Mwari vachitanga kusika nyika one of the first things chakatanga kusikwa iLight (chiedza), verse yeChi3 muBible Mwari vakati let there be light. Apa earth haisati yava neForm (chimiro), miti haisati yasikwa, mhuka, fish or even Adam the first man haasati avako but Mwari vanotanga neLight. Ukaona chinhu chinotanga paConstruction yega yega, chinhu ichocho chine basa stereki kupfura zvinopedzisirwa nazvo, example foundation ndiyo inotangwa pakuvaka imba and ikashaikwa imba iyoyo inenge isina kusimba. Paint ndiyo inopedzisira and kusavepo kwayo hakutadzise kuti imba ive yakasimba, of course appearance ndiyo inenge isina hayo kuita mushe but otherwise paNyaya dzeStrenght apa everything will be fine.
Let there light, ndiko kwataura kwaMwari. Adam dai akauya paNyika pasina light then there was going to be a problem, how would he see murima, remember kwainge kusati kwane maGlobe or even candle zvaro. So Mwari vakaziva kuti chinofanira kutanga kuuya panyika iLight before munhu.
Mharidzo ino iri based paParable yeLost coin, but ndatanga ndaparidza neNyaya yekuna Genesis nekuti ndiko kwazvinotangira, ndiko kune shoko rekuti Let there be light rinova iro musoro weMharidzo ino.
Mukadzi aiva ne10 maCoins ake eSilver and one racho richibva rarasika. Coin harina kubiwa but rakarasika. Chinhu kana chichinge charasika its easier kuchiRecover than kutsvaga chinhu chakabiwa. Chinhu chakabiwa chinonetsa pakuti mbavha yacho inokurumidza yachihwandisa kuna kuchisandura kuti urege kuchiziva but ndinofara kuti that was not the case pane mukadzi uyu. coin harina kubiwa but rakarasika, and ndiye akarasa ega futi, so she is able to retrace her steps kuti agone kuziva kuti yarasikira kupi chaizvo chaizvo.
unogona kuva muChristu akarasika panyaya dzekunamata wakaBackslider wega, hauna kupindwa nemademon but on your own wakarasa coin rako, you lost your Christian values along the way. Hatina kunzwa kuti coin rakasika sei, but takangonzwa kuti rakarasika, and I also don’t know kuti wakaBackslider sei but rinodzoka coin iroro if the correct steps are taken, zvinhu zvako zvawakarasa muLife zvinodzoka ukatedzera nzira dzaMwari. maChristian values awakarasa anodzoka ukafamba muNzira dzaMwari.
Mukadzi uyu remember she had 10 coins and only 1 ndiro rakarasika. Iro 1 iroro mukadzi haana kuti its o.k. handina basa naro nekuti im left with other 9 coins but akatanga mission yekuritsvaga. Hear this, rega kusiya chinhu 1 uchiti hachina basa. Recover that thing, kana iri dressing yakarasika inokuita kuti ufambe muviri uri panze, dzokera paDressing chaiyo. Kana iri yemaSmall house yaunoramba wakazembera, recover your faithfulness. make a decision yekuRecover coin rako rakarasika, hazvina basa kuti iOne coin.
First action yakatorwa nemukadzi uyu haazi yekutsvaga coin but akatanga nekubatidza light. Ndipo pane nyaya, she understood kuti Mwari pavaisika nyika kuna Genesis havana kutanga nekusika zvinhu but vakatanga neLight, so kana uchida kuRecover coin hatitange nekutsvaga coin but ndinotanga neLight, so rega ndibatidzwe mwenje. Let there be light.
rega kuda kutanga kutsvaga pfuma iwe usati wawana Jesu. GOD is the light (1 John 1:5), Jesus is the light John 8:12; Shoko raMwari is the light (Ps 119:105).
so ndichiti let there be light ndiri kuti tanga wawana Humambo waMwari before wamhanya kuda kupfuma. Iye Jesu anototaura achiti seek first the Kingdom of GOD and his righteousness and all these things shall be added unto you. (Matthew 6:33). Chinotanga iLight tisati tatsvaga maCoin, chinotanga humambo hwaMwari than kuda kupfuma.
ukatanga nekuda kupfuma paNyama but iwe usati wapfuma paMweya danger iripo ndeiyi: money will start to control your life, instead yekuti iwewe ushandise mari, mari ndiyo inenge yavakukushandisa. Muenzaniso, kune munhu asina small house nekuti haana mari, anotoda kuita small house but mari yacho haana, so munhu iyeye kana akatanga kuwana pfuma iye asati akura muna Mwari then mari ichamutuma kunoita small house. But kana ukatanga wakura munaMwari then wozoita mari then pfuma haina power yekukutuma kunotsvaga small house because unotya Mwari.
Let there be light, ngakuve nechiyedza.

Ukatanga kuda kutsvaga coin murima hauriwane. Zvimwe zvinhu zvauri kutsvaga muLife mako hausi kuzozviwana up until waona Light, up until wagamuchira Jesu, up unti wakunamata Mwari mumweya nomuzvokwadi, up until wazadzwa naMweya Mutsvene. Light rinoshanda seControl, riripo pakukuratidza kuti apa pawakuda kuisa tsoka yako pane chikirimbani unorumwa, light (Jesu) aripo pakukudzora kuti urege kupinda munjodzi. Ukangoda kutsvaga coin murima uchapedzirisa watsika chikirimbai chiri kuseri kweDoor, ukada kupfuma iwe usati wawana Mwari uchapinda muma dangerous problems. Kuda kwako mari kuchakupinza mujeri, uchavharwa mari yako, uchaurayiwa, nekuti you don’t have Mweya waMwari unokudzora kubva pane danger inenge yava kuda kuitika.
Kutsvaga coin mushure mekubatidza light kuri nyore than kutsvaga pasina light. Pfuma yauri kuda iri nyore kuti uiwane munzira dzaMwari than kukiya kiya kwauri kuda kuita. As long pasina Jesu hariwanikwe coin amai. That’s why uchiona kuti pana Luke 5 ana Peter vanopedza husiku hwese vachiraura and havana kana one fish yavakawana, but light (Jesu) parinouya, they had a great catch. Pasina Jesu hadzibatike hove idzi, pasina Light hariwanike coin iri, pasina shoko raMwari you wont get zvinhu zvauri kuda.
Mukadzi achipedza kubatidza light haana kubva awana coin rake. Ndiyo problem ine vazhinji, they think kuti uchingobatidza light unofanira kubva wawana mari yako, uchingotendeuka unofanira kubva waita mari yako, mota, imba muchato, zvese within one year. That’s not it, uchipedza kubatidza light coin haribve rangowanika. Kunamata haizi programme yekuti upfume, but iProgramme yekunamata Mwari. mukadzi uyu anotanga kutsvaira. Zvichireva izvo kuti all along ainge achigara muimba ine tsvina. Ukangoshaya huMwari (Light) unopedzisira wakugara muhuyanga nekusaziva. Unogara mune zvakaipa uchifunga kuti zviri right.

mukadzi weLost coin aigona kutovhairira vamwe kuti isu tine dzimba dzedu, but imo mumba macho muzere netsvina, marabi, dump site yekwani iyoyo. Chikonzero: hapana light rekuti aone kuti tsvina iyi inofanira kuenda panze. Shoko raMwari riripo pakukutaridza kuti this is bad, ngazviiende kure neni, this is evil rega ndisayane nazvo. Mweya Mutsvene kana apinda mauri wega unozvinzwa kuti aiwa iyi yatinoisiita iyi haidiwe naMwari.
Mukadzi haana kutanga nekuwana coin but anotanga nekutsvaira. Rega kutanga nekuda kupfuma but usati wabvisa huipi mumoyo, tanga wabvisa mufungiro wakaora, tanga warega hutsotsi, first sweep the house.
muProcess yekutsvaira, mukadzi ndipo paakawana coin rake. In the process yekutsvaga Mwari zvinhu zvauri kuda zvichapedzisira zvaita zvega. ukatanga nekupfuma iwe usati wasimba muna Mwari, kuparara kwako kuri padhuze chaizvo. Nekuti hauna protection yaMwari.
mukadzi panowana coin, she invited shamwari dzake kuti vafare vese. Ngararege kuva neSelfishness in the body of Christ, inviting others kuti vazive Mwari, udzawo vamwe nezvekunaka kwakaita Jesu. Rega kuda kuCelebrater wega uchienda kuDenga vamwe vachienda kuGehena. Preach to them vagogamuchirawo Jesu.
No comments:
Post a Comment