Scripture
reading Genesis 16:1-6
Kazhinji munhu anogona kupinda muPrayer aine Plan B. Plan A
ndiko kunamata, ndiyo 1st choice yake, anenge achiti let me first
pray, anonamata hake but pasi peMoyo anekapfungwa kekuti kana Mwari
vakasandipindura nenzira yandiri kuda, I will use plan B. usually Plan b iyi
inowanzo shandisa nzira dzinopesana nenzira dzaMwari. Mumwe Plan A yake ndeye
kutsanyira healing, kana healing yacho yaramba, anoshandisa Plan B, kukwira
bhazi akananga kuChipinge kuna tsikamutanda vaakanzwa vanobatsira. Mumwe anonamatira
business kuti rifambe, but kana zvaramba he goes for Plan B yekunotsvaga
chikwambo kuSouth Africa.
nhasi tinoda kubata nyaya yePlan B zvayakaipira mukunamata.
nhasi tinoda kubata nyaya yePlan B zvayakaipira mukunamata.
Part 1 takagumira paVerse 2 yaGenesis 16, Sara achiSuggester
kuna Abram kuti atore Hagar. Tikaenda paNext verse tinoona kuti Sarah haana
kugumira pakupa Abram a suggestion but verse inoti akatora Hagar ndokupa Abram.
Zvabva paLevel yeSuggestion zvaenda paAction manje...apa ndipo pekuti munhu
haachakupe suggestion yekuti hande kuMalawi but avakutokuigira juju yacho yabva
kuMalawi
Munhu haachaite zvekukupa suggestion yekuti ita small house
but avakutouya nesmall house yacho and introduces her to you. Hapachaitwe
zvekunzi mwana wangu enda unobhadhara bribe kuVid but uwane license but
mubereki avakutokuudza kuti ndabhadhara kare mari yeBribe iwe chingoenda
unopinda mumaDrum. Suggestion yaGraduater kuenda paAction. And apa pakutoda
kuti usimbe, woramba zvaunzwa izvi kuti handidi. But Abram haana kuramba
akabvuma. Vazhinji wedu hatisi kukwanisa kuramba just like Abram, but rega ndikudze
kuti ukaniswe kuramba miyedzo yakadai, zvinotoda Jesu, nesimba rako wega
hauzvikwanise, you need the power of Christ to help you. kune vavazhinji
varikuyedza kuda kusiya zvakaipa using their own power but varikukundikana,
nesimba rako haubudirire, unotoda Jesu. Ndokusaka Philippians 4:13 ichiti I can
do all things through him who strengthens me. Kureva iko kuti anokupa simba
rekukunda ndiye Christ Jesu, wega zvinonetsa. Gamuchira Jesu uwane simba
rekukunda chivi.
Abram ndokurara naHagar and she became pregnant as per plan. Zvekumirira Mwari vakaona kuti zviri kunonoka vakati better tiite Plan B, rega tiyedze zvimwe zvekushandisa Hagar, Hagar wacho akatoita mimba, ahh Plan B has worked. Rega ndikuudze kuti unogona kuyedza dzimwe nzira dzisiri dzaMwari and you will get the results dzawanga uchida. Plan B isiri yaMwari inogona kukubuditsira zvawanga uchitsvaga chaizvo.

Just do a research, hapana here vakayedza kutora maDrivers
licence feya feya nenzira dzaMwari zvikaramba but pakabvisaa chiko muhomwe
licence vakariwana. Plan B yakavashandira. Hakuna here vaishaya maMarriages but
paakaenda kuN’anga or kumuporofita wenhema akadzoka akachata, variko, plan B
yakavashandira. Hakuna here vakaedza kuita business vachinamata but zvakaramba
but paakaromba chikwambo, everything zvakatanga kufamba,. Variko vakadaro. Plan
B yakavashandira. But nyaya haiperere ipapo, plan B inogona kushanda zvayo but mukufamba
kweNguva uchaona kuipa kwayo.
Psalms 37:1-2 yoti . Do not
fret when wicked men seem to succeed! Do not
envy evildoers! For they will quickly dry
up like grass, and wither away like
plants.
Trust in the Lord and do good. Then you will live safely in the land and prosper. Usave neshungu nokuda kwavanhu vakaipa, uye usaitira godo avo vanoita zvakaipa, nokuti souswa vachaoma nokukurumidza somuriwo wakasvibira vachakurumidza kuoma. Vimba naJehovah uite zvakanaka.
Provebrs 14:12 There is a way that seems right to a man, but its end is the way to death.—kune nzira inoita seyakanaka kumunhu asi kumagumo inotungamirira kurufu. Plan B inoita kunge inoshanda asi magumo ayo haana kunaka

Pekutanga zvinoita kunge zvirikufaya but mukufamba kwenguva
uchaona kuipa kwazvo. Chisi hachiere musi wacharimwa, you reap what you sow but
you don’t reap on the very first day. Plan B yafamba zvayo but maResults ayo
akaipa achabuda nekufamba kwenguva.
Kana zvaramba tinoyedza zvimwe….that mentality haizi right rega
kuda kuzotsvaga dzimwe nzira dzisiri dzaMwari. Don’t be double minded, mira
panaMwari urege kutsauka paNzira dzake. pamaElections pane zvavanoita
zvandinofarira, ukangonda kuVhotera more than one Candidate paBepa rimwe chete,
they will say kuti that’s a spoilt vote, vote rako rinoverengwa but hariiswe
kune maValid votes, rinoiswa kwaro rega richinzi spoilt. Of course kunamata
haazi maElections but we can use that example kudzidza chimwe chinhu, kuti
munhu ukada kushandisa nzira dzasatan to get something, nenzira dzaMwari at the
same time, then you are like a spoilt voter, hauna kwako chaiko, you are a spoilt believer. Unoda
kuenda pakati nepakati, in between but chinzwa zvinotaura Bible pamusoro
pevanhu vanoda kuenda pakati nepakati, in between kuti uku kwasatan ariko uku
kwaMwari ariko. Revelations 3:15-16 I know your works, that you are neither
cold nor hot. I wish that you were cold or hot. So, because you are lukewarm,
and neither hot nor cold, I am going to vomit you out of My mouth.
iyoyo yekushaya side rako chairo inoita kuti Jesu akusvipe.
Hagar paakangobata pamuviri akabva atanga kuvenga Sara. Once you give the devil a ride, he will want to take over the driving. Sara ndiye aita kuti Hagar akwane kwane but Haga wacho avakuvenga Sara. Plan B iya yazoipa zvino, zvaMwari vakaona kunge zvanonoka, vakati better tishandise nzira dzedu, but iyo nzira yavo iyoyo yazovaipira. Nhasi Plan B yako inogona kushanda but mukufamba kweNguva its true colours will come out.

Business rinogona kutofamba chaizvo nemishonga but after
sometime uchaona chikwambo chiya chavakukupandukira. Marriage inogona kutofamba
nemupfuhwira but ichasvika nguva when that will backfire. Education inogona
kutofamba nekuCheater, but after some time uchaona kuipa kwazvo. Unogona
kuchengetedza relationship nemukomana/musikana wako muchishandisa fornication
(chivi chinoda kuhwandwa nevazhinji vachiti its just being romantic), inogona
kutochovha nguva refu relationship yenyu but ichasvika nguva yekuti zvinhu
zvichaipa. Whatever chaungade kuita nenzira dzisiri dzaMwari chinogona kutofamba,
but maResults acho uchaaona kumberi uko and you will never like it.
Sarai ndipo paanotanga kuBlamer Abram hanzi , “You are
responsible for my suffering! I put my slave in your arms, and ever since she
saw that she was pregnant, she has treated me with contempt. May the LORD judge
between me and you.”
hezvo Sarai ndiye akauya neIdea yekuti Abram tora Hagar muite vana naye, Abram ndokuterera. But nhasi he is being blamed zvekare. Ko nhai mbuya Sarah hamuzi rimi here makauya neIdea iyoyo.
hezvo Sarai ndiye akauya neIdea yekuti Abram tora Hagar muite vana naye, Abram ndokuterera. But nhasi he is being blamed zvekare. Ko nhai mbuya Sarah hamuzi rimi here makauya neIdea iyoyo.
Ndipo paunoona kuti munhu anosanduka, munhu akambokupa plan B
kana zvaipa he will blame you, but ndiye akauya neIdea yacho kwauri. Kana
chikwambo chiya chavakuuraya mhuri, that person akakupa idea yeChikwambo will
start blaming you kuti imhosva yako wakatadza kutedzera mhiko. Kana wasungwa
neNyaya yekupa VID bribe yekuti uwane license, munhu akakupa idea iyoyo will
start to blame you kuti ndakakuudza kuti usaite zvakapusa, unobvisa bribe yacho
zvine hungwaru mukati, hona wasungwa.
Sarai uye apandukira Abram hanzi May GOD judge between me and
you. Nhai Sarah ko zvaita sei nhasi, hauzi riwe here wakafurira Abram. You can
see kuti munhu anogona kukupa idea yakaipa, not because zvabva mumusoro make
but zvabva kuna satan, but kana satan azoenda munhu ndipo paanozoona kuti paye
ndakaita mistake. Ndiyo yekwaJudas, anotengesa Jesu mushure mekunge apindwa
nasatan, ipapo ainge asingangoone kuipa kwazvo, it was just any other way of
making money for him but later on akazoona kuipa kwazvo, kwakuedza kunodzosera
mari iye kumaPirisita but vakaramba, that’s when he went on to commit suicide.
nhasi munhu anogona kukupa plan B, but mune ramangwana, anokupandikura. So rega kutambira Plan B kubva kune vanhu as long ichikubvisa pana Mwari, and even you yourself don’t make your own Plan B.
nhasi munhu anogona kukupa plan B, but mune ramangwana, anokupandikura. So rega kutambira Plan B kubva kune vanhu as long ichikubvisa pana Mwari, and even you yourself don’t make your own Plan B.
Sara naAbram vavakutonetsana nekuda kweNyaya yaHagar. Marriage
yavakusheka iyi nekuda kwekuti vanhu vatadza kumirira nguva yaMwari but instead
opted to go for another alternative isiri yaMwari. They wanted to fulfil GOD’s
promise, in their own time using their own way.
rega kuda kuzadzisa maPromise aMwari uchishandisa nzira dzako wega uye panguva yako. But mirira time yakatarwa naMwari nenzira dzavo.
Abram ndipo paanoudza Sarah kuti Hagar arimumaoko ako, ita zvaunoda naye. Sara ndokushungurudza Hagar kusvika atiza.
kana zvichinge zvaramba or kunonoka rega kutsvaga imwe nzira yekuwana zvinhu zvawaida, but ramba uchinamata, be patient.

Plan B yaungatoite is to be more prayerful, imwe nzira
yaungasarudze is to increase your faith, to fast, plan B yaungatsvage ngaive
iri inotenderwa naMwari.
Kana uchinamata paye, bvisa kapfungwa kePlan B isiri yaMwari, don’t be double minded but chingotenda kuti Mwari vachazadzisa zvandakumbira izvi.
Mark 11:24 For this reason I tell you, whatever you pray and ask for, believe that you have received it, and it will be yours.. Naizvozvo ndinoti kwamuri, zvose zvamunokumbira mukunyengetera, tendai kuti mazvigamuchira, uye zvichava zvenyu

Find out how 1,000's of individuals like YOU are making a LIVING from home and are fulfilling their dreams TODAY.
ReplyDeleteGET FREE ACCESS TODAY