Scripture
reading Luke 8:26-39
ruka 8:37
Ipapo vanhu vose vomunyika yeGerasa vakakumbira Jesu kuti abve kwavari, nokuti
vakanga vabatwa nokutya. Saka akapinda mugwa akaenda.
Jesu akasvika kunyika yeGerasa uko kwaakatambirwa nemurume aiva
aine a legion of demons. Jesu akaraira mademon aya kuti abude mune murume uyu,
instead yekuti abude akaita request kuna Jesu hanzi musatirayira kuti tiende
kwakadzika asi titenderei tipinde munguruve dzaiva pedyo. Jesu ndokubvuma, mademon
aye achibva apinda munguruve, boka renguruve ndokuenda mumvura rikafira imomo. vafudzi
venguruve vakabva vaenda muguta kunoudza vanhu zvaitika. vanhu vemuguta umu
ndipo pavanouya vokumbira Jesu kuti please ibvai hedu muArea medu, hanzi
neBible vagari vemuguta umu vakabatwa nokutya kukuru....they were afraid, iyo
fear iyoyo ndiyo yatinoda kuona kuti yanga iri fear yechii yaita kuti vadzinge
Jesu muArea mavo.
murume aiva nemademon uyu regai ndingomuti Legion but harizi
zita rake but its just quantity yemademon yainge yakagamugara. Legion aive
beyond control kuvagari vemuguta umu, vainge vaedza kumusunga neChain but
aidambura. they could no longer supress him nekuti yanga iri hondo yeMweya but
ivo vaida kushandisa zvinhu zvepaNyama to supress a spiritual problem, vaida
kushandisa chain kusunga mweya yetsvina saka havana kuzvigona. but Jesu
paanouuya haana kutsvaga chain dzakasimba or imwe method yekusunga Legion but
akaraira mweya yetsvina kuti ibude mune murume uyu. ndipo paunoona kuti nzira
dzaMwari nenzira dzedu vanhu zvakatosiyana. vanhu vaiwedzera kusunga munhu akasungwa
kare nemweya yetsvina, but Jesu akauya kuzosunungura murume uyu kubudikidza
nekudzinga mademon aimutambudza. Solution yaMwari yakasiyana nesolution
yevanhu.
maDemon akaita chichemo, hanzi please titenderei tipinde munguruve
idzo.
Just imagine 2000 nguruve dzakafa at once, o.k. lets get mathematical, tomboti 1 nguruve inoita $100 so kana dziri 2000 nguruve we are talking about $200 000. haizi investment yekutamba nayo, all that money yaparara. kwatiri imari zhinji but kuna Mwari its nothing, Jesu akatoona zviri nani kuti nguruve dziparare but Legion apona than kuti Legion aparare idzo nguruve dzichiramba dziripo. this is a clear picture yekuti kuponeswa kwemunhu kunokosha kupfura any other thing, whether its money or business. Jesu haana kukumbira permission kuvafudzi venguruve kuti nhai ndinokumbirawo kuisa mademon munguruve dzenyu, aiwa, GOD does not seek permission kune munhu kana afunga kuita zvinhu zvake anongoita nekuti ndiye Nyakusika denga nenyika including idzo nguruve dzamunoti ndedzenyu. maResources eBusiness rauri kuita gara waziva kuti zvine muridzi akazviita kuti zvivepo, Muridzi wazvo ndiMwari.
vafudzi venguruve ndokuenda kunoReporter zvaitika to their
bosses and the people in the city. funga kuti ndiwe muridzi weNguruve, &
vashandi vako vouya vachikuudza kuti nguruve dzese dzafa nekuti pane murume
anonzi Jesu, adzinga mademon ebenzi riya raigara kumakuva, mademon acho ndiwo
azopinda munguruve dzikatizira mumvura ndokunyura. how would you feel uri iwe
muridzi weNguruve? kana love yeBusiness
rako yakakosha kupfura love for munhu abatsirwa then unorwadziwa kwazvo. But
kana uchikoshesa kuponeswa kwemunhu more than business rako, then
hazvikurwadze, unototi better, Legion uyu azopora.
Manje vagari vemuguta vakarwadziwa nezvakaitika & they
asked Jesus to leave their country. vanhu ava havana kufara kuti Legion
adzingwa maDemon, aiwa if they were happy they would not have asked Jesus to
leave, dai vaifara vasaikumbira kuti Jesu aende but vaitokumbira kuti agare
navo. chikonzero chaita kuti varege kufara varikurwadziwa neLoss yeNguruve,
2000 nguruve, thats a great loss to them so vaoona zvakafanirwa kuti vape Jesu
peace order yekuti abve muArea mavo.
. Vanhu venyika iyi vakaita maths dzavo vakaona kuti uyu
muchinda anonzi Jesu uyu aDestroyer nguruve 2000 pakanguva shoma-shoma yakadai
What more tikagara naye 24 hrs muguta redu, tinorasikirwa nezvinhu zvakawanda
sei, maBusiness edu anopera kuBroker neMurume uyu. they were afraid of earthly
loss, but they were not concerned about heavenly gain.
Kune vamwe vakadzinga Jesu muLife mavo nekuda kwekuti vaitya
kuita loss, aitya kuita loss paBusinesss rake, marriage yake, shamwari dzake,
appetite yake.
Hongu iyo yekuti Jesu anoponesa vatadzi anoiziva but anotya
kuita loss nekuda kwaiye Jesu.
Akaramba Jesu nekuti aitya kuti iri business rangu iri Mwari
havaritendere, so zvirinani kuti ndidzinge Jesu ndosara neBusiness rangu pane
kuti ndigamuchire Jesu but ndoita loss neBusiness rangu. Iri business rangu iri
rekutengesa mbanje Mwari havafare naro, so ndikada kuita zvekunamata I will
have to close my business, manje iyoyo haiite, better hangu ndirambe Jesu pane
kuti ndiiite loss yeBusiness rangu.
Yekuti Jesu anoponesa anoiziva, but akatya kuti once ndavakunanmta
iri basa rangu rehutsotsi iri, iri basa rangu rehupfeve i will have to lose it,
ndinotya kuita loss even though ndawana Jesu. Zvirinani ndidzinge Jesu and I
remain nebasa rangu but ndichiita mari. zvaJesu anozviziva but anotya
kuzvitevedzera nekuti anotya kuita loss. shoko raMwari rinorambidza kuita bonde
musati machata anoriziva but haadi
kuritedzera nekuti anotya kuita loss yekurambwa nemukomana/musikana wake.
But rega ndikuudze kuti rega kutarisa loss yauri kuita but
tarisa gain yauri kugamuchira. Zvaunowana naJesu zvakawanda kupfura
zvaunorasikirwa nazvo. What you gain is
more than what you are losing. You can lose that source of income yakaipa but
eternal life yauri kuwana yakakura kupfura loss yawaita.
Type yeDeliverance yakaitwa apa haina kumira mushe yakakonzera
kuti Jesu adzingwe muguta. And ukada kuparidza Jesu chaiye vanhu havakufarire,
havadaire amen, nekuti vhangeri racho rinoita kunge rinoda kuunza loss kune
vanhu but iro richiunza gain. satan akakonzera kuti vanhu vangotarise nyaya yekurasikirwa
neNguruve dzavo but haana kuvapa mukana wekuti watarise murume adzingwa demon
uyu. don’t just focus on the negative, look at the positive also.
vanhu vemuNyika iyi vakaona zviri nani kuti Jesu aende zvake
but iye Legion uyu akasarudza kuti ndinoda kukuteverai. the same Jesus arikunzi
buda munyika medu nevamwe is the same Jesus arikunzi i want to follow you
nemurume uyu. vanhu vemuNyika varikutya loss, but uyu Legion he knows kuti
there is more to gain mukutevera Jesu than the loss yeNguruve iyi. chaita kuti
afunge zvekutevera Jesu inyaya yekuti he has experienced the love of Christ.
Part 8. vamwe varikudzinga Jesu nekuda kwekuti vakaomesa moyo yavo. chinoita kuti munhu arambe Jesu or kuramba zvinorehwa neshoko raMwari inyaya yekuti haana kunyatsonzwisisa nyasha dzaakaitirwa naMwari, but type yaLegion vanonzwisisa zvakanyaya nyasha dzavakaitirwa nekuti abatsirwa paProblem yainge yatadzwa nevamwe vese. dai tava nePersonal experience naJesu uyu neNyasha dzaMwari zvekuti vamwe pavanenge vachisarudza kuramba Jesu, iwe unenge uchiti kwete i will follow Him. vamwe vachisarudza kuti maVerse akati neekuti hatimadi nekuti anotipa loss, iwe unenge uchiti, i will follow those verses because i have more to gain than to lose.
Part 8. vamwe varikudzinga Jesu nekuda kwekuti vakaomesa moyo yavo. chinoita kuti munhu arambe Jesu or kuramba zvinorehwa neshoko raMwari inyaya yekuti haana kunyatsonzwisisa nyasha dzaakaitirwa naMwari, but type yaLegion vanonzwisisa zvakanyaya nyasha dzavakaitirwa nekuti abatsirwa paProblem yainge yatadzwa nevamwe vese. dai tava nePersonal experience naJesu uyu neNyasha dzaMwari zvekuti vamwe pavanenge vachisarudza kuramba Jesu, iwe unenge uchiti kwete i will follow Him. vamwe vachisarudza kuti maVerse akati neekuti hatimadi nekuti anotipa loss, iwe unenge uchiti, i will follow those verses because i have more to gain than to lose.
Rega kutya kurasikirwa
nezvinhu mari shamwari kana hama nekuda kwekuti wasarudza Jesu. Loss yauingaite
is very little as compared to the gain yaunowana.
Mark 10:29-30 Jesu akapindura akati: Zvirokwazvo ndinoti kwamuri: Hakunomunhu wakasiya imba, kana vanun'una namadzikoma, kana hanzvadzi, kana baba, kana mai, kana mukadzi, kana vana, kana minda, nokuda kwangu nokweevhangeri, usingazopiwi zvinezana nenguva ino, dzimba navanun'una namadzikoma, nehanzvadzi, nanamai, navana, neminda, nokutambudzwa, noupenyu hwusingaperi munguva inovuya.
(and Jesus answered and said, Verily I say unto you, There is no man that hath left house, or brethren, or sisters, or father, or mother, or wife, or children, or lands, for my sake, and the gospel's, But he shall receive an hundredfold now in this time, houses, and brethren, and sisters, and mothers, and children, and lands, with persecutions; and in the world to come eternal life.)
No comments:
Post a Comment