Scripture
reading: Matthew 24
Watch haizi time but inoratidza time. That’s why uchiona kuti
even if watch yako ikafa or kurasa, kunze kunodoka chete. Zuva harirege kudoka
nekuti watch yako yafa. So hazvibatsire kuIgnowa watch, nekuti even if you
ignore it or kuibvisa battery, It will continue to work. Nyaya iripano haizi
yeWatch but its about signs of the times, zviratidzo zvenguva yekudzoka
kwaJesu. Zvinhu izvi even if you ignore it, hapana chaunenge wagona nekuti Jesu
achangodzoka chete. Just like kudoka kunoita zuva despite the fact yekuti you
have ignored your watch. Jesus will return even if we ignore the signs of His
coming.
Iri ivhangeri risinganakidze kunzwa iri, but since ririmo
muBible hapana zvandingaite but to preach it. ukaona sign yakanzi hump ahead
and you ignore it, izvozvo hazviite kuti hump ibve muRoad, kwete the hump will
remain in the road and if you don’t reduce your speed chinokuvara imota yako or
iwewe ndiwe uchakuvara. Sign iripo pakukubatsira kuti uzive the right action
yekutora, so do not ignore it. if you ignore it anokuvara ndiwe, kuIgnowa red
robot anoSuffer ndiwe after you are arrested or kuita tsaona. maSigns of the
times ekudzoka kwaJesu aripo pakukubatsira kuti uzive the decision to make
concerning nyaya yekunamata. don’t
ignore it, zvimwe zvese ungashaye hako interest but kana iri iyi yekuuya
kwaJesu you have to know about it nekuti everyone is going to be affected by
it, even vakafa chaivo will be affected by Christ’s return.
Mumwe anobva aita mubvunzo kuti nhai kubva mazuva anaPauro
paingotaurwa nyaya dzekuti Jesu arikudzoka but up until now Jesu wacho haasagti
auya, kubvira kare chaiko zvichinzi Jesu arikudzoka but nanhasi haasati auya,
what is happening?
But rega ndikubatsire ne 2 Peter 3:8 inoti But, beloved, be not ignorant of this one thing, that one day is with the Lord as a thousand years, and a thousand years as one day. (Asi musakanganwa chinhu chimwe chete ichi, hama dzangu, kuti: Kuna Ishe zuva rimwe chete rakaita sechiuru chamakore, uye chiuru chamakore chakaita sezuva rimwe chete). Yatinoti 1000 years yedu, kuna Mwari its like 1 day, so iwewe pauri kuti Jesu ane 2000 years asati adzoka kuna Mwari its just 2days. Next verse yobva yaenderera ichiti Ishe haanonoki kuita zvaakavimbisa, sokunonoka kunonzwisiswa navamwe. Ane mwoyo murefu nemi, haadi kuti ani zvake arasike, asi kuti vose vatendeuke.
Iwe urikuona delay but ivo Mwari varikuedza kutopa munhu wese mukana wekuti atendeuke aponeswe.

Matthew chapter 24 inotanga vadzidzi vachiyemura kunaka
kweTemberi vachiudza Jesu kuti tarirai muone zvayakaita. Iye Jesu haana kuti
yes shuwa yakanaka but akavaudza kuti “Muri
kuona zvinhu izvi zvose here? Ndinokuudzai chokwadi kuti hakuna ibwe richasara
pano riri pamusoro perimwe; ose achawisirwa pasi.”
Iyo Temberi nekunaka kwayo kwose unonzwa Jesu achiporofita kuti its going to be destroyed and for sure it happened around AD70. Even though yainge yakanaka kwazvo but it was destroyed. Nhasi tingave nemaStructures akanaka kwazvo, but they shall be destroyed with fire mukuguma kwezvese. Just like how GOD destroyed the world in the days of Noah with the flood,it shall be so again when He destroys this world with fire. (2 Peter 3:10)

Jesu anoti zvino ava paMount of Olives, maDiscples vanomubvunza
kuti izvi zvekuparadzwa kweTemberi zvichaitika rinhi and what shall be the sign
of your coming & the end of the World. Jesu haana kutanga nekutaura maSigns
ekuguma kweNyika but anotanga nekuti take heed no man deceives you, “Chenjerai
kuti murege kunyengerwa nomunhu. Iye arikubvunzwa nezve maSigns but haatange
kutaura maSigns, anotanga nekupa vanhu warning kuti Chenjerai kuti murege
kunyengerwa nomunhu, and this warning is also very relevant kwatiri nhasi….ngatichenjere tirege kunyengerwa nomunhu. Bible harina
kutiudza kuti munhu upi chaiye but rangoti munhu, meaning anyone can fall into
this category, saka pakadaro rega kuvimba nemunhu but vimba naMwari. Munhu
anogona kukunyengera but not GOD, hapasi pekuvimba naPastor, Bishop, Prophet,
Husband, Wife etc or even inini wacho ndirikuparidza usavimbe neni because im also
a human, so ndinokwana mucategory ya”no man” yataurwa. As long as I don’t speak
zvinoederana nedzidziso yeBible, please stay away from me, as long munhu
achipikisa zvinodzidziswa neBible, usaterere, nekuti deception inyaya yekuti
munhu anoita kuti chinhu chechokwadi chiite kunge manyepo or manyepo aite kunge
echekwadi or both.
Chenjerai murege kunyengerwa nomunhu, that was the warning.
And tiripo ipo paNyaya yekudzoka kwaJesu, kune vamwe vakamboda kunyengera vanhu
vachitaura a date richadzoka Jesu, if you remember iya yainzi doomsday theory Harold Camping aiti nyika ichaguma on May 21,
2011 but iro Bible richiti no one knows that day or, not even the angels of
heaven, but my Father only. (Matthew 24:36). Mumwe munhu ndipo paanoda
kukudza date rachizvaitika. That’s deception yarehwa naJesu kuti let no man
deceive you. Also Ronald Weinland said the same achiti nyika ichaguma on May 27
2012 and many other people vanhu maDates avaka setter.
Jesu obva aenderera mberi achiti For many shall come in my
name, saying, I am Christ; and shall deceive many. And icho ichokwadi, we have
heard vanhu vanozviti ndivo vana Jesu, not very far but this year muno muZimbabwe
in Januray pane murume akaifmba
achizviti ndini Jesu Christu Bulawayo, he made it into the newspapers (check
The Chronicle remusi wa 14 January 2014 or read it online http://www.chronicle.co.zw/jesus-flees-angry-mob/ ) and
chinorwadza ndechekuti such people vatorine maFollowers atone vanhu vake
vanomutenda kuti zvechokwadi uyu ndiye Jesu. And this fulfils shoko iro rati
they shall deceive many. For those who
remember pane yainzi ’mudzimu unoyera’ yekuGuruve where there was a girl who
claimed to be Jesus. Aya angori mamwe emasigns ekuti zvokwadi, the end is near.
Jesu anochitanga manje kutaura zvimwe zvichaitika paNyika andingati signs in the natural world. Chekutanga hanzi you shall hear of wars and rumours of wars. Just imagine ihondo ngani dzirikurwiwa right now, Israel nePalestine varikurwa uko, Somali Civil War, Islamist insurgency in Nigeria ana Boko Haram, Syrian Civil War, poita Central African Republic conflict, totaura futi South Sudanese Civil War, Pro-Russian kuUkraine. And poitawo mamwe maRumours of wars Uprisings hobho anongoitika, wonzwa kuti kuEgypt vazoita noise, kuLibya, ana DRC vazonetsana neM23, anaMatsanga wonzwa kuti varikuda kutanga futi hondo kuMozambique, wonza Alshabab yazotora vanhu hostage muShop mall in Kenya. And many other things zviri related kuHondo.
Nation shall rise against nation and kingdom against kingdom. Pane kumwe kunetsana kunongoitika so kusina kana pfuti mukati, look at what is happening pakati peUSA ne Russia, USA neNorth Korea, even munhu muAfrica pane kakusawirirana between some nations.

Chimwe chiratidzo chakataurwa naJesu inzara
(famines/droughts/hunger). Senge kana iri Africa nyaya iyi tisu tinonyotsoiziva
kuti haizi yekutamba nayo according to WFP (World Food Programme yeUnited Nations) 842
million people in the world do not have enough to eat. http://www.wfp.org/hunger/stats Imo medu muZimbabwe umu, maDroughts mangani
atawana especially after 1990, senge kana iri Matabeleland year in year out
vanogara vachichema nekuti mvura haisi kunaya
as it used to do.
Earthquakes that’s another sign yakataurwa naJesu kuti kuchava
nokudengenyeka kwenyika munzvimbo dzakasiyana-siyana. And if you remember
sometime in 2006 or is it 2008 muno muZimbabwe we heard an earth tremor ( a
slight earthquake) imo medu munyika and yakasvika kwese kunana Mozambique.
Ukaona area inonzi nevacho vakadzidza it’s a stable ground ukaona yavakuShaker
then that must mean something. Do you remember the famous Tsunami yekuitika
kuIndonesia in 2004, the land below the sea yakaShaker zvekuti mvura yemuSea
yaisimuka ichiuya kuDry land and it killed over 230 000 people. Kukura
kweEarthquake is measured on a Richter scale inobva pa 1 kusvika ku10. A small earthquake inobva kuna
1 and zvichikwida kusvika kuna 10 which is the strongest earth quake.
Mamwe maEarthquakes akaitika in the past 10 years around the
world to mention but only 4 ndeaya.
Off the West Coast of Northern Sumatra on 26 Dec 2004 9.1 paRichter scale
Near the East Coast of Honshu, Japan 11 Mar 2011 9.0 paRichter scale
Offshore Maule, Chile 27 Feb 2010 8.8 paRichter scale
Northern Sumatra, Indonesia 28 Mar 2005 8.6 paRichter scale.
Analysis yeRitcher scale yacho ukada kuitarisa you will see kuti aya haazi maEarthquakes ekutamba nawo, nekuti 6 kusvika pa 6.9 inenge ichinzi strong, 7- 7.9 major and 8-8.9 great

Another sign yakataurwa naJesu is pestilences (zvirwere). Just
think about maEpidemics atakamboona, kana tiri isu Zimbabwe we can talk of
Cholera pakafa vanhu vazhinji. Iye zvino
tinonzwa kuti kuGuinea and beyond the nation's borders in West Africa kune
Ebola virus and At least 1048 infections and 632 deaths have been reported.
Totarisawo zvimwe zvirwere zvazara mazuva ano, whether its cancer, HIV/AIDS,
hyper tension, diabetes, etc, zvakawanda zvirwere zvacho.
These are just signs. Jesu anobva ati those are the beginning
of sorrows. Word rekuti sorrows rakashandiswa was translated from the greek
word odin zvichingoreva birth pains. So Jesu arikufananidza zviratidzo zvese
izvi nemavambo okurwadziwa kwokubereka. And if you look at that comparison
yemaBirth pains, kana zvatotanga pane mukadzi akazvitakura the only solution
ndeye kutoenda naye kuchipatara or kuna nyamukata so that she gives birth. Hapana
zvekuPostponer kuti tinozoenda mangwana, even zvikatanga mid night munotomhanya
mhanya kutsvaga mota so that muende kuClinic. Likewise maEvents aya ese we can
not postpone kudzoka kwaJesu, izvi hatizvikwanise but what we can only do is to
be prepared for his 2nd coming.
Let me jump to verse 29 of that same chapter yaMatthew 24,
pane zvinhu zviri crucial zvandinoda kubuditsa as I conclude, nyora pasi
maDates aya uzoita research yako uzvionere wega. May 19 1780. November 13,
1833.
Jesu akaporofita akati the sun shall be darkened, (zuva richasviba), chakanakira history ndechekuti they record zvinhu pazvinoitika and if you research kana kuGoogler uchaona kuti this happened on 19 May 1780, haizi solar eclipse iyi but it was the actual darkening of the sun which happened in England. another thing pamaSame verse hanzi the moon shall not give its light and stars shall fall from heaven iyi yemaStars on 13 November 1833

When you are driving a car ukaona sign yakanzi hump ahead you
reduce your speed, you take the appropriate action, likewise lets us take
appropriate action nekuti maSigns tirikumaona anonogodzera kudzoka kwaMessiah,
ngatitendeukei tibve muzvivi, believe in Jesus and get baptised by the Holy
Ghost and Fire.
Stainless Steel Magnets - titanium arts
ReplyDeleteIroning the Stainless 벳 인포 Steel Magnets 나비효과 (4-Pack). Made in Germany. The Titanium Arts Stainless Steel Magnets are microtouch solo titanium an 1xbet korean alloy 포커 고수 made of steel in stainless steel
Powerful
ReplyDelete