Scripture reading Luke 15:21-24
Prodigal son achisangana naBaba vake ndipo paanobva ataura
mashoko ainge aronga achiri kure, Father, I have sinned against heaven, and in
thy sight, and am no more worthy to be called thy son. Baba vacho ndokuti
kuvaranda bring the best robe and put it on him, and put a ring on his hand and
shoes on his faith.
Mukomana hapana chaakumbira so far but already the father out
of his love vane zvinhu zvavakutopa mwana wavo. Ndizvo zvinoitika once munhu
asarudza kudzoka kuna Baba (Mwari), pane zvimwe zvinhu zvavanogona kungokupa
pasina kana request. kuNyika irikure uko hauzviwane zvinhu izvozvo but once
wadzoka kuna Baba unopihwa pasina kana request.
Bring the best robe, Uyai nenguo dzakaisvonaka mumupfekedze,
mashoko aBaba aya.. Bhachi raakuda kupfekedzwa iri riripo pakuvharidzira
marengenya aainge akapfeka. It covers his nakedness and tatters which he was
wearing. Bhachi iri represents kururama kwaJesu Christu kwekuti once wadzoka
kuna Baba vanokupfekedza kururama kwaChristu and vachiCover zvitadzo zvako. Remember in Isaiah 64:6 kunonzi your
own righteousness are as filthy rags before the Lord. Kururama kwako
kwangofanana nemarengenya pamberi paMwari, but kana uchinge wagamuchira Jesu,
GOD will cover you nekururama kwaIye Jesu Christu kusina kana chitema.
Tikaverenga kuna Zecharia 3 vs tinoona Joshua the high priest akamira pamberi
pemutumwa waMwari, and satan standing at his right hand achida kumupikisa.
Verse 3 inonyatsotaura kuti Joshua ainge akapfeka nguo dzakasviba. Filthy
garments. Mutumwa waMwari ndipo paanobva ati bvisai those filthy garments from
Joshua and is told kuti ndichakupfekedza zvimwe. Kana Joshua apfeka nguwo
dzisina kusviba kuitira kuti satan arege kuwana chekupomera paari.
Kana wauya kuna Baba kune Bhachi idzva rakakumirira, a robe of
Christ’s righteousness. Ukaramba uri kunyika uko unenge wakapfeka bhachi rako
rine tsvina yezvitadzo rekuti satan anenge achida kugara achingokupomera chete like
he was trying to do to Joshua. But once
you are given another robe, it will cover your own faults. Dzoka kuna Baba,
vakupe bhachi rekururamiswa.
The 2nd thing chaakapiwa is a ring. this represents
authority. If you read in the Bible kuna Genesis 41:42 Joseph paanogadzwa
kuita Prime Minister naPharaoh anobva apihwa ring, that’s a sign of authority,
a sign of power, muBook raEsther Haman paaironga kuuraya maJudha ese he was given
a ring by the king as a sign yeAuthority kunzi ndakubvumidza kuita zvaunoda
kuita, go ahead. (Esther 3:10). Later on when events took a turn, mambo
vanotora ring iyoyo and gave it to Mordecai, as a sign yekuti Mordecai ndakupa
simba. (Esther 8:2). Ring inoSignifier authority and power.
And ukaona prodigal son apihwa ring naBaba vake, it’s a sign
yekuti I have given you power pamusha pano. Rega ndikuudze hama yangu kuti once
wauya kuna baba, once wadzoka kuna Mwari, pane imwe authority yaunopihwa, there
is power that GOD gives you. Jesus gives you the power to overcome sin, He
gives you power over demons, you are given the Power of the Holy Ghost. Luke 10:19
Behold, I give unto you power to tread on serpents and scorpions, and over all
the power of the enemy: and nothing shall by any means hurt you.
Iriko (ring) power yaunopihwa kana wadzoka kuna Baba and that
power you can not get it kunyika. Huya kuna baba ugamuchire simba raMweya
Mutsvene.
the same ring can also represent relationship, ndokusaka uchiona kuti paya panoitwa maEngagement, mukomana anopfekedza musikana wake ring as a sign of promise that he will marry her and as a sign yeRelationship kuti uyu ndewangu uyu tambirai kure matsotsi. When they get married vese vanopfekedzana maRing as an outward sign of their relationship. Iyi ring irikupihwa prodigal son, it’s a sign yeRelationship, baba varikuedza kuda kutsvanangudza kuMwana wavo kuti you are still my son you are not a servant or a stranger but you are my son. John 1:12 yobva yati vese vakamugamuchira akavapa simba rekunzi vana vaMwari. Once wagamuchira Jesu you are given the authority to be called a child of GOD. relationship yaEstablishwa iyi. 1 John 3:1 Look at how great a love the Father has given us that we should be called God’s children.
the same ring can also represent relationship, ndokusaka uchiona kuti paya panoitwa maEngagement, mukomana anopfekedza musikana wake ring as a sign of promise that he will marry her and as a sign yeRelationship kuti uyu ndewangu uyu tambirai kure matsotsi. When they get married vese vanopfekedzana maRing as an outward sign of their relationship. Iyi ring irikupihwa prodigal son, it’s a sign yeRelationship, baba varikuedza kuda kutsvanangudza kuMwana wavo kuti you are still my son you are not a servant or a stranger but you are my son. John 1:12 yobva yati vese vakamugamuchira akavapa simba rekunzi vana vaMwari. Once wagamuchira Jesu you are given the authority to be called a child of GOD. relationship yaEstablishwa iyi. 1 John 3:1 Look at how great a love the Father has given us that we should be called God’s children.
He was also given a new pair of shoes, kuitira mafambiro ake, kuti arege kufamba
asina bhutsu nekuti pasi apo panopisa, pasi apo pane minzwa, pasi apo pane
matoto nendove, zvinodawo kuti munhu apfeke shangu so that afambe zviri
comfortable. Let me tell kuti kufamba pano pasi (living in this world) pane
zvizhinji zviripo zvinotivhiringa, there are many challenges which are in the
road of life but when you come to the Father, he will give you shoes to walk
with, which can protect you. kana wauya kuna baba vane dzimwe shangu
dzavanokuopa kuitira panofumba munyika ine minzwa inobaya you can walk over
these thorns.
Baba vanodeidzira kuvaranda kuti huyai nemhuru yakakodzwa
muibaye. Ngatidyei tipembere. Hapana kubatwa huku kana mbudzi but a fattened calf. This can represent provision
yeChikafu kubva kuna Baba. Ndokusaka shoko richiti musafunganya kuti
muchadyei,,,tarira shiri dzedenga hadzikowe asi Mwari unongodzipa pachena wani.
So far prodigal son haana chaaita chinoDeserver kuti aurayirwe mhuru, but the
fact that he had returned home it’s a reason enough. Once wadzoka kuna Mwari,
he will take care of the bread and butter issues. Psalms 37:25 I have been
young, and now am old; yet have I not seen the righteous forsaken, nor his seed
begging bread.
Pazvinhu zvese zvaapihwa izvi pane chaakumbira here, hapana but
baba vangomupa havo.
Mukomana uyu apihwa zvinhu zvekuti agare pamba, pabate ipapo,
the father did not give him imwe pfuma yekuti adzokere kunyika irikure but
vamupa zvinhu zvekuti agare pamba. Ndiyo problem inogona kuita mumwe munhu
yekuti kana auya kunaBaba anouya aine wrong motive, anouya achida kukumbira
pfuma yekuti adzoke kunyika kunofara. Anouya kunonamata kuti Mwari
vamuropafadze nemari so that adzokere futi kubhawa. Anouya kunonamata kuti
Mwari vamupe mota so that adzokere kuNyika kunovhairira vavengi, anouya kuna
baba kuti vamupe mari yekurukwa brazillian so that “maHaters” vamuone…wakauda
kuti Mwari vakupe zvinhu zvekuti udzokere futi kunyika kwawakatiza.
James 4:3 yoti When you ask, you do not receive, because you
ask with wrong motives, that you may spend what you get on your pleasures.
Kukumbira unogona kukumbira hako but kana uine wrong motive yemafaro, GOD does
not give you.
Hanzi naBaba For this my son was dead, and is alive again; Nokuti
mwanakomana wangu uyu akanga afa, zvino araramazve. mumaRecords aBaba vainge
vakaRecorder kuti mwana wangu akafa but when he came back home vakabva vati
mwana wangu araramazve. Read through the Bible uone kuti prodigal son paane
paakafa here, hapana, ko nhai what is the father saying kuti my son was
dead,,,mwana wavo ainge afa….ukaverenga 1 Timothy 5:6 inoti But the one who
lives for pleasure is dead even while she lives. This son paaiva ari kunyika
iri kure he was living for pleasure, no wonder why he was considered to be
dead. Checker life yako, hauzi urikuraramira mafaro chete here, are you not
living for the purposes of pleasure. Turn back udzoke kuna baba.
Iwe unenge uchitoti I am alive but kuna Mwari you are dead.
Remember paya Jesu paanoudza His disciple kuti let the dead bury their own
dead. Rega vakafa vavige vakafa vavo, kureva kuti kune vamwe vanhu vapenyu
vanogona kutoita burial yemushakabvu but ivo pachavo they also dead. That’s
another sermon on its own,. Rega ndiisirei pano but in conclusion I just want
to invite someone anoziva kuti ainge akaenda kure naBaba, ainge achirarama
achida kuzvifadza even in ways dzekutadzira Mwari. I invite you kuti udzoke
kuna Baba, GOD is willing to accept you back.
No comments:
Post a Comment