.
Kana uchiverenga Bible ngazvive nekunamata mukati so that Mweya Mutsvene akafemera kunyorwa kweBible Akupe kunzwisisa kuti zvauri kuverenga zvinorevei. Rega kuverenga a single verse iri yega and form a conclusion ipapo but verenga the surrounding verses unzwe kuti yanga iri nyaya yei in the first place pazonyorwa verse iyoyo, consider other verses kuti anoti kudii pamusoro peTopic iyoyo. You want God to reveal more to you but zvishoma zvawakakuzivisa haude kuzvirararama. It doesn’t work that way nekuti Luke 16:10 Jesu anoti uyo akatendeka pazvishoma akatendeka zvekare pazvikuru, asi kana usina kururama pazvishoma then even pazvikuru hauna kururama. Tanga wagamuchira shoko raunoziva iroro before you want God to reveal zvimwe zvikuru. Kana demo risiri sharp, haaa rinokurwadza , you will never enjoy reading the Bible.
Demo rinonzi fasting rine simba zvikuru nekuti kune mamwe maProblems anonzi naJesu zverudzi urwu hazviende zvoga asi zvinoda kutsanya nekunyengetera. (Matthew 17:21) Asi kunyangwe zvakadaro, unogona kurova 40 days wakatsvanya and woshaya maResults mumwe ongoita 2 days but zvake zvoita, nechikonzero chekuti urikushandisa demo rakagomara and vamwe vane matemo ari sharp. You are ignoring zvinotaura Bible concerning nyaya yeFasting. Uri kutsvanya uchida kuonekwa nevanhu izvo zvakarambwa naJesu pana Matthew 6:16-18. Kutsanya kwako hakuna prayer mukati, wangoregedza chikafu chete but pasina prayer and yabva yaita kunge hunger strike. Iyi yekuti chikafu chausina kudya makuseni, chausina kudya paLunch wakuzochidya chese manheru pamwe chete neSupper iFasting here iyi or wango postponer maMeals ako? Ukaverenga Isaiah 58 unoona vanhu vaiComplainer kuti takatsanya but Mwari havana kuzviona, and panobva papihwa zvikonzero why fasting yavo isina kugamuchirwa naMwari (go and read it). demo rakagomara
Demo rinonzi giving rinobatsira kwazvo but kana muchitora mari dzamapihwa seBribe kumabasa enyu, mari dzamawana nenzira dzechitsotsi and you bring it to the house of God, ziva kuti urikutema nedemo rakagomara nekuti God loves obedience more than sacrifice (1 Samuel 15:22). Mwari Vanoda munhu anoterera more than munhu anotyora mitemo yaMwari trying to give God a sacrifice.
Kuimbira Mwari (music) idemo rakanaka kwazvo, but demo iro rinogona kushaya maResults kana ukaimba zvinhu zvisiri Biblical, maLyrics ako akatadza kutsigirwa neBible, ziva kuti urikutema nedemo rakagomarara, ukaimba uine wrong motive yekuda kuzvitsvagira mbiri than kuti Jesu asimudzirwe, kuimba kuti utsvage mari uchishandisa zita raMwari, ziva kuti urikutema nedemo rakagomarara. And tsika yekuda kutora maStyles ekunyika oiswa pamusic yaMwari ndiwo mamwe akonzera kuti demo rigomarare nekuti Romans 12:2 inoti DO NOT BE CONFORMED TO THIS WORLD, musaenzaniswa nenyika ino.
There are many things zvatinogona kuita muchiChristu chedu, but zvinhu izvi tikazviita tisingatevedzere zvinodzidziswa neBible, uchaona kuti we will not get maResults atiri kuda. Instead yekuti tifarire zvinhu izvi, it becomes a painful experience, rinokurwadza demo racho and you willl use more energy nechikonzero chekuti rakagomarara. Saka seat down and sharpen your axe. Usatedzere vamwe vanomhanya kunotema nematemo akagomarara but gara pazi urodze demo, vhura Bible unzwe kuti zvauri kuda kuita izvi zvinoitwa sei kuti zvishande..
Muparidzi (Ecclesiastes) 10:10 yobva yati iyo “If the axe is dull, And one does not sharpen the edge, Then he must use more strength; But wisdom brings success”
(Kana simbi yagomara, munhu akasairodza, anofanira kunyanya kubata nesimba; asi uchenjeri hunobatsira pakururamisa)
Wana uchenjeri kubva kubva mushoko raMwari rinova Bible

Mharidzo: Cherima
Scripture reading: Psalms 119:105
Une maChances ekuita tsaona kana uchiDriver manheru than masikati, manheru ndipo paunosanga nemota dzine candle (one head light instead of 2) or isina kana 1 light. manheru vamwe ndipo pavanonyanya kutyora mitemo yepaRoad nekuti anenge achiti hapana arikundiona, even speeding inonyaya muHighway at night nekuti munhu anenge achithemba kuti police yeSpeed trap haipo, there are high chances dzekuti munhu anobatwa nehope achiDriver manheru than masikati. There is great danger mukufamba murima.
Mbavha dzagara dzinoba but ukada kuzvitarisisa maHouse break in, maRobbery nemaCar high jacking anowanzo wanda munguva dzemanheru, thieves take advantage of darkness. Prostitution yagara inoitwa any time of the day but zvinonyanya kuwanda munguva dzemanheru that’s why vakadzi vanotengesa muviri yavo vachipihwa zita rekuti “ladies of the night” nekuti mabasa avo vanowanzo aita manheru, they take advantage of darkness to do their works. Kana varoyi chaivo vanogona kukuroya masikati but maActivities avo anonyanya kuitwa manheru vanhu vakarara, they take advantage of the darkness.
Mabasa mazhinji akaipa anoitwa murima. you are in great danger mukufamba murima than kufambira muLight, nhasi rima ratiri kuda kutaura nezvaro harizi rima riri physical ratajaira but we want to consider spiritual darkness.
Mapisarema (Psalms) 119:105 inoti “Your word is a lamp to my feet And a light to my path”. Munyori arikuti Shoko raMwari ndiwo mwenje wetsoka dzake, nechiedza panzira. Shoko raMwari ririkufananidzwa nechiedza (light). Pane shoko raMwari pane light, and the opposite is true, kana pasina shoko raMwari then pane rima because darkness is the absence of light. There is great danger kurarama uri murima usina shoko raMwari, anything can happen to you.
Kune mbavha inonzi satan inotora advantage kune avo vanofambira murima so that he can attack them, he steals from them nechikonzero chekuti vari easy kubira nekuda kwerima rakavaputira. senge mazuva ano vanhu varikuvharwa mari nevashandiri vasatan who pretend to be men of God nechikonzero chekuti vari murima havana shoko raMwari. Satan anokubira mufaro wako nechikonzero chekuti hauna shoko raMwari. You spend your time worried over zvinhu zvakapihwa solution kare mushoko raMwari.
maChances ako ekurasika kana uchifamba murima they are very high than uchifamba kwakachena, no wonder why munhu achingopinda chero church yaapinda nemhaka yekuti arikufamba murima. (s)he doesn’t know kwaari kuenda nekuti chiyedza chinonzi shoko raMwari hachipo pakumu guider on which church to go to. Jesu oti pana John 12:35 munhu unofamba murima haazivi kwaanoenda.
Mubvunzo uri kunewe hama yangu kuti kwamunopindira uko is it the word of God rinova Bible rakakutungamira kuti upinde ikoko or its any other thing chisinei neshoko raMwari?
Let us be guided nechiedza cheshoko raMwari tirege kurasika tichifamba murima.
Ndinorangarira imwe song yaiimbwa nevanhu veStreet theatre paTV kuma early 2000 vachiti chenjera kunyengwa nerovha murima. Murima unogona kuti I love you kune munhu wekuti kana ukazomuona kwachena unomuramba. Nyaya yangu haizi pamarovha nekuti we know kuti mabasa arikunetsa but ndinoti chenjera kunyengwa or kunyenga munhu asiriye wawakapihwa naMwari murima. Kana ukashayiwa guidance yeshoko raMwari unenge wakaputirwa nerima zvekuti you end up getting into a relationship nemunhu asina kukufanira, ndipo paya pekuti marriage inozorwadza wavakushaya kuti where did I go wrong, chikonzero ndechekuti wakatsvaga marriage partner murima pasina shoko raMwari.
Murima mune chitsotsi, maChances ekupihwa fake money akawanda murima than pachiedza, vamwe vakaita maBusiness avo murima without following zvinodzidziswa neshoko raMwari and vari kuchema muzuva ranhasi, hongu economy might be a problem but zvako iwewe hazvisi kukonzerwa neEconomy asi zviri kukonzerwa nekuOperator murima, satan arikukupondera murima imomo nemhaka yekuti wakaramba zvinotaura shoko raMwari. Wakaramba nyaya yekubhadhara vashandi zviri just and fair and on time sezvinotaura Bible, wakaramba nhau yechegumi, wakaramba nhau yekupa zvaKesari kuna Kesari, wakaramba zvinhu zvizhinji zvinotaurwa neshoko raMwari about business, you are operating murima, that’s why risirikufamba business
Munhu apfekera hembe murima nemunhu akapfekera muLight zvakatosiyana. Murima hamuna proper dressing. There are people vari murima vasina shoko raMwari and kamupfekero kavo kanotaridza kuti uyu apfekera murima ndava murima hamuna nyadzi. Murima you can dress zvisina hunhu and haumbonyare nazvo nekuti you feel kuti hapana anokuona and iwe pachezvako hausi kuzviona kuti zvawakapfeka hazviite. But vari pachiedza vanopfeka zvinotaridzawo kuti vari pachiyedza.
Murima munhu anogona kungotaura chero zvaafunga nekuti anothemba kuti haasi kuonekwa. Kune vanhu vanotaura mashoko anonyadzisa zvekuti munotonyara kuti ko haanyare seiko munhu uyu. Anogonyara sei iye ari murima, kunyara kwese kwaputirwa nerima. Asi avo vari muchiyedza vane kutaura kwakatwasuka because they know they are surrounded by people who can see them.
Ukafamba murima your chances dzekuita tsaona dziri very high. Vamwe nhasi vakawira mumaProblems avari kuchema nawo because they were walking in darkness. Zvigunhwe zvazvimba nekukika matombo murima. Jesu anoti pana John 11:10 Asi kana munhu achifamba vusiku, unogumburwa, nokuti hakunechiedza maari.
Ukarasa chinhu murima recovery yacho inonetsa. Munhu akarasa dominion mushure mekunyengerwa nasatan in the garden of eden but kana pasina shoko raMwari forget about recovery. Mukadzi akarasa lost coin mumba haana kutanga nekutsvaga coin but akatanga nekubatidza light. (Luke 15:8) Une zvizhinji zvawakarasa iwewe mukati mehupenyu but tanga wabatidza light, go back to the word of GOD first and get guidance panhau dzeRecovery urege kuzoenda kun’anga uchitsvaga recovery yezvakarasika.
Mumwe murume akapinda mumba manheru aine nzara, there was nothing to eat kusara kwemazhanje chete. Akatsemura zhanje rekutanga kwakuona rine makonye, akatsemura rechi 2 akaona futi rine makonye, 3,4,5 mazhanje ane makonye haasi kudyika. Shasha ikati hazvinetse, he switched off the light ndokutanga kudyira mazhanje ake murima. Mubvunzo wangu woti ko kudzima kwaakaita light does it mean kuti mazhanje haasisina makonye? NO hazvireve kudaro, makonye anoramba aripo. Vazhinji varikudzima light, they are closing their Bibles and ignoring what it says but kunyangwe zvakadaro zvinoreva shoko raMwari ndizvo zvinoitika and shoko rawaramba iroro ndiro richakutonga
Jesu oti pana John 12:48 “Unondiramba, asingagamuchiri mashoko angu, unomumwe unomutonga, shoko randakareva ndiro richamutonga nezuva rekupedzisira”
Munogona kutenderana seChurch kuti isu pano hativerenge Bible or moramba mamwe maVerse muchida mamwe but kunyangwe zvakadaro iro shoko ramunoramba ndiro richakutongai on the last day.
Jesu anoti pana John 3:19-21 “Kutongwa ndokuku, kuti chiedza chakasvika panyika, asi vanhu vakada rima kupfuvura chiedza, nokuti mabasa avo akanga akaipa. Nokuti mumwe nomumwe, unoita zvakaipa, unovenga chiedza, haavuyi pachiedza, kuti mabasa ake arege kubudiswa pachena. Asi unoita zvokwadi, unovuya pachiedza, kuti mabasa ake avonekwe, kuti akaitwa munaMwari”
Some people are loving darkness vachiramba chiedza, vachiramba shoko raMwari nekuti rinovafumura mabasa avo akaipa. Asi kana uchita mabasa akanaka munaMwari then shoko raMwari rinova chiyedza unorifarira.
Rega kuva CHERIMA, uchifarira rima asi farira chiedza, kudai tafarira shoko raMwari, let us read it prayerfully, believe it and live by it, rititungamirire munzira dzatinofamba.
Mwari ngavakomborere kuverengwa kweshoko ravo muzita raJesu Christu. (feel free to share with others)

Subscribe to:
Posts (Atom)