Scripture Reading: Luke 15:25-32.
kana munhu uchinge wadzoka kuna Mwari don’t think kuti the devil will be happy. satan haafare because he knows that he has lost out and he will not fold his hands and relax achikusiya wakadaro nekuti wavakunamata but he will persecute you. 2 Timothy 3:12 yoti and all that desire to live a godly in Christ Jesus shall suffer persecution.
Prodigal son adzoka kumba akagamuchirwa nababa zvakanaka,
maCelebrations atanga but his brother was not happy. Party ichiitwa kumba,
mukoma waProdigal son ainge ari kumunda and he heard music ichirira vanhu
vachifara and he asked mumwe muranda kuti ko noise yandiri kunzwa ndeyeyi, what
is that all about, zvikanzi nemuranda, your brother has returned and baba
vamuuyarira mhuru nekuti adzoka zvakanaka.
Ipapo ndipo pakatangira nyaya yese, iyo ine mharidzo yandapa a
title yekuti “musadaro mukoma”.
Verse 28 haina kuvanza the feelings of this older brother
towards munin’ina wake, Bible rinoti he was angry, and would not go in. Mukoma
mukuru akatsamwa akaramba kupinda. Arikurwadziwa nekuti sei baba vagamuchira
munin’ina wake uyo akaenda kunyika irikure kunoparadza pfuma and on top of that
oitirwa party futi.he was angry.
Kune vamwe vanhu vanotsamwa kana akanzwa kuti a wicked person
has repented, wakaipa azotendeuka. Havafare. Get this, mukoma uyu haana kubvira
abva pamba, he stayed naBaba vake. He represents imwe type yevatendi yekuti
haana kubvira aBackslider, he has always been with GOD but at the same time
haafare kuona mumwe munhu akamboBackslider achidzoka kuna Mwari. They are so
selfish zvekuti vanoda kupona vega. haadi kunzwa testimony yekuti chifeve chiye
chakatendeuka, haadi kunzwa kuti mbavha iya yakamubira dvd yavakunamata, haadi
kunzwa kuti rapist uya akatendeuka. musadaro mukoma.
Mukoma vakaramba kupinda mumba maiitwa maCelebrations. Kune
imwe type yevatendi yekuti kana akanzwa kuti pane mutadzi akatendeuka, haafare
and anoramba kupinda mumba maBaba (MuChurch). Anotobheja kuti I will not go
into the same church inopindwa naNhingi nekuti mutadzi mukuru, I don’t want to
associate with him. Musadaro mukoma.
If we go back kwakatangira parable, we will see kuti Bible
rinoti the father divided the goods, vakagovanisa pfuma. Prodigal son
akatora portion yepfuma yake and he went
into a far country, kureva iko kuti imwe property yainge yasara belonged to the
brother. Zvino charwadza mukomana ndechekuti mufana adzoka apedza kudya pfuma
yake and auya kuzodya my portion of inheritance.
Manje hazviite izvozvo. this older brother is selfish, haadi kuti zvinhu zvake
zvibatwe batwe nemufana muparadzi.
Don’t be selfish nezvinhu zviri material zvekuti you end up
wakusafarira kuti vamwe vatendeuke. Unoita selfish nemaChairs ekugara muchurch
chaimo hanzi kana vanhu vakauya vakawanda kuChurch tinoshaya pekugara so
ngavasauye. Kuita selfish nemaResources zvekuti haudi kuti vanhu vauye kuna
baba, hanzi kana vanhu vakawandisa paChurch, paLunch food haizokwane, saka
better varege havo kuuya. Musadaro mukoma, don’t be selfish with what the
Father has given you, learn to love and accept those who come back home.
Baba ndokubva vaenda kumunda kuti vanyengetedze mukoma kuti
vapinde mumba. Look at this., prodigal son uyu watinoti ndiye akaipa, haana
kunyengetedzwa nemunhu kuti adzoke kumba but akadzoka ega handiti, but avo
mukoma vatinogona kuona sevari right nekuti havana kubvira vabva pamba, ndivo
vakutoda kunyengetedzwa naBaba kuti vapinde mumba. That’s bad. Kuti vacho
vakaipa ndiwo vanouya kuna Baba zvakanaka vasina shoko ravaparidzirwa but avo
vanozviita vanoziva shoko raMwari vanotoda kunyengetedzwa kuti please pindai
kani. No wonder why Jesu akataura pane imwe time akati the tax collectors
and the prostitutes go into the kingdom
of God before you achireva maPharisees. (Matthew 21:31). Ivo vafarisi ndiyo
type yaana mukoma yanga isingafare kuti
Jesu agamuchire vatadzi vanenge vadzoka kuna Baba.
The older brother aitoda kuti Baba vamunyengetedze kuti apinde
mumba afarire munin’ina wake. Don’t be a person wekuti unotoda kuti Mwari
vakunyengetedze to accept a sinner who has repented. Baba vakutopinda busy kuda
kuConvincer mukoma kuti vapinde mumba.but uyu munin’ina kudzoka kwake kumba
hakuna kutora any convincing of the father. church inogona kuita 2 weeks
revival yekuti maOld believers vabvume kugamuchira vanhu vanouya kunaMwari but
poitwa just 1 day yekuti vatadzi vatendeuke vauye kunaMwari. chinofanira kutora
nguva yakareba apa ndechekuti vatadzi vatendeuke rather than maOld believers
vabvume kugamuchira mutadzi atendeuka. Don’t be a hard nut, wekuti unotoda kuti
Mwari vakunyengerere kuti ugamuchire mutadzi adzoka as if imba yacho ndeyako, as if you
hold the keys to heaven. Musadaro mukoma.
Iwe munin’ina zvizive zvekare kuti mumba umo murikufara henyu
muchitamba maRecords but panze apo there is an older brother who is protesting
your return. Urikupupura hako kupona kwawakaita munyika irikure but outside
there are people who are asking Mwari kuti why did you accept this thief, why
did you accept this drunkard, this prostitute, why, nekudaro rega hako
kubatikana nazvo when people start to question you kuti sei wakadzoka. Rega
kunetsekana, people will always ask kuti Seiko wavakuita zvekunamata, they will
even laugh kuti aah ana nhingi mavakunamata, ahhh regai tione. Don’t be
discouraged. Remember the person aiOpposer kudzoka kwemuni’nina is not a
stranger but he is a blood brother, mukoma wake chaiye. Sometimes your
critics do not come
from very far but they can come from within.
Verse 29 inotaridza chikonzero why chaiita kuti mukoma varege
kufarira kudzoka kwemunin’ina. Mukomana uyu akapindura baba vake akati,
‘Tarirai! Makore ose aya ndanga ndichikushandirai uye handina kusamboteerera
mirayiro yenyu. Asi hamuna kutongondipa chimbudzana kuti ndipemberewo
neshamwari dzangu.
The reason why atsamwa inyaya yekuti he has served his father
for a long time and haana kubvira abva
pamba but in that period haana kana 1 day raakapihwa chimbudzana chekuti aiite
braai nemaFriends ake but uyo mwana muparadzi akapihwa pfuma, he went away and
wasted it with friends, adzoka kumba kwakuuyiirwa mhuru on top of that. Hazvina
kumufadza.
Mukoma vaidawo kupota vachipihwa zvimbudzana chekuti varove
gochi gochi. he also desired pleasure but inyaya yekuti akashayiswa mukana
wacho. Zvinogona kuitika kuti mumwe munhu anenge ari muChurch hake but
anoshuwirawo prezha seyakaitwa naProdigal son zvekuti type yaana prodigal son
painotendeuka haafare. Chichemo chemukoma wachibata here, haazi kuchema kuti
pano apo ndinoswera nenzara but arikuchema kuti hamuna kundipa nyama yeBraai.
He was more concerned about pleasure and not about day to day issues.
Mumwe hazvimuitire mushe kana akanzwa kuti mbavha iye payakatendeuka
yabva kujeri yakatengerwa imba by a well wisher. Haafare, anotanga kubvunza
Mwari kuti nhai I have served you since my youth but ndichiri kuroja ko why iyo
mbavha iyo ane 1 year atendeuka sei mamupa imba. Ndava ne10 years ndichikunamatai
Mwari but no marriage, ko Seiko icho chifeve chane 6 months chatendeuka but mamupa
muchato. Nhai Mwari ndave nenguva refu ndichinamata but ndirikufoira,
ndanyora Olevel many times but
ndinoramba ndichawana maD, kana kushaya C zvayo,. But icho chidhakwa icho
chakatendeuka last week but machipa maA sei?
Such questions are dangerous, nekuti unenge uchida kuzviedza kunge wakaruruma kupfura munhu wauri kuzviCompeya naye, such questions reveal your self righteousness and selfishness zvisingadiwe naMwari and it will lead you to backslide. Musadaro mukoma.
Such questions are dangerous, nekuti unenge uchida kuzviedza kunge wakaruruma kupfura munhu wauri kuzviCompeya naye, such questions reveal your self righteousness and selfishness zvisingadiwe naMwari and it will lead you to backslide. Musadaro mukoma.
Verse 30 inzwa unzwe maAccusations akatanga kutaurwa nemukoma,
akatanga kuvhura mamwe maFile atanga tisingazive hanzi mwanakomana wenyu
uyu,akaparadza pfuma yenyu nezvifeve, mamubayira mhuru yakakodzwa.
hanzi mwanakomana wenyu,,,your son, haana kuti my brother aiwa but your son, kureva kuti haachade kuva nehukama nemunin’ina..he devoured your assets with prostitutes, akaparadza pfuma nezvifeve….is this accusation real or its fake,.,…..ini ndinofunga kuti manyepo because tikadzoka kwakatangira nyaya hapana pakataurwa kunzi akadya mari nezvifeve but pangonzi akaparadza pfuma yake namararamiro akaipa.…iyi yekuti akadya mari nezvifeve hameno kuti the older brother akazvizivira kupi.
hanzi mwanakomana wenyu,,,your son, haana kuti my brother aiwa but your son, kureva kuti haachade kuva nehukama nemunin’ina..he devoured your assets with prostitutes, akaparadza pfuma nezvifeve….is this accusation real or its fake,.,…..ini ndinofunga kuti manyepo because tikadzoka kwakatangira nyaya hapana pakataurwa kunzi akadya mari nezvifeve but pangonzi akaparadza pfuma yake namararamiro akaipa.…iyi yekuti akadya mari nezvifeve hameno kuti the older brother akazvizivira kupi.
nhai mukoma maAccusations amuri kupomera ngana uyu makawana
kupi, ,,,,heeee akamboba laptop kubasa
kwaaishanda, heee akambobatwa aine maDrugs,,,,are you sure about nyaya dzamuri kupomera munhu or makaita
dzekunzwa nemakuhwa. And munhu naturally agara ane tsika yekuwedzeredza zvisina
kuitika kuti nyaya yacho inakidze. Just consider it panoitika kaIncident uone kuti nyaya yacho
inowedzeredzwa sei and usually munhu asina kubvira aoona zvaitika ndiye
anowanzonyepa too much..musadaro mukoma
Baba ndokupindura mwana wavo vakati Mwanangu, iwe uneni nguva
dzose, uye zvose zvandinazvo ndezvako. Asi taifanira kupembera uye tifare,
nokuti munun’una wako uyu akanga afa asi zvino araramazve; akanga arasika asi
awanikwa.’”
This week rapera tichiti dzoka kumba prodigal son but nhasi
ndinoti dzoka kumba kune mukoma. Haikona kuramba urikumunda uchiramba kupinda
mumba nekuti your brother has returned. Dzokai kumba mukoma. The father has
said it all kuti iwe uneni nguva dzose, you are always with me wani.
Nhai mukoma, you are always with GOD wani, iko kurarama
kwamuri kuita uku handiti its good who is taking care of you, but nhasi ndipo
pamakuDoubter kuti Mwari vanemi here or kwete simply because pane mumwe mutadzi
aitirwa something chaunoona as if chiri nani pane zvaunosiitirwa.
If only you knew kuti mufana wako airarama life yakaita sei
ari kunyika uko wainzwa tsitsi…wakangonzwa makuhwa ekuti arikudya mari
nezvifeve but hauna kuzoudzwa kuti akasvika panguva yenzara yaishuwira kudya
makanda eNguruve. Dai waiziva pfumvu yakaoneswa munin’ina wako nasatan you
would have celebrated with him. Musadaro mukoma, farai nemuninina wenyu.
There will be more joy in heaven over one sinner who repents
than over ninety-nine righteous people who have no need to repent. (Luke 15:7).
If there is joy in heaven when one sinner repents, why don’t you join in the joy and
help heaven to celebrate than to be angry.
If there is joy in heaven when one sinner repents why don’t
you make a decision to repent today so that heaven will celebrate.