Kana uchiExpecter visitor, one of the best things chaungaite besides kufano bika bika nekutenga maDrinks, unofanira kugara wakateya nzeve paDoor kana paGhedhi nekuti munhu iyeye anogona kuuya iwe wakavarairwa or mumba muine noise akaKnocker akaKnocker ukatadzwa kumunzwa. Anogona kutodzokera kumba achiti hapana vanhu kana kutsamwa kuti nei usina kumuvhurira door. Shoko redu raNhasi rinemusoro wekuti Rhoda vhura Door. Problem ine vazhinji ndeye kuti munhu anogona kunamata but haagone kuzogamuchira mhinduro yacho painouya, prayer munhu anogona but kuzovhura door manje rekugamuchira mhinduro yake, haakwanise, so nhasi Shoko ririkuti vhura door, open that door on unbelief, vhura door iroro rekusatenda ugone kugamuchira mhinduro yako.
Peter ainge ari muJeri asungwa naHerod, but church haina kumira kumunamatira they continued in prayer vachimunamatira, and Mwari vachibva vatumira ngirozi kuti iende kunobuditsa Peter mujeri. Chain dzakasungwiswa Peter dzakapera kudonha akabuda mujeri, maGuard jeri haana kukwanisa kuStoper Peter kubuda Jeri, Iron gate, ghedhi reSimbi rakavhurika rega zvisina problem, harina kupushwa but rakavhurika rega, Mutumwa achibva adzokera kudenga achisiya Peter ari ega since mission yainge yapera. Peter anosvika paDoor rekumba kwana Mary kwainge kwakaungana vanhu vachinamata, he starts to knock on the door, musikana anonzi Rhoda akanzwa knock iyi but haana kuvhura door. Ipo paDoor ipapo ndipo pane mharidzo yaNhasi.
Church yakanamatira Peter kuti abude muJeri, havana kuneta kunamata, Bible rechirungu rinoti prayer was made without ceasing, but problem yeChurch iyi panouya Peter havana kumuvhurira door, they started kuita nharo vamwe vachiti ndiye Peter, vamwe vachiti aiwa mutumwa wake. Get this, vanhu ava vainamatira Peter kuti abude mujeri but zvino abuda, instead yekuti vavhure door Peter wacho apinde, havana kudaro. Vano delayer kuvhura door.

munhu unogona kunamata zvakanyaya but woita problem pakuona mhinduro yako kana yauya, neNyaya yeUnbelief
Mwari ndiMwari vanopindura minamato, seChurch munofanira kutenda kuti kana tichinge tanamata kuti Peter abude muJeri for sure anotobuda chete. When ever you pray, tenda mumoyo mako kuti Mwari vanopindura minamato yako, rega kuDoubter, rega kupindura wega minamato yako with unbelief, kana uchinge wapedza kunamata you must believe kuti Mwari vanozadzisa zvawakumbira.
vanhu veChurch vakanamitira kuti Peter abude muJeri, but ipo paanobuda pacho they delayed kumuvhurira door, answer yavo yauya but vakaDelayer kuiAccepter. Unogona kunamata and Mwari votumira mhinduro yako but nekuda kwekuti hauna kuvhura door reUnbelief, answer yako inoramba iri panze.
muenzaniso, neTechnology iriko mazuva ano mukomana anogona kuNyenga musikana achishandisa email. But nekushaya confidence kuti musikana anonobvuma, he nevers bothers kunoChecker email inbox yake. Zvisinei musikana obva apindura email achiti I love you too. Do you know kuti mukomana uyu anoramba achifunga kuti babe rakamuramba but hazvisi rizvo. Problem ndeyekuti haasi kupota achitarisa email inbox yake kuti how far, how far mai mfana. Proposal wakasvitsa but hausi kuChecker inbox yako, so unogumisira wakufunga kuti wakarambwa but iwe usina.
door reUnbelief rinofanira kuvhurwa, kana kutorigujunura so that mhinduro painouya unokwanisa kuiona. Kana muchinamatira Peter, potai muchivhura door muchitarisa muRoad kuti how far, arikuuya here Peter. Potai muchiChecker kuti solution yedu how far. Elijah achinamatira mvura paMount Carmel aipota achituma muranda wake kuti enda unotarisa kuti how far, mvura irikuuya here. 6 times muranda achienda kunotarisa and hapana chaiona, kechi7 ndipo pakazonzi ndaona a small cloud rinenge ruoko rwemunhu. (1 Kings 18:43).
zvimwe zvinhu zvinoda kupota uchiChecker kuti how far zvirikuita here sekukumbira kwandakaita, otherwise ukasadaro unodhonza nguva refu uri muPrayer uchifunga kuti GOD has not yet answered your prayers.
potai uchibvunza munhu wawainamatira kuti zvavasei, potawo uchienda kwakatsekera kunobvunza kuti maStand edu how far, potawo uchibvunza company yawakapa CV kuti how far, after prayer you must expect results, so pota uchiChecker kuti mhinduro yako how far is it, potai muchivhura door ana Rhoda kuitira kuti Peter kana auya muzvizive.
Chain dzekujeri dzakadonha dzega kubva pana Peter, but Door reChurch ndiro rakanetsa. Chain dzakabata answer yako dzakasunungurwa kare nezita raJesu, all chains of bondage were loosened paCalvary, but paita nyaya paDoor reUnbelief, ndipo parikugumira mhinduro yemutendi. Munhu anoramba achinamatira one thing over and over, nechikonzero chekuti haasi kuda kuvhura door rekusatenda. Mhinduro yakatumirwa kare naMwari but paDoor apo paita nyaya. Ndipo paunozopedzisira wakufamba uchiudza vanhu kuti mhinduro yaMwari inonoka izvo ndiwe unononoka kuvhura door, rako. Vhura kutenda uoone mhinduro yabva kuna Mwari.
Gate reSimbi raipinda muGuta rakavhurika rega kuita kunge rine maSenser, rega rakazviona kuti ummm iyi iMhinduro yaMwari iyi rega tivhure nzira and it opened on its own, but door reChurch ndiro rakaita nyaya. Ask yourself chiri easy kuvhurika chega chii, iDoor here kana Ghedhi reSimbi? Obvious door ndiro riri easy, kana neMhepo rinovhurika, but paScripture iyi, door ndiro rakanetsa kuvhurwa kwaro but gate reSimbi rakavhurika rega.
MaBig challenges anonesta muLife mako, Mwari vakakonzera kuti avhurike ega, but zvakudawo kuti iwewe uvhure maDoor asinganetse.
Jesu wakapihwa kare, but zvakuda kuda kuti iwewe utende.
MaGhedhi esimbi kana achivhurika ega, please musazotadzewo kuvhura maDoor ekusatenda.
Mutumwa akadzokera kudenga achiti basa asiya apedza izvo nyamba kune door richanetsa kumberi uko. Mwari vanenge vachitoti vapedza newe, but iwewe manje ukatadza kuvhura door reUnbelief then unofunga kuti Mwari havapindure minamato yako. Ana Rhoda, door ngarivhurwe kuti Peter wamurikunamatira apinde. Munochovha all night muchinamatira release yeMunhu akabuda kare. Hazvina kusiyana nemunhu anoda kubheja delayed match, bhora rakatambwa nezuro Zimbabwe ikarova South Africa 2-1. Hazviite kuti kana repeat yakubuda paTV wotanga kuita nharo kuti South inohwina, huyai tibheje. Hazvina musoro.
mukaramba muchinamatira Peter but musingade kuvhura door, munoramba muchinamata chete muchifunga kuti mhinduro haisati yauya.
Open that door rekusatenda.
Peter paakabuda muJeri aigona kuenda kumba kwake, but haana kudaro, akaenda kumba kwaMary amai vaMark kwainge kuine vanhu vachinamata. He went to the correct address kune vanhu vanga vachimunamatira. Mwari havapotse, vanounza mhinduro kune munhu wacho chaiye chaiye, funga kuti kana maSoja vanoita zveAirforce whether muZimbabwe, America, France, Russia, or wherever kana vachigona kuCalculator kuti kana Jet ikasimuka paBase na8;00 ichimhanya at 700km/hr, by exactly 8:15 tikaDropper bomber rinoenda kunorova target yedu ka1. Ko kana vanhu veNyama vachigona zvakadaro, funga kuti Mwari vangatadze kuita zvakapfura ipapo here? Mwari vanogona kuunza mhinduro yako just in time. Rega kuDoubter Mwari, He knows what you want and He knows how to get it to you. chako iwewe kunamata nekutenda, and uchaona mhinduro ichiuya.
Dai Peter akaenda kumba kwake, church yaisara ichinamata big tym ichifunga kuti Peter achiri mujeri izvo abuda kare. So Mwari haadi kukukwadza vanhu nePrayer izvo zvinhu zvaita kare, He sends mhinduro yako, but zvava kwauri kuvhura door kana kuramba wakarivhara uchinamata.
Peter anotanga kuKnocker paDoor. Rega ndimbo bata nyaya yeKnock mbichana. Tese tinozviziva kuti kana mumba muine noise yakawanda, zvinonetssa kuti ugone kunzwa knock iri paDoor, munhu anogona kuKnocker agoKnocker zvakasimba but kana iwewe wakaisa volume paMaximum, knock iyoyo hauinzwe. Vazhinji chiri kuita kuti utadze kunzwa knock yeAnswer yako inyaya yeNoise yakawanda muLife mako, noise yemakuhwa, noise yekuvairwa munyika, noise yezvivi, nzeve dzeMweya hadzichakwanise kunzwa kutaura kwaMwari, nekuda kwekuti wakanyanyobatwa nezvinhu zvemunyika. Concentration yako yakawandira pakufadza nyama, zvekuti knock yaMwari painouya haugone kuyinzwa.
turn off that noise, kuti ugone kuzonzwa knock yeMhinduro yako.

Peter achiKnocker paDoor musikana anonzi Rhoda anouya paDoor ipapo but haana kurivhura. Bhaibheri rati musikana, harina kuti mukadzi zvichireva izvo kuti this is a young person. Tine maYoung Christians, kana ndichiti young handireve vadiki pamakore but ndinoreva vadiki paMweya. Vanogona kunzwa knock, but kuti vavhure door havakwanise, answer yabva kuna Mwari vanogona kuyinzwa but kuti vaigamuchire vanotya, they think kuti hazvisi zvaMwari. They lack knowledge on how GOD works zvekuti vanopedzisira vakutya kugamuchira mhinduro inenge yabva kuna Mwari. Kurumidza kukura mukuziva Mwari so that uzive kuti mhinduro yako iripo paDoor.
Rhoda akagona kuIdentifier kuti iri iVoice raPeter, instead yekuti avhure door haana kuvhura, akatanga kufara achibva aenda kunoudza vanhu vese kuti Peter ari paDoor apo. Nhai Rhoda unoCelebrator kuti Peter auya but haudi kumuvhurira door racho sei? Celebration yako ngaikutume kunovhura door. Kufara kwako muna Mwari ngakukutume kunovhura door rekusatenda. Rega kugumira pakuimba maGospel songs ekuCelebrator but usingade kutenda mhinduro dzaMwari.
maChurch members paanoudzwa naRhoda kuti Peter ari paDoor, havana kufara kana kuti yes our prayers have been answered but vanoti Wava kupenga. Munhu auya neTestimony anoudzwa kunzi usataure zvekupenga, munhu auya kuzokuudzai kuti mhinduro yaMwari yauya, anoudzwa kuti You are mad.
vanhu varikuudza Rhoda kuti unopenga hazvisi zvidhakwa or mahedheni but maChurch members, maChristu.
usatambe nemunhu, muChristu chaiye anogona kukuudza kuti unopenga after wamuudza zvaitwa naMwari or kugona kwaMwari.

Rhoda akaudzwa kuti wakupenga, nechikonzero chekuti mwana mudiki, so vanhu vechikuru vanofunga kuti youth hapana chainoziva pakunamata. Ukada kungotaurwa kuti wapihwa a vision naMwari unotonzi wakupenga. Iwewe chaiye kuita sei, kuona vision isusu madhara takapedza 40 days tiri paFasting kuti tinzwe kutaura kwaMwari but iwewe zvako wakatendeuka last week wotiudza nezve maVisions, asi wainge wambomwa mbichana.
Rhoda kept insisting, akaramba achiita nharo chete kuti aiwa ndiPeter.
don’t stop insisting keep on believing ramba uchitenda kuti mhinduro yaMwari yauya, even if pakaita vanokuti unopenga, keep on believing ramba uchitenda.
maChurch members vakasvika pakuvhura door Peter achibva apinda, svika paunovhura door rakavhara mhinduro dzako, open up your heart, after wanamata tenda kuti Mwari vakandipa mhinduro. Mark 11:24 Therefore I tell you, whatever you ask in prayer, believe that you have received it, and it will be yours. Zvose zvamunokumbira mukunyengetera, tendai kuti mazvigamuchira, uye zvichava zvenyu.
Begin to believe, tanga kutenda kuti Mwari vanopindura minamato, rega kugumira pakunamata chete but also believe.
Jeremiah 29:12 Then you will call upon me and come and pray to me, and I will hear you.
No comments:
Post a Comment