Scripture Luke 15:13-17
Prodigal son akaenda kure naBaba and akadya mari yake
neshamwari. He didn’t face any problems musi waabva pamba aiwa, akatomboita
nguva yakati oh achidya mari and zvichimufayira. Munhu unogona kuenda kure
naMwari and life yako igoramba ichitofamba chaizvo. Remember zvakaita Cain,
Bible rinoti kuna Genesis 4:16He went out from the presence of The Lord, akabva
pamberi paMwari….. next verse yobva yati and he built a city. Akavaka guta
akaripa zita remwana wake kuti Enoch. Imagine munhu uyu abva paPresence yaMwari
but akwanisa kuenda kunovaka a city, not just a house or a big mansion but a
city.
Rega kubatwa kumeso nezvinhu zvepa nyama, Cain anogona kutovaka
guta rakanaka kwazvo but iye akabva kare paPresence yaMwari. Prodigal son
anogona kurarama life yepamusoro soro kuFar country kwaari ikoko but iye akabva
kare kare paPresence yaBaba. Unogona kutopfuma ugoita tunhu twako but iwe
wakabva kare kare paPresence yaMwari. Do not mistake gain for holiness (1 Timothy 6:5).
Rangarira mashoko aJesu pana Luke 12:15 akati kwavari, “Chenjerai! Muchenjerere
marudzi ose okuchiva; upenyu hwomunhu hahuzi pazvizhinji zhinji zvaanazvo.” He
then told them, “Watch out and be on guard against all greed because one’s life
is not in the abundance of his possessions.”
You can have life
outside the life giver (GOD) but that life is temporal. Ukada kurarama hupenyu
outside GOD wafanana nehove yabuda muMvura, it doesn’t die ipapo ipapo but rufu
rwehove rwatotanga. Its only a matter of time.
One thing chakaipira mari ndechekuti inopera, that’s why even
pakutaura kweSlang unonzwa zvichinzi mari yacho yakawanda zvekuti inopera
yabiwa, haana kuramba kuti haipere but arikutaura kuti inopera kana ichinge
yabiwa meaning there is a possibility
yekuti inopera mari iyi. Manje kana zviri zvemari yeJaya iri haina kupera
yabiwa but yakapera yadyiwa. Pfuma inopera but Mwari havapere. Money can suffer
the effects of inflation but Mwari vanoramba variko. Imo munyika medu tine
vanhu vakaita mari hobho paNguva yeZimdollar but as soon as we changed
tichiiuya kumaUS dollar, hupfumi hwakapera kuparara. But Mwari vanoramba variko
even if mukachinja curreny. Kune vazhinji vaiva nemaBusiness anotyisa ane mari,
whether mabhazi, maCombi, maSupermarket what ever it was but vamwe vavo
vakaBroker due to various reasons but GOD has remained GOD at His throne since
eternity. Rega kuisa kutenda kwako pane pfuma nekuti inoparara but Mwari
vanogara nekusingaperi.
Prodigal son akavimba nepfuma yake to the extent yekuti akaona
zvakakodzera kuenda kure naBaba but guess what mari yaithemba nayo yakaenda
kunopera yese.dont be fooled wabata kamari and you begin to think kuti you can
live outside shoko raMwari, hazviite you wont go any far. No matter how rich
you are, no matter how poor you are, you still need GOD. you can not have life
outside the Lifegiver who is GOD>
Mari yakati yapera and nzara ichibva yatanga. Nzara haina
kutanga achiine mari but yakatanga after mari yapera. Inzara rudzi inomirira
kuti mari itange yapera, kune mamwe maProblems akangomirira kuti atange once
cash yaunothemba nayo yapera. And mukomana uyu he was used to solving such
problems dzenzara nemari manje now he no longer has the money so how is he going
to solve this one.
Nzara yabata nyika
iyoyo chete, nekuti Bible rati in that land, kureva kuti kumba kwaBaba vake
kwainge kusina nzara. Pane mamwe maProblems anongokubata kana uchirarama kure
naMwari. Vari kunaMwari they don’t face such problems. That’s why ukaverenga
kunaExodus unoona kuti pane maPlagues ainetsa ma Egyptians but vaIsrael vaigara
muGoshen they were not affected yet that piece of land was part of Egypt,.
Mwari vaingoda kuratidza a demarcation between His Children and the Egyptians. Kunyika
irikure kuna prodigal son munenge muchichema nzara but kunyika kuna baba,
maServants varikudya vachisiya.
Nzara yakati yaruma mukomana haana kufunga kudzoka kumba kuna
baba but akaenda akandozvitsvakira basa kuno mumwe mugari womunyika imomo. instead
yekuti adzokere kuna mudhara, he thought about finding help in that same land
yamupedzera mari uye ine nzara. Rega kuoma musoro zvekuti kana matambudziko
auya instead yekuti udzokere kuna Mwari you think zvekuita kiya kiya uri
kunyika. Hazvishande. Kana bhazi richinge rafa please musatsvage mumwe driver
but tsvagai makanika. If the roof is leaking please don’t buy a new mop but
mend the leak. Mamwe maProblems haadi kiya kiya yako but anongoda kuti udzoke
kuna Baba ukumbire ruregerero kuti Mwari wangu ndakakutadzira. Just mend your
relationship naMwari than to look for solutions outside there.
There is no life outside the life giver.
Prodigal son akatsvaga basa and akariwana, inoita kunge
solution at first but mukufamba kwenguva then when you will realise kuti paye
hapana zvandaikaita. Just like kutsvaga chikorobho chinyowani nekuti marata
irikupinza mvura, inogona kuita kunge solution yakanaka kwazvo but mvura
paicharamba ichipinda mumba ndipo paunoona kuti pano hapana zvandaita. You
might find solutions out there in the world but ziva kuti its only temporal but
zvichiazoka zvekare. Mungaende mudzin’anga nemaporofita enhema muchitsvaga
kundiso but uchaona kuti its temporal, ichadzoka futi problem iyoyo. Only the
Father has lasting solutions, dzoka kuna Baba ndivo vane the correct solution
to the problem you are facing.
Munhu uyu aenda kure naBaba but akatowana basa ufunge. Unogona
kutowana graft but iwe naMwari musisawirirane saka rega kufunga kuti kuwana
basa it’s a sign yekuti hukama hwako naMwari uri right. Uyo kauyo prodigal son
he got a job but iko kuna Baba akabva kare.
basa racho manje ndiro rainge risina kumira mushe, aichengeteswa nguruve and yet he was a jew. paJewish custom kungochengeta nguruve was considered to be an abomination, chinyangadzo. And ndiro basa rainge akakubata iroro. Ukaenda kure naMwari unogona kuitiswa zvimwe zvinhu zvekuti wega unonyatsoona kuti izvi hazviite izvi. Satan anokushandisa too bad all in the name of making a living. Unotonyara kutaura pane vanhu kwaunoshanda nekuti zvauri kuita zvacho zvinonyangadza. Shuwa ungaudze vanhu kuti ndinoshanda ndiri paMbare apo tisu tinoita basa rekuSearcher vanhu, hazviite, ungataure here pane vanhu kuti tisu tinoshanda tiri kumaAvenues uko tichitengesa miviri kuti tiite mari. Hazviite. Dzoka kuna baba.
basa racho manje ndiro rainge risina kumira mushe, aichengeteswa nguruve and yet he was a jew. paJewish custom kungochengeta nguruve was considered to be an abomination, chinyangadzo. And ndiro basa rainge akakubata iroro. Ukaenda kure naMwari unogona kuitiswa zvimwe zvinhu zvekuti wega unonyatsoona kuti izvi hazviite izvi. Satan anokushandisa too bad all in the name of making a living. Unotonyara kutaura pane vanhu kwaunoshanda nekuti zvauri kuita zvacho zvinonyangadza. Shuwa ungaudze vanhu kuti ndinoshanda ndiri paMbare apo tisu tinoita basa rekuSearcher vanhu, hazviite, ungataure here pane vanhu kuti tisu tinoshanda tiri kumaAvenues uko tichitengesa miviri kuti tiite mari. Hazviite. Dzoka kuna baba.
Vamwe vanoti prodigal son aidya chifaku chenguruve but
pamaVersions ese eBible andaverenga hapana pakazvakanyorwa, KJV rati he would
fain have filled his belly with the husks that the swine did eat, ESV rikati he
was longing to be fed with the pods that the pigs ate, reshona rikati akada
kugutsa dumbu rake namateko aidyiwa nenguruve. This was just a wish, chaingova
chishuwiro but haana kudya. Nzara yacho yainge isina kumira mushe, ukaona munhu
akasvika paLevel yekuti anoshuwira kudya menu yeNguruve. Akuda kukwana kwana
paDiet yeNguruve, ziva kuti hapasisina kumira mushe.
Environment inoAffecter zvinhu zvaunoshuwira. This young man
aiswera neNguruve, no wonder why he wished kudya chikafu chenguruve. Dai
aiswera nevanhu maybe he would wish kudya chikafu chavanodya but the fact that
he was staying with pigs, his desire was to eat what the pigs eat. Environment yaunoswera uri can determine
zvinhu zvaunoshuwira kuwana. Unoswera wakagara mubhawa uchitamba snooker
nekuona bhora, unophedzisira wakushuwirawo kumwa super irikumwiwa nevamwe,
unopedzisira wakuda kumwawo cranco yavari kumwa. You spend your time wakagara
paBridge neBoys, unopedzisira wakudawo kusvuta mbanje yavari kuputa. You spend
your times with your friends who hang around ana sugar daddy, unopedzisirawo
wakushuwira kutsvaga dhara rako. You spend your time wakagara nevanhu vanoroga
zvakaipa, unopedzisirawo wawakushuwira kuita zvavanoita. Unoswera uchiGoogler
maPicture evanhu vasina kusimira, you will end up wakushuwirawo kuFornicator
and kuita hupombwe.
Be careful of your environment, mudanga meNguruve maunoswera
umo uchapedzisira wakushuwira kuda kuita zvinoitwa nevamwe veimomo.
The most sad part ndeyekuti hapana munhu akamupa chinhu. No
one gave him food. At the same time imo muNyika imomo ndimo mune vanhu vaaidya
navo mari but iye zvino he is now in want but hapana arikumubatsira. Dindingwe
rinonaka richakweva rimwe and kana iro rokweveva roti hande kuLawn, kana
rinoComplainer kuti surf irikudhura rega kusvibisa mavara angu. No one helped
him, his friends forsake him. Unofunga here kuti nhasi vanhu vauri kufara navo
ava muchidya nyika rutivi kana zvaoma chaizvo will they help you. do you think
kuti musi wauchaita mimba yausingazive kuti muridzi ndiyani or muridzi aripo
hake but arikuramba responsibility do you think your friend vaikufurira will
take you into their homes, vokupa chikafu, wotengerwa preparation, wopihwa mari
yekuenda kunonyoresa kuMaternity and the like.
Do you think vanhu vaurikufara navo munyika ava kana zvaoma
chaizvo will they stand by your side? They won’t help you. tsvaga maAddicts eFodya uvabvunze kuti nhai
munhu akakudzidzisa fodya is he still buying you cigarettes like the first
days, anokuudza kuti kwete. Satan anongoshandisa vamwe vanhu kuti vakudzidzise
zvakaipa, once wava mazviri they will leave you.
Rega nditaure nemumwe
munhu nhasi wekuti he/she used to enjoy the world neshamwari dzake but zvinhu
pazvakaoma vakamuisa ega achitambuira. Don’t lose hope, yes vanhu vakakuramba
but huya kuna Baba, huya kuna Mwari. He has a better plan newe than those
people who dumped. Munhu anokurasisa but Mwari vanoramba varipo.
Bible roti And when he came to himself, (when he came to his
senses), Akati apengenuka mupfungwa dzake……ahhh kureva kuti all along he was
operating outside his senses, he was outside himself. Kukumbira pfuma kwese
kwaakaita, kurongedza zvinhu akananga to a foreign land, kudya kwese kwaaiita
mari, kutsvaga basa rekuchengeta nguruve, he was doing it outside his senses,.
But he came back to his senses.
Check your life maDecisions auri kuita aya are you in your
senses, pfungwa dzako dzakabhengenuka here nemaDecisions auri kuita nhasi.
Kufarisa kwese kwauri kuita uko, are you in your senses. Pray to GOD that you
come back to your senses.
When he came back to his senses he said, How many hired
servants of my father's have bread enough and to spare, and I perish with
hunger! Akati apengenuka mupfungwa dzake, akati, ‘Varanda vababa vangu vazhinji
seiko uye vane zvokudya zvavanongosiya, uye zvino ini pano ndoziya zvokusvika
pakufa!
He remembered kuti kumba kweBaba veranda chaivo vane chikafu chavari kusiya. Varanda havo but varikudya vachiguta pamba paBaba vangu,my own father is feeding them but inini mwana wavo ndirikufa nenzara…..ipapa apa don’t even blame Baba vake, aiwa, I know kune vanhu vanoda kuBlamer Mwari for the problems they face. But ziva kuti prodigal son ndiye akabva ega pamba haana kudzingwa. Ko iwe muverengi hauzi riwe here wakatiza Mwari wega, wakadzingwa here or wakatiza wega.
He remembered kuti kumba kweBaba veranda chaivo vane chikafu chavari kusiya. Varanda havo but varikudya vachiguta pamba paBaba vangu,my own father is feeding them but inini mwana wavo ndirikufa nenzara…..ipapa apa don’t even blame Baba vake, aiwa, I know kune vanhu vanoda kuBlamer Mwari for the problems they face. But ziva kuti prodigal son ndiye akabva ega pamba haana kudzingwa. Ko iwe muverengi hauzi riwe here wakatiza Mwari wega, wakadzingwa here or wakatiza wega.
Mukomana akafunga kumba and he realised kuti kumba kwaBaba
kune zvekudya. Dzokera papfungwa dzako and remember that kuna Mwari kune peace
yauri kutsvaga, there is happiness you are looking for, kune zvese zvauri
kutsvaga. Dzoka kumba dzoka kuna Mwari.
Isaiah 55:1-2 nhai imi mose mune nyota uyai kumvura zhinji
neasina mari uyai mutenge mudye, zvirokwazvo uyai mutenge waini nomukaka musina
mari pasina mutengo. munoparadzireiko mari muchitenga zvisiri zvokudya
nezvamakabatira muchitenga zvisingagutsi
its cold out there, dzoka kuna Baba
its cold out there, dzoka kuna Baba
No comments:
Post a Comment