Mumharidzo ino Nineveh inzvimbo yandingati
inoRepresenter somewhere Mwari kwaanoda kuti uende, it represents a position
Mwari yaanoda kuti uve uinayo, it represents calling yaunoda kunzi naMwari
uzadzise. Munhu wese chiripo Mwari chaakakurongera kuti uite, whether paNyika
yeMweya or yepaNyama. Ndiyo yatiri kuti Nineveh nhasi and mharidzo ino ichange
ichiFocuser on how to achieve zvinhu izvozvo zvawakarongerwa naMwari.
Jonah was a Prophet, munhu ainzwa kutaura
kwaMwari, ipo panotanga Chapter 1 verse 1 panotonzi The Word of The Lord came
unto Jonah, Shoko raJehovah rakasvika kuna Jonah but even though Jonah aiva
munhu anonzwa kutaura kwaMwari kuti enda Nineveh, tinoona achitiza. Hongu Shoko
arinzwa but anoda kutiza akananga kusiriko
ndiProphet vatiri kutaura nezvawo ava, Prophet Jonah, munhu akura pamweya but anotiza Mwari?
variko vanhu vakadaro who are spiritually mature but they are disobedient to the Word of GOD.
anonzwa hake zvinotaura Mwari but haadi kuzviita. Shoko rinoparidzwa anorinzwa but haadi kutedzera zvarinotaura. maSongs eGospel angaimbwe hawo but haadi kutedzera zvinodzidziswa neSong iyoyo. But Shoko kuna James 1:22 rinoti Musangova vanzwi veshoko bedzi, uye nokudaro muchizvinyengera. Itai zvarinoreva.

Zvakangofana naPrescription yaunopihwa
naDoctor. Kuverenga prescription hakurape chirwere, but zvinotoda kuti wapedza
kuverenga prescription iyoyo woenda kunotenga mushonga uripo, womwa
semanyorerwo azvo.
Shoko raMwari is a prescription which takes you to Nineveh, and rega kugumira pakuverenga chete shoko, rega kugumira pakunzwa chete, but kana wapedza kunzwa nekuverenga, ita zvarinotaura. Kana wanzi enda Nineveh, enda ikoko kwete kutiza wakanga Tarshish.
Jonah anosimuka achitiza akanga Tarshish. Bible rinoti he rose up to flee unto Tarshish from the presence of the LORD. Jonah aisatiza chete but aida kutiza from the presence of the Lord, aida kutiza kubva pahuvepo hwaMwari. Kuda kutamba chamuhwande hwande naMwari. But chandinoziva ndechekuti hakuna kwaungagone kutiza uchienda, kwekuti uku kunonzi hakuna presence yaMwari. Ukaverenga Psalms 139:7-8. Psalmist anobvunza kuti ndekupi kwandienda ndibve pamberi penyu, even if ndikakwidza kudenga, muriko, even if ndikawaridza muBhedha wangu kuHell, muriko zvekare.
hapana nzvimbo yaunogona kuenda uchida kuhwanda Mwari.
rega kuita mistake yekuti unoita kut zvinhu pakahwanda uchinzenga vanhu nekuti where ever kwauri, Mwari variko ikoko.
no matter iHide out ipi yaunga ende neBoyfriend/Girlfriend yako ziva kuti Jehovah variko ikoko and He is seeing every move you make.
kunyangwe ukada kuita madhiri paCompany manheru or paWeekend ziva kuti asipo ndiManager wako but Jehovah vanoona.
kunyangwe ukafunga kuenda muchiCorner chakahwanda sei kuti upute fodya yako or kumwa bronco ziva kuti Mwari vanozviona.
even ukada kunyepera vamwe kunge uri paFasting,but uchipota uchidya chikafu zvekubiridzira, ziva kuti GOD is seeing you.
naizvozvo don’t waste your time uchida kutiza wakananga Tarshish instead yekuenda Nineveh. Rega kupedza nguva yako uchiita zvinopesana neShoko. Isaiah 55;11 inoti Shoko raMWARI haridzokere kwavari risina kuzadzisa zvavarituma.
So whatever zvaparidzwa or whatever zvawaverenga, ita seizvozvo, than kuda kutiza.
enda Nineveh than kutizira kuTarshish.
Disobedience is expensive. Kusaterera kunokuinzira mamwe maExpenses akawanda kwazvo. Jonah anowana ship yaienda tarshish, ndokutenga ticket rake rekuenda ikoko. He paid mari yeShip kuti aende kuTarshish (wrong direction) but kuCorrect direction Nineveh akaenda mahara neFish. once wasarudza kusaterera Mwari, once watora direction yausina kunzi naMwari tora, ndipo pauchaona kudhura kwazo, things will start to go wrong. Vana vanotanga kungorwara zvisina tsarukano mari ichiperera kumaDoctors, murume kana mukadzi anenge achingoshupa, kubasa uchinetswa big time apa vachikutambirisa peanuts. Life will prove to be expensive kana usiri mugwara chairo. But its never too late, pinda muHove muunofamba mahara, pinda munaJESU the way of life, famba neNzira dzaJehovah and life will flow smoothly.
Chinobata ndechekuti Jonah was going to a wrong place but panoita vamwe vanhu vanomupa transport yekurasika, kuProvider transport yekutiza Mwari. Chenjera kuita zvima friends zvinokuProvider maResources ekutiza Mwari. Kuita shamwari dzinokutsvagira chikomba or small house, kuita zvima friends zvinokutengera hwahwa. Kuita zvimaFriends zvinoda kuti urovhe church muchienda kunogocha or kubhora. Kuita maFriends anokutengera hembe dziri indecent dzinoita kuti uve exposed, vachiti iFashion.
chenjera kupihwa transport yekuenda Tarshish iwe uchida kuenda Nineveh.

wakamboona trick
inoitwa kana munhu achiita tsika yekusadaira maPhone calls ako. Unomutaimira
avarairwa womufonera nePrivate Number. Unoona shasha ichideira ichifunga kuti
hameno mumwe arikufona, yet ndiwe zvako waHider number. even Mwari vanozvigona
futi, vakaona kuti hauzi kuda kuterera Shoko ravari kusvitsa kwauri, He will
just use a private number, unoparidzirwa neumwe mutowo usina akamboona. Bvunza
Jonah. Mwari vakamuparidzira neNumber dzaanoziva, vakamutuma neOrdinary way, Enda
ku Nineveh unoparidza Shoko . Jonah ndoku ignowa. Mwari vakati hazvinetse izvo,
kwakushandisa PRIVATE NUMBER, MWARI ndokutuma mhepo. Jonah 1:4 inoti But the
LORD sent out a great wind into the sea. Vanoona vanenge vachingoti imhepo iri
yega, its just an ordinary fone call, yet iPrivate number irikushandiswa
naMwari yakanangana naJonah nekuti ainge aramba kuterera the 1st call. hama
wadiwa, kana shoko rauya kwauri rega kuda kuri ignowa nekuti kana Mwari
vazoshandisa havo private number unogona kutadza kuzvifarira. idzo nyadzi
dzacho kuti munhu wawanga uchiramba kudaira fone yake ndiye wawazodaira
paakufonera nePrivate number. rega kutendeutswa nePrivate number, rega kumirira
maProblems kuti akutendeutse, rega kumirira kushaya mari kuti kukutendeutse,
rega kumirira hurwere kuti udaire Mwari varikukudeidza, just listen to his call
kubudikidza nekugamuchira Shoko ravo.
Boat rakaita kunge richatsemuka neMhepo
yainge yatumwa naMwari pamusaka paJonah ainge aramba kuterera shoko. Hapana
chinhu chinorwadza sekuti muneBoat renyu zvenyu makananga Tarshish to do business
but pouya mumwe munhu zvake ari kutiza Mwari and he causes a storm inoita kuti
murasikirwe nemaProducts enyu. Nhaiwe Jonah, why uchida kuti pinza loss because
of your disobedience?. if only we knew kuti ndizvo zvichaitika we wouldn’t have
given you transport. my brothers and sisters, boat rako iri, life yako iyi,
marriage yako iyi, spiritual life yako iyi, business rako iri, dai waiziva kuti
pane vamwe vanhu vauri kupinza mukati vachakonzeresa imwe mhepo ichakuitisa
loss. before you allow people into your boat, tanga wabvunza Mwari kuti is this
not a Jonah, will this person not cause any problems, haishupe here type iyi.
Check your life kuti hausi Jonah here iwewe urikukonzera loss muLife dzeVamwe vanhu.
Mhepo payaishupa, mumwe nemumwe wevarume veBoat akatanga kuchema kuna mwari wake. Varume ava havana kuchema kunaMwari chaiye, Jehovah akasika denga neNyika, but vakachema kunezvi mwari zvavo but mhepo haina kupera. Ohh hakuna mumwe Mwari anesimba rekupenza mhepo dziri muLife yako kunzwe kwaJehovah. There is no other GOD like Jehovah. Kana zvinhu zvaoma, unochema kuna Mwari, hongu varume ava vanoiziva formula iyi but varikuenda kuna Wrong god.
zvandifungisa imwe nyaya, paiva nemurume akaudzwa kuti kuna Mwari anonamatwa but iye aisaziva kuti Mwari wacho ndeupi, so akaona zisimbi rairema akati uyu ndiye mwari uyu rega ndimunamate, ari pakati pekunamata kwakauya imwe monya ichibva yatakura zisimbi iroro, murume uyu kwakushamisika, akati better kunamata monya. Rimwe zuva ndokuzoona monya rakatakurwa neMotorbike, akati better kunamata motorbike. Rimwe zuva kwakuzoona pick-up yainge yakatakura motorbike, akati better kunamata mota iyi.
rimwe zuva kwakuzoona gonyet rainge rakatakura maPick-up hobho, akati better kunamata gonyeti iri. Rimwe zuva kwakuzoona ship yakatakura magonyeti hobho, akati better kunamata ship. Later on ship iya ichibva yakuturwa nedutu guru reMhepo, murume akati better kunamata mhepo, rimwe zuva akazonzwa mufundisi achiparidza nezva Jesu akanyararidza dutu guru reMhepo. Murume uyu ndokufara zvikanzi ndazomuwana manje Mwari uye wandaitsvaga. Mwari anoudza mhepo kuti peace be still, and iyo mhepo ichiterera.
varume veboat vaideidza mwari asiriye asi mhepo haina kupera, siya midzimu, zvikwambo, nezimwe zvimwari nekuti hazvigone kukubatsira.
Varidzi veBoat vakapinda busy kurasa zvinhu muMvura. Vachibata chino nechino vachikanda muMvura but mhepo haina kupera. Instead yekuti vakande Jonah muMvura, they were busy kukanda zvimwe zvinhu. Do you know kuti sometimes in life tinokanda zvimwe zvinhu out of our lives tichifunga kuti ndizvo zvakanzore kuti boat redu rinyure but tichisiya icho chaicho chaicho chakonzera mhepo. Uri busy kuramba mukadzi or murume uchifunga kuti ndiye arikukupa munyama but uchisiya Jonah akarara muBoat umu, uchisiya moyo wako wakaipa. Hongu pane chinhu chiri kufanira kukandwa muMvura but murikunda zvinhu zvirizvo. Urikukanda hama dzako out of your boat, out of your life uchiti ndidzo dzirikukupa munyama but that’s not it, kanda Jonah uyo, muditsa disobedience iri mumoyo mako, buditsa hutsinye huri mumoyo mako, buditsa maEvil thoughts ari mumoyo mako nekuti ndiwo arikukupa munyama, ndiwo arikukonzera mhepo yatambudza boat.

Jonah anowana nguva
yekurara iye achitiza Mwari. Vamwe vachikandira zvinhu panze, Jonah ainge akarara
zvake and apa ndiye akonzeresa mhepo nekusaterera kwake Tine vanhu vanowana
kuzorora nekurara ivo vachitiza Mwari. Ipapa kurara kwaJonah kunoita kuri
innocent but ndiye honzeri. Kune imwe type yeVanhu wekuti he looks innocent,
anenge akaChiller zvake, muSoftaz, akaRelaxer saJonah but disodince yake ndiyo
yakonzera loss mumaBoat evamwe. Hutsotsi hwake ndihwo hwakonzera loss
mumaBusinesses evamwe, hupombwe hwake ndiwe wakonzera HIV kune vamwe. Namata
kuna Mwari vakutaridze ana Jonah ava.
The Shipmaster anoenda kunaJonah omumutsa and he told him kuti dana kuna Mwari wako tirege kuparara. Get this, munhu akamutsa Jonah is not an ordinary person but he is the Shipmaster, Captain weShip. You are the master of your life, you are the captain of your life and now is the time yekumutsa spiritual life yako yakakotsira 1Thessalonians 5:6-7 ichibva yati So then let us not sleep, as others do, but let us keep awake and be sober. For those who sleep, sleep at night, and those who get drunk, are drunk at night.
Jonah ngaamuke varume, spiritual life yako ngaimuke hama. Haasi nguva yekurara ino.
Vanhu vanokanda muJenya, they casted lots vachida kuona kuti akanzoresa mhepo iyi ndiyani and mujenya wakawira panaJonah zvichireva izvo kuti Jonah ndiye akakonzera mhepo. Varume ava havasi vaporofita in actual fact vaitonamata zvimwari zviri wrong but vakagona kuziva kuti Jonah ndiye akonzeresa mhepo. Beware, rega kuita zvinhu zvakaipa uchithemba kuti hapana anokubata, vanhu vaunofunga kuti havaone, chenjera kuzoona vachikuConfronter.
Varume veBoat vachiziva kuti Jonah ndiye trouble causer vanobva vatanga kumufaya maQuestions, unoita basa rei, wabva kupi, nyika yako ndeipi, vanhu vekwako ndevanani?
kubvunza maQuestions kunobatsira, zvimwe zvinhu zvausinganzwisise bvunza, rega kuitiswa zvinhu uchinzi ndezve church yedu but usingazvinzwisise, bvunza kuti zvinorevei and zvirimo here muBible?
Jonah paakabvunzwa maQuestions ndipo paakazobuda pachena. The moment yaucha bvunza zvimwe zvinhu zvaurikuitiswa uchinzi iChurch doctrine, ndipo pauchaziva chokwadi kuti this is good or this is evil.
maMariners vakamubvunza Jonah kuti toita sei kuti mhepo ipere, zvikanzi ndikandei muMvura.
ko nhai Jonah unoda kukandwa muMvura, haugone here kujambira wega, sei uchida vanhu vanokukandwa, jamba wega bhururu. Zvandifungisa paBethsaida on John 5, murume aiva aine 38 years hanzi ndinoshaya anondiPusher kuti ndipinde mudziva kana robvongodzwa, aitsvaga push murume uyu. Ndiyo imwe chete yainge yakutsvagwa naJonah, ndipushei ndipinde muMvura. zvepaBethsaida zvinonzwisisika kuti that man was paralyzed, ko iwe Jonah, hauna kuremara but unoda kupushwa. Kune mamwe maChristu anotoda push chaiyo kuti vapinde pazvinhu zvaMwari, anotoda push kuti atange kunamata, anoda kusandudzirwa mumaChallenges kuti achitange kunamata. Just like Jonah akazotanga kunamata ava mukati meHove, vamwe vanoda kuzonamata ava mukati memaChallenges, rega kudaro. Rega kutsvaga push, hauzi motor isina starter, on your own unofanira kupinda pazvinhu zvaMwari usina anokupusha.
Kune vanhu vane nharo wena. Jonah akaudza varume veBoat kuti ndikandei muMvura so that the storm will stop but vakaita nharo & they tried to row back to the land paVerse ya13. Nhai varume inga Jonah ati ndikandei muMvura but imimi you are stubborn chete, you still want to continue with your journey. Varume nharo hadzishande pamberi paMWARI, if GOD says do this, iwewe chingoterera chete, haikona kuda kuzviita wakangwara because that storm in your life will not stop.
the more yaiyedza kuda kuPusher boat vakananga kuCoast the more yaiwedzera mhepo. Simba ravo rakatadza kuFighter against mhepo, power remunhu repaNyama harigone kurwisina nezvinhu zvepaMweya. That’s why uchiona kuti monya rine maMuscles akasimba rinogona kuroyiwa neChembere yakapera power. Spiritual power is greater than physical power.
varume vakazotanga kuchema kuna Mwari chaiye Jehovah. Vachingopedza kudaro ndipo pavakazokanda Jonah muMvura. The moment yaunonamata kuna Mwari chaiye nemoyo unorevesa that’s when you will get a revelation on how to deal with the situation yauri kuFacer. Vachipedza kudana kuna Mwari, ndipo pavakagona kukandira Jonah muMvura.
Jonah akakwira wrong ship yaienda Tarshish instead of Ninevah, but chakaita kuti aende to the correct destination inyaya yekuti he confessed kuti he was the one to blame for the winds. Mhepo yese iyi varume, ndini Jonah ndakonzeresa. Do you know kuti dzimwe mhepo dziri muhupenyu mako idzi hadzipere up until you confess kune vamwe vako zvakaipa zwawakaita. Its high time waudza partner yako maSecrets auri kuhwandisa. Buda pachena uudze ngana kuti mari yake yaakashaya ndiwe wakaitora. Eh amai udzai murume uyu kuti mwana haazi wake. What ever it is you are hiding, buda pachena. Ahhh mufundisi haiite yamuri kutaura iyi. Choose what you want but remember the truth shall set you free (john 8:32) . reurura zvivi zvako kuna Mwari ukumbire ruregereo and surely you shall be forgiven. James 5:16 ichibva yati Confess your offenses to one another, and pray for one another, that you may be healed. The insistent prayer of a righteous person is powerfully effective
Jonah achingokandwa
muMvura, mhepo yakabva yaStopper. Mamwe maProblems auri kuFacer achapera the
moment yauchakanda mabasa akaipa out of your life and start living the Godly
way. Bible rinoti Now the LORD had PREPARED a great fish to swallow up
Jonah. Batisisa word rekuti PREPARED, MWARI akagadzirira hove kuti
imedze Jonah. Zvichireva kuti even if warasika zvakaita sei, GOD can prepare something
to take you to the correct destination. hongu warasika panyaya dzekunamata but
call unto GOD, He will prepare a great fish to take you to Nineveh instead of
Tarshish, to take you to Paradise instead of Hell. 2 Chronicles 7:14 If my
people, which are called by my name, shall humble themselves, and pray, and
seek my face, and turn from their wicked ways; then will I hear from heaven,
and will forgive their sin, and will heal their land
The Journey to Nineveh is not easy, there
are 3 days to spend in the belly of the fish, the journey yekusvika paunoda its
not that easy unofanira kupinda mukumedzwa nemaSituations asina kumira mushe,
the journey to heaven is not easy, JESU anotaura achiti narrow is the way. But
don’t give up, unosvika chete.
No comments:
Post a Comment