Hwindi weCombi akabatwa neHope aripakati
pekuCollector mari, driver kwakubatwawo neHope, combi ichibva yabuda muRoad
ikaita accident. Hwindi achibva angoita unconscious kwakuzomukira kuHospital. Achingomuka
anga aine confusion ndokubva aburuka pamubhedha paainge ari kwakuenda pane imwe
accident victim yainge yakarara pamubhedha uri padhuze, kwakumumutsa “ehhh
tsano, ndipiewo mari yeBhazi ndimi mega musati mabhadhara”.
Conductor ainge achiri akarohwa neConfusion nekuti paita accident, he was asleep. He couldn’t not tell whether achiri muCombi or ari muHospital. Kukotsira kune imwe confusion yakunoounza muBrain dzeMunhu, that’s why uchiona kuti unogona kutaura nemunhu akarara but mashoko aanokupindura, unonyatsoona wega kuti munhu uyu haazi kuziva zvaari kutaura.
Kurara hakuna kuipa, we all need to rest, but it becomes a problem kana uchirara zvakapfurikidza. Proverbs 20:13 inototi usade hope kuti uregedze kuzova murombo, love not sleep lest you come to poverty. But I don’t want to preach about kurara kuri Physical but I want to preach about kukotsira pazvinhu zveMweya, kukotsira pazvinhu zvaMwari. Kusatora seriously zvinhu zvaMwari.
1 Thessolonians 5:6 inoti iyo So then we must not sleep as the rest, but must stay alert and sober. Jesu mwanakomana waMwari ndine record yake yekuti He used to sleep paaiva pano paNyika. Ukaverenga Mark 4:38 uchaona kuti Jesu aiva akarara muBoat uku mhepo ichishupa chaizvo. Iyo Bible scripture iri pamusoro apo ichiti we must not sleep, but hepano unonzwa kuti Jesu ainge akarara, so tingati Jesu atyora scripture here, aiwa, zvapachena kuti we must not sleep irikutaurwa neShoko haisi sleeping yepaNyama but iSleeping yepaMweya.

So there is a need yekuti semutendi ugare
wakasvinura paMweya nekuti muvengi wako satan anotaimira paunenge wakakotsira
pamweya so that he can attack.
paScripture reading yedu maDisciples vakaungana on a Sunday kuti vadye chidyo sekurairwa kwainge vakaitwa naJesu. Pauro achibva atanga kurova mharidzo yake, the following day aiva aina journey so akaramba achiparidza so that he can finish zvinhu zvaaida kuparidza or kudzidzisa. He continued achitaura kusvika mid night. Izvozvo zvekuti mufundisi anorebesa sermon yake, kune vamwe vasingazvifarire, anongoda quick quick sermon, microwave sermon yekuti 30 minutes mharidzo yatopera. But icho chinopa munhu kuti anzwe kubhowekana nekureba kweMharidzo chiiko?? Shuwa munhu anorwadziwa nekureba kunoita mharidzo? Ahh shuwa panotaurwa nezva Mwari, munhu ndipo paanobatwa neHope, but kana achiona maMovie or maSeries, anogona kuedzerwa ari paTV chete.
mharidzo ndiyo inonzi yarebesa but movie haina izvozvo. firimu inonzi yapererei, but sermon inonzi ngaichepere. Hurry hurry, leads to worry worry, reda kuda vhangeri re 2 minutes.
ukaona uri muChristu and uchibhoyekana nekureba kweMharidzo, that’s one sign of spiritual sleeping, you are not taking spiritual matters seriously.
Room yaiitirwa service yaiva nemaLights akawanda but despite kuwanda kwemaLights unoona Eutychus achibatwa neHope. Light represents Shoko raMwari or Presence yaMwari. (1John 1:5). but even though paine presence yaMwari even though shoko razara munyika, unoona muChristu achivarairwa zvake, kukotsira paMweya. Unokotsira Seiko iro vhangeri rakadai kuzara munyika yedu.
Pauro achirova vhangeri, Bible rinoti there was a YOUNG man anonzi Yutiko ainge akagara paWindow. ndaUnderliner word rekuti young kuti tibuditse point ipapa apa, Yutiko represents a young Christian, mutendi wechidiki, kwete pAge or makore aapinda muChurch but ndinoreva munhu mudiki paMweya, watinogona kuti a spiritual baby. Munhu unogona kupedza 20 years uchipinda church kutochena musoro but paMweya uchiri mudiki zvako, nechikonzero chekuti unotsika yekukotsira paMweya, une tsika yekukotsira pazvinhu zvaMwari, you don’t take Christianity seriously. Pakanyorwa verse iyi, Eutychus was a young man, even patinoverenga nhasi pakangonzi young man, hapana kuchinjwa. Unosanduka Seiko iwe uchikotsira paMweya, unokura Seiko iwe uchikotsira panodyiwa zveMweya.
the first mistake ya Yutiko ndeye kugara paWindow, shuwa paWindow here? Ipo paWindow panogarwa here? Hatina verse yatiudza kuti maBench anga akazara so handione chikonzero chekugara paWindow. Problem yeJaya iri ndeyekuti anoda kuti uku arikunzwa Pauro achiparidza, uku anoda kunzwa zvirikuita panze peChurch.
Window position-kuda kuti uku urikuterera Shoko raMwari, uku urikuda kunzwa zvirikuita panze peChurch. urikuda kuverenga Bible uku unoda kuverenga zvemaStars and horoscope. urikuda kuterera Shoko raMwari uku unoda futi kuterera Makuhwa. urikuda kuterera Gospel and uku urikuda kuterera music inotuka Mwari. ipo paWindow ipapo. take a lesson from Yutiko, iyo tsika yekugara paWindow iyi inourayisa. ibva paWindow pawakagara apa, pekuti unoda kuterera zvekwaMwari and at the same time unotererera zvekuNyika.

rega kuva muChristu anogara paWindow. Kuti uku unoba kubasa apa kuChurch unonamatira promotion. Zvakangofanana nemaElections anoitwa muNyika. Ukangongoda kuvhotera more than 1 person, vote yako inobva yanzi spolit, kuti apa waisa X apa waisa X apa futi waisa X, hobho hobho ma X paBepa 1. Vote yako inobva yanzi spoilt, haiverengwe. Ndiyo window position iyoyo yekuti uku unoda kumboita zvekunamata and uku unoda kunzwa zvekunze kweChurch you become a spoilt Christian.
paWindow level. Kana munhu akagara paWindow, anenge ari paHigher position than vakagara pamaBench nemaChair. Unenge uchizvinzwa kunge uri pamusoro pemunhu wese, vamwe vese vari kumaLower levels. Window level inoRepresenter futi pride, mweya wekuzvikudza, unoda kuzviisa panzvimbo yako wega, vamwe vese unovaona sevaripasi and vasina kana dhiri. But Bible rinobva rati kuna Matthew 23:12 ani naani anozvikudza achaninipiswa uye ani naani anozvininipisa achakudzwa.
Eutychus akazvikudza nekuda kuzvipa chigaro chepamusoro but akazowira pasi, kudonha from the 3rd floor. Pride, ndiyo imwe sign yekukotsira paMweya, nekuti shuwa dai waiziva kuti zvauri kuita hazvidiwe naJehovah, ungadai wakaburuka paWindow ipapo kare.
ipo paWindow ipapo Eutychus akabatwa neHope.
kana uri mushumiri or muparidzi, rega kuzvidya moyo or kushushikana ukaona munhu achikotsira iwe uchiparidza. Pauro muzodziwa waJehovah akasangana nayo type iyi yevanhu vanorara uchiparidza, and iwe semuzodziwa zvekare unogona kusangana navo vanhu vakadai. muChurch hatifanane kune vamwewo vanonyozera pakunamata, kuneta neta so, but ndinoti kunewe muverengi rega kuva type inokotsira pazvinhu zveMweya.
Dzimwe hope maDemon chaiwo. Have you ever
wondered why hope dzichinyanyo kubata when it is exam time but kana iri holiday
hadziuye. Why is that hope dzinonyanyo naka when you want to wake up kuti uende
kubasa but all night dzanga dzisinganake. Why is that hope dzinoda kubata munhu
during a sermon but ukaenda kuMovie hadzikubate. dzimwe hope ndedza satan anoda
kuti urarise kusvika wapesena naDestiny yako. Kumwe kotsira pazvinhu zvepaMweya
chenjera kuti urikubatsirwa nemweya yetsvina
Eutychus akadonha from the 3rd floor. Tym dzaakauya kuChurch aikwidza maSteps achienda ku3rd kuzonodonha chete. He rose to fall. Ndiyo danger yekukotsira paMweya, unosimuka kuti udonhe because hauna foundation yeShoko inokutsigira. Yutiko akapinda church service kwete kuti apone but kuti afe, Just like Annanias naSapphira, vanofira muChurch nekuda kwekusatya Mwari. Annanias nemukadzi wake vakatadza kutya presence yaMwari and told lies in GOD’s presence vakafira nyaya iyoyo. Yutiko akatadza kutya presence yaMwari muChurch maiva ari and he choose to sleep Shoko richiparidzwa, ndokudonha akafa. Ityawo Mwari hama, tora zvinhu zvaMwari serious,
Yutiko achidonha vanhu vanomunhonga afa. Church service yatovhiringwa nekuda kweRufu rwaYutiko. Kukotsira paMweya kunokonzera kuti ushayise vamwe vatendi mufaro.kuuya kuzofira muChurch here? Kuda kupa vanhu maProblems, instead yekuti church ishandise time iyoyo for listening to Paul’s sermon, vanhu vava busy kubongomora mhere.
Pauro akasvikozviwisira pamusoro paYutiko, bata something about zvakaitwa naPauro ukaverenga 1 Kings 17:21 uchaona kuti Elijah akaita the same action achinamatira mwana ainge afa. If you read 2 Kings 4:34 Elisha anotora futi the same action achinamatira mwana ainge afa. Ndizvo zvakanakira kuverenga Shoko nekuti unowana knowledge on how to deal with specific situations. Pauro akazviziva kuti same style yakashanda naElijah naElisha, chingatadzise kuti ishande paEutychus chiiko?
handisi kuti kana munhu afa tedzera zvakaita ne3 ava, ah ah do what The Holy Spirits guides you to do.
but ndirikuti kuverenga Bible kunukuzarura pfungwa and gives you wisdom yekuzoDealer nemaSituations.
zita rekuti Eutychus rinoreva kuti Fortunate, kuva nerombo rakanaka, zveshuwa Eutychus is fortunate. Munhu kana achinge afa isu vamwe tinoviga, tinomhanya mhanya kunofambira matsamba eBurial, kuzotenga coffin nemaCabbage. But Mwari havadaro, vakamutsa mukomana uyu, iNyasha dzinoshamisa, dzekuti wanga uchikotsira zvako muChurch ukadonha ukafa but Mwari vanokuitira nyasha dzekuti urarame zvekare.
tiri muNguva yeNyasha hama and let us not abuse it, patakotsira pazvinhu zveMweya pawanda but Mwari varikuramba vachitipa mukana wekuti tigadzirise hunhu hwedu.
Ndinofarira approach yaPauro, dai ari mumwe mufundisi aitowana sermon ipapo ipapo nekuda kweRufu rwaYutiko “maiwona nyaya yekukotsira isu tichiparidza, munofa, hazviitwe izvi, tiri annonited isusu and hatidi zvemisara pamberi pedu”
but Pauro haana kuJudger Eutychus even though ainge ari wrong, rega kuJudger munhu anokotsira pazvinhu zvaMwari, but mumutse just like zvakaitwa naPauro, tsiura munhu zvine rudo mukati kuti apa uri kurasika than kumushora as if iwe uri clean
Hongu Eutychus akakanganisa nekukotsira
kwaakaita but zvange zviri nani kuti afire paChurch than kufira kuBhawa or
kumba kwePfambi. Dai akadonha kubva mu3rd floor kuSmall house, handifunge kana
pazoitika miracle yekuti amuke, hameno. But at least akadonha ari muChurch,
David akataura akati rega hangu ndiwire mumaoko aMwari nekuti vane nyasha
zhinji than kuwira mumaoko eVanhu. (1Chronicles 21:13). Kunyika ukadonha ukafa
vanhu vanodaidza police kuti ikuendese kuMortuary, but paChurch apo Yutiko
achidhonha, Pauro anonamatira kuti munhu amuke.
So ziva area yekuswera, ziva kwekutambira,
nekuti dzimwe ukawana chinokuwana uri kuNyika uko uchashaya muChristu
anokubatsira. Gara uri mamaoko aMwari kuitira kuti whatever chinokuwana, GOD will
be there for you. zvirinani kugara paDoor muimba yaMwari than kuita manager
paNight club. (Psalms 84:10 I would rather stand at the entrance
to the temple of my God than live in the tents of the wicked)
Ronie
akaenda kumasowe nemuzukuru wake anonzi Eriya. Zvamunoziva kumasowe munonzi
bvisai bhutsu, mukomana ndokubvisa bhutsu kwakuisa mungoro yaEriya. Service
ichibva yatanga, Ronie ndokubatwa neHope kwakukotsira. vanhu vakatanga kuimba
song iya inonzi “Eriya waenda, waenda neNgoro yemoto….” Ronie akanzwa song iyi
ari kuhope ndipo paakamuka akatanga kudeidzira “Heyi udzai Eriya amire, mungoro
make mune bhutsu dzangu” waiona nyaya yekukotsira?? Ronie arikufunga kuti Eriya
arikuimbwa nezvake muzukuru wake izvo nyamba vanhu varikuimba nezvaEriya=Elijah
wemuBhaibheri. rega kutsokira panoparidzwa shoko or vamwe pavanenge
vachirumbidza Mwari. iyo yekuda kurara panoitwa zvinhu zvaMwari, Eutychus ndiyo
yaakafira. Pauro ari busy kuparidza but Eutychus aitokotsira zvake
Its time to take Christianity seriously, yakwana nguva yakumuka kubva pakukotsira. Muka Yutiko, muka mutendi.
Its time to take Christianity seriously, yakwana nguva yakumuka kubva pakukotsira. Muka Yutiko, muka mutendi.
Haleluyah
ReplyDeleteThe just shall live by faith
ReplyDelete