Tsamba yeRufu chinhu chinorwadza kupa umwe munhu. Hachisi chinhu chinonakidza to be a postman of bad news. But just imagine how painful it is kuDeliver tsamba yeRufu rwako iwewe, wega zvako uri mupenyu wotumwa netsamba kune umwe munhu kuti akuuraye. Iwe uchifunga hako kuti hameno kuti itsamba yei, yet its your death warrant yekunzi urayai munhu uyu. that’s what happened kune musoja anonzi Uriah, akatumwa naDavid netsamba kuna Joab, and tsamba iyoyo ndiyo yakamuurayisa.
If only, Uriah akaverenga tsamba iyi munzira, angadai asina kufa. That’s the same thing which is happening today, vanhu varikuparara nekuti havadai kuverenga matsamba, havadi kunyatso understander doctrine yepaChurch yaanopinda kuti is this right or wrong, havadi kuverenga Bible, and mhedzisiro yacho saUriah they die nekuti havadi kuverenga.
Hosea 4:6 Mwari vobva vati vanhu vangu vaparara nekushaya zivo. Shuwa dai vanhu vaiziva zviri mumatsamba umo, zviri mushoko umo, zviri mumaDoctrine umo, they wouldn’t perish.
Ngatifambei nayo yaUriah iyi. David akamitisa mukadzi waUriah iye Uriah wacho arikuHondo, so he created a strategy yekuda kurayisa Uriah so that asare achitora mukadzi wake. David akati zano nderipi randingaite in order to kill Uriah, akati rega ndinyore tsamba ndimupe aende kunopa Joab who is at the battlefield. Chakatuma David kunyora tsamba was an evil motive, aiva aine pfungwa yakaipa yekuuraya Uriah. Ndiyo iriko futi muGeneration yedu, chatuma vamwe, (not all but vamwe) vakuru veChurch kunyora maDoctrines is an evil motive, vane chinangwa chisina kumira mushe. Mumwe anenge achitsvaga mari, mumwe arikutsvaga mbiri, mumwe arikushandiswawo nasatan to mislead people.
Motive yaDavid haina kumira mushe, but rangarira kuti he is the same David the previous chapter aida kuvaka Temple yaMwari, yet in this chapter ari kunyora tsamba yekuda kuurayisa Uriah asina mhosva yaapara. It doesn’t matter kuti munhu ane zvakanaka zvaakamboita in the past, whether kuchengeta nherera, kupa mari vanotambura, kuvaka church etc etc but that person anogona kuita time yaanogara pasi achinyora tsamba yekuurayisa Uriah, kunyora doctrine inoMisleader vanhu. A person can change for the worst but GOD remains true. Izvi zvakutoda kuti uvimbe naMwari urege kuzembera pane vanhu.
Tsamba yakapihwa Uriah yainge yakanzi Joab isa Uriah paForefront of the hottest battle, muise pamberi peHondo inopisa stereki, muise paHasha chaipo chaipo, as soon as ava pamberi ipapo, maSoldier ese ngaadzoke kumashure mumusiye ari ega so that he gets killed. Waiona strategy yacho, kuti vanhu vanongofunga kuti haaa chakauraya Uriah iHondo. Yes iHondo zvayo yakauraya Uriah but its David akaurayisa Uriah. Satan anogona kushandisa imwe strategy yekuti spiritual life yemunhu inoparara and vanoona vanenge vachiti its normal, izvo pane tsamba yakashandiswa, pane doctrine yakakonzera kuti mweya wemunhu uparare. Iye Uriah wacho anotogona kufunga kuti chamukuvadza ihondo, but haazi kuziva kuti tsamba yaatumwa nayo ndiyo yamuurayisa. You might think kuti chirikuita kuti hupenyu hwako hwepaMweya uparare is something else, but iyo iri tsamba inonzi church doctrine yakonzeresa.
Problem yaUriah he is too loyal kusvika mukufa. Munzira mese umu haana kumbooita pfungwa yekuti rega ndimboverenga tsamba iyi ndione kuti munei. Just imagine dai akaverenga tsamba iyi and he realises kuti hoooo ndinoda kunzi ndife, would you think aienderera mberi neJourney yake? Of course aichinja route. Loyalty ndiyo yakamukuvadzisa. Vazhinji taparara nekuti tinoda kuva loyal pazvinhu zvinotiurayisa and we don’t want to read zvakanyorwa neLeadership. Vatendi hatidi kunyatso penungura doctrine yeChurch dzatinopinda, hatidi kunyatso analyser zvatinonzi nevakuru itai izvi neizvi. We are too loyal kusvika pakutedzera zvinhu zvinotiurayisa just like what Uriah did.
Uriah haana kubvira afungira kuti tsamba yandapiwa iyi inoda kundiurayisa, he never suspected kuti David akamitisa mukadzi wake and he wants me to die iye asara aine wife yangu. So many people are not suspecting at all about the devil’s strategy and nekudaro satan anotora advantage. Pauro anonyora kuna 2 Corinthians 2:11 achiti Lest Satan should get an advantage of us: for we are not ignorant of his devices. (kuitira kuti Satani arege kutinyengera. Nokuti mano ake tinoaziva). Zvichireva kuti kana uri ignorant pamusoro pemaStrategies aSatan he will take advantage of you. and imwe strategy iri kushandiswa nasatan ndeye doctrine, unotonzwa munhu achiti ahhh Church yedu hairambidze chakati nechekuti. Ok zveChurch yako tazvinzwa ko Mwari vanoti kudii nechinhu ichocho, what does GOD say about that issue yanzi neChurch yenyu its o.k. chenjera kuti church yako inogona kuti its o.k. itai zvenyu izvi, but iye Mwari vachiti, No musaite. And shuwa wopesana naMwari here, all in the name of Church doctrine.
Uriah haana kuverenga tsamba, ndiyo major problem yake. Problem yevazhinji hatidi kuverenga Shoko hatidi kuverenga Bible, tinongoda kumirira zvinoparidzwa neMufundisi, isu pachedu kuti tiverenge hatidi. As if Bible rakanyorerwa maPastors chete, but iro rakanyorerwa munhu wese. Facts say the Bible is the world most selling book, but handei pakuverenga apo tione. Ndipo pane nyaya, munhu angatenge hake Bible rake, but pakuverenga ndipo paita nyaya, a person might download the Bible into his/her phone or computer but pakuverenga apo ndipo pane nyaya. Uriah angatakure hake tsamba iyo, but pakuverenga apo ndipo pane problem.
Combi chaiyo musati makwira munoverenga wani kuti yakanyorwa kuti irikuenda kupi. Haungopinde muCombi nekuti irikurira Radio, or irikuyevedza but unoverenga paChiBoard chiri paWindscreen kuti irikuenda kupi. But why is that kana zvava zveChurch munhu haadi kuverenga kuti anzwisise kuti takananga kupi, is it hell or heaven. paFacebook munhu haana nungo yekuverenga nyaya dzese dzinoyorwa. Munhu haana nungo kuverenga newspaper, kubva paFront page kusvika kuSports page, nemaClassifieds anoverengwa ese, but Bible rinongonzi maVerse 2 or 3, robva rakandwa uko. Mweya waUriah, wekusada kuverega chenjera kuti uchakuurayisa.
Tsamba yakapihwa Uriah yainge yakanzi murume uyu ngaaiswe paForefront, pamberi mberi pehondo. Inoita kunge promotion, kuiswa paFront but usingazive kuti urikuda kunzi ufe. Church inogona kukuPromoter, igokuisa paFront chaipo just like zvakaitwa Uriah but iri programme yekunzi uparare. Unoiswa paForefront, kutopiwa title, ugonzi Elder, muDeacon, Chairman, Youth leader, etc etc, unogona kutoPromotwa kuisa kumberi chaiko, but aim yacho iriyekuti urasike. They know kuti once wapihwa chigaro, zvinonetsa kuti upikise leadership nekuti you are also part of it. Unopedzisira wakudyira poison mukunyara.
Joab achipihwa tsamba naUriah haana kufumura dhiri kuti blaz muri kuda kuurayiwa but akaramba akanyarara. There are some people vanogona kukusiya uchirasika, In actual fact vanoto facilitator kuti urasike. Iwe uchiti haa ndiBrother vekuChurch kwedu, ndiSister vekuKelaz kwedu, but ivo vaine mission yekubatsira satan kuti akuparadze. And ukashaya Mweya Mutsvene haugone kuzviziva kuti ndiyo yawakarongerwa.
Joab akanyatso analyser kuti ndepapi chaipo chaipo pane the best enemy. Kune imwe leadership inonyatsoda kuti uvharike kumeso urege kuziva nezvinodiwa naMwari. Joab is loyal to David and anokoshesa salary yake kupfura hupenyu hwaUriah and anotedzera zvakanyorwa mutsamba. There are some people who are loyal to evil motives nekuti vari kuluma nazvo, vanopota vachipihwa maSalary, vanopota vachipihwa maOfferings neChegumi and they are not worried about life yevamwe vanhu. Joab kuti abude pachena kuti iwe Uriah, David wants to kill you, anotya kuti ndinozopesana naDavid nyaku nyora tsamba. There are people who are afraid to tell you the truth kuti pana apa hatisi kuita zvekunamata but its our fund raising project, anotya kutaura chokwadi because he is afraid kuti founder weChurch anozoti kudii.

Uyo Uriah achibva aiswa paHasha peHondo, pachinopisa chaipo chaipo. Mamwe maSoldier aDavid ndokufa, and iye Uriah wacho he also died as planned. If only Uriah had read the letter he wouldn’t have died, dai ndakaziva haitungamire, dai Uriah akagona kuverenga tsamba, angadai ari mupenyu. Rega kungofa usingazive zvinoda Mwari, yes we shall all die but avo vakafa muna Christu vachamuka kuhupenyu husingaperi, but vamwe vose to eternal condemnation. Sarudza yava kwauri kuverenga Bible rako and compare it against doctrine yeChurch uone kuti apa hatisi tirikuda kuurayiwa here apa. Doctrine haina kuipa but the moment yainotanga kupesana neShoko raMwari then inenge yatoipa.
Uriah achifa, David akazosara achitora mukadzi wake. Mission accomplished. Tsoro yake yabuda bhobho. Ichenjerere leadership inenge iine zvayakateya zvichida vakateya mari yako, or mbiri, they wont give up kusvika vazviwana zvavari kuda. Yes David ndiye akakanya nekunyora tsamba yeRufu, but iye Uriah wacho aneProblem yekusada kuverenga zvakanyorwa. Yes maFalse Prophets, false teachers, false pastors etc variko but chinoita kuti vabudirire is because maChristu hatidi kuverenga Shoko, tinotumirwa nematsamba erufu anenge anyorwa iwawo anonzi maDoctrine, ndiwo atinoda kumhanya nawo to the battlefield.

Hee Church yedu iri kukura, ko iwewe uri kukura here paMweya. Hee church yedu yakakura, its has branches all over the world, koi we uri kukura here paMweya, heee ndimo mandakakurira imo muChurch imomo, yes kukura wakakurira imomo physically, but spiritually uri kukura here kana kuti you are the same old person. Ungakure sei paMweya iwe usingade kuita zvinoita kuti ukure paMweya, and one of those things is to read, study and meditate upon your Bible.
David anogona kunyora zvinhu zvinokuurayisa iwe Uriah and zvakuda kuti upote uchiverenga. maLeader anogona kunyora tumaBook or maArticles anokuurayisa, anokupesanisa naMwari, even what I write rega kungoti amen amen. Zvakuda kuti uve nehukama naMwari kuti ugone kuzoziva kuti its this correct or not, zvakuda kuti ugamuchire Mweya Mutsvene so that whenever you are read the Bible unoyatsokuziva kuti Mwari vanoda izvi and not this or that. But ukaita tsika yekumirira kuti tichaverengerwa Shoko kuChurch, tichaverengerwa tsamba naJoab, chenjera kuti you will never get the chance to know the truth.

Rega kutakura tsamba yeRufu rwako iwe uri mupenyu and uchigona kuverenga. Rega kutakura maDoctrine yeChurch inokupesanisa nezvinoda Mwari, verenga Bible rako hama.
Panopera Chapter iyi panonzi this thing which David did displeased The Lord. Mwari havana kufadzwa nezvakaitwa naDavid. Maybe uri leader ari kuita basa rekurasisa vanhu, maybe you are creating a false teaching yekuti iwewe ulume yekuti uite mari, yekuiti uite mbiri, yekuti utyiwe nevanhu or any other motive but rega ndikuudze kuti urikunyangadza Mwari, and right now siya utendeuke, nguva ichiripo. Dzoka kuna Mwari urege kuServer maInterests asatan.
No comments:
Post a Comment