.
Mumwe munhu anogona kufa nhasi 31 december agotadza kupinda muna2016, but kana munhu iyeye afira muna Jesu, anozopinda denga apo Jesu achadzoka kechipiri ( 1 Thess 4:16). But poita umwe munhu wekuti anogona hake kupinda muna 2016 but agotodza kupinda denga nechikonzero chekuti ainge asina kutenda muna Jesu, but uchizvitarisa nemuonero wevanhu, we feel pity kune uyo afa 31 December akatadza kupinda 2016 instead yekuti tinzwire tsitsi uyo apinda 2016 but asina Jesu nekuti anogona hake kupinda 2016 but as long as asina Jesu there is no salvation for that person
Ipapa apa ndipo panopotsa vazhinji, much emphasis inoiswa pakupinda into a new year more than kupinda denga. Handione chakaipa pakuti vanhu vafarire kupinda into a new year, as long as kufara kwacho kusingazounze kutadzira Mwari I don’t see anything wrong with it. but kune event isiri new year yekuti iyoyo ikaitika, ngirozi dzekudenga dzinopembera, Jesu anoti pana Luke 15:7 mufaro mukuru uchava kudenga pamusoro pomutadzi mumwe chete anenge atendeuka, there is joy in heaven when a sinner repents.
Gore rinogona kupera kukatanga rimwe but life yako igotadza kuchinja. Old wine in new wine skins tastes the same. Kuchinja mvura uchiisa muchigubhu cheCoke, inoramba iri mvura, it will never change its taste nekuti wachinja container. Ndirikuti calendar rinogona kuchinja but kana iwewe ukasachinja character yako you will find kuti there will be no change in your life, it’s very good kuva optimistic uchitarisira zvinhu zvakanaka in the coming year but rega ndikuudze chokwadi chemahara, as long as you don’t change your old habits, your life will be the same, there is need yekuti munhu atendeuke abva pane zvakaipa ndiko kuti hupenyu husanduke
Pane murume akauya kuna Jesu munguva dzemanheru ainzi Nicodemus pana John 3. This was no ordinary man, he was a Pharisee and a ruler of the Jews, munhu aiva neposition muChurch, akauya kuna Jesu akati “Rabhi, tinoziva kuti muri mudzidzisi akabva kuna Mwari. Nokuti hakuna munhu angagona kuita zviratidzo zvamunoita kana Mwari asinaye.”
But chinzwa manje answer yaJesu, “Ndinokuudza chokwadi, hakuna munhu angaona umambo hwaMwari kana asina kuberekwa patsva.”
Nicodemus munhu ariku Appreciater minana yaJesu, but iye Jesu wacho ndipo paanoita searikuenda off topic, akutanga kutaura neNyaya yekuzvarwa patsva kuti upinde muKingdom yaMwari.
Jesu arikuedza kubatsira murume uyu kuti azive kuti nyaya yekuzvarwa patsva is very important kupfuura maMiracles. Nicodemus anogona hake kuyemura maMiracles but kana akasazvarwa patsva haakwanise kupinda muhumambo hwaMwari.
Im not against miracles, in actual fact ini ndinototenda mumaMiracles anoitwa nesimba raMwari, but ngatizive kuti unogona kuEnjoyer miracle but kana usina kuzvarwa patsva haupinde muhumambo hwaMwari. Kune vazhinji vana veIsrael vakadya manna murenje, vakayambuka red sea, vakamwa mvura yemudombo, they enjoyed maMiracles but havana kusvika kuPromised land nekuti havana kufadza Mwari. let this be a lesson to us nhasi, kuti unogona kuEnjoyer miracle but kana ukasatenda munaJesu, kana ukasazvarwa patsva then unenge wakananga mukuparadzwa.
vamwe vaitevera Jesu nenhau yekuti vaida miracle bread but akavaudza kuti Musashandira zvokudya zvinoparara, asi zvokudya zvinogara kusvika kuupenyu husingaperi, (John 6:27). Jesu ndiye nyakuita miracle yechingwa but at the same time akuita kunge arikuOpposer nyaya yechingwa chacho, problem yaivapo ndeyekuti people were now following Jesus because of the bread rather than kuti vaponeswe.
Nikodhimo arikuAppreciator nhau yemaMiracles but a greater issue than that is introduced to him, hameno kana uine zvimwe zvawanga urikuyemura nhasi but ndati tizivisane nezvechinhu chakakosha kwazvo chekuti munhu aberekwe patsva
Nicodemus ndipo paanoita mubvunzo unogona kubvunzwa nevamwe nhasi kuti “Munhu angaberekwa seiko iye ava mukuru? Zvirokwazvo haangagoni kupinda mudumbu ramai vake kechipiri kuti aberekwe patsva!” “How can a man be born when he is old? Can he enter a second time into his mother's womb and be born?”
Jesus did not keep this man in darkness but akamuudza kuti “Ndinokuudza chokwadi, hakuna munhu angapinda muumambo hwaMwari kana asina kuberekwa nemvura uye noMweya”
Nyaya irikutaurwa apa its about water baptism and baptism of the Holy Spirit.
Jesu ndipo paanoenderera mberi oti “Nyama inobereka nyama, asi Mweya anobereka Mweya The fact that vabereki vako are devoted Christians hazvireve kuti newewo watovawo muChristu, kwete it doesn’t work that way Nyama inobereka nyama, asi Mweya anobereka Mweya. Muri mwana waBishop sisi but izvozvo hazviite kuti mupinde denga , munofanira kuberekwa patsva ndiko kuti mupinde denga. Haizi nyaya yekuti wakazvarirwa muChurch (ah ah no), even if wakazvarirwa muChurch there is need yekuti ubarwe patsva.
Remember status yaNicodemus, this man was a ruler of the jews, aiva nechigaro muChurch but anoudzwa nyaya yekuberekwa patsva. Nhai ko Jesu anoita Seiko, kuudza munhu ane chigaro muChurch kuti aberekwe patsva, aizve, kureva kuti unogona kunge uine chigaro muChurch, uchikudzwa nevanhu but nyaya iyi igokubata futi, you have to be born again. denga haripindwe nekuti waiva uine position muChurch here, ah ah, you have to be born again kuti upinde denga.
Nicodemus akamboda kutaura futi the issue about age, hanzi how can a man be born when he is old. Hazvina mhosva kuti makore afamba vakuru, as long as usina kuberekwa patsva you have to do so. Kupedza 20 years uri muChurch is not enough, haizi nyaya yekungoJoiner church chete zvogumira ipapo, no its more than that, church register handiyo ichashandiswa kuti vanhu vapinde denga but only those who have their names written in the book of life ndiwo vachaponeswa. Kana wanga uine resolution yekuJoiner church in 2016, that’s good, but on top of that resolution nyora kuti “to be born again”
Jesu akati Except a man be born again, he cannot see the kingdom of God. paari kuti “a man” apo hazvireve varume chete, aiwa it also means vakadzi, the word man in that context refers to mankind, munhu wese anonzi munhu whether murume or mukadzi, saka sisi regai kufunga kuti nyaya iyi ndeye varume chete but its for both males and females. This statement applies to everyone.
Iko kuti munhu azozvarwe patsva nemvura nemweya (water baptism and Holy Spirit baptism) chinotanga is for a person to understand kuti (s)he is in need of a saviour, unofanira kunzwisisa kuti unoda muponesi akanokudzikinura kubva muchivi and muponesi iyeye ndiJesu Christu. Kana waona kuipa kwechivi wotendeuka kubva pachiri. But kungosiya zvivi chete its not enough, unofanira kureurura zvivi zvako kuna Mwari wokumbira kuti vakuregerere, and believe in Jesus Christ.
Nikodhimo ndiye akaudzwa the famous John 3:16 inoti “Nokuti Mwari akada nyika nokudaro, kuti akapa Mwanakomana wake mumwe oga, kuti ani naani anotenda kwaari arege kufa asi ave noupenyu husingaperi.
Kana munhu achitenda muna Jesu, then ari supposed kubhabhatidzwa mumvura muviri wese kamwe chete (the whole body in water once, will expand on this issue mune chimwe chidzidzo chakazvimirira chega). Izvi zvichimirira kufa nekumuka kwaJesu as Romans 6:3-4 teaches. Pazuva rePentecost vanhu vakatenda muvhangeri rainge raparidzwa & 3000 were baptised (Acts 2:41). The Ethiopian eunuch paakaparidzirwa nezvaJesu akatenda mazviri akabhabhatidzwa (act 8:38), umwe guard Jeri paakatenda muna Jesu iye nemhuri yake vakabhabhatidzwa Acts 16:33, kana munhu achitenda muna Jesu ari supposed kubhabhatidzwa as Mark 16:16 says The one who believes and is baptized will be saved, but the one who does not believe will be condemned.
But hazvigumire ipapo chete, aiwa munhu ari supposed kugamuchira Mweya Mutsvene, if it means fasting and prayer kuti ugamuchire Mweya Mutsvene do so. nekuti Romans 8:14 inoti For as many as are led by the Spirit of God, they are the sons of God. nokuti vaya vanotungamirirwa noMweya waMwari ndivo vana vaMwari.
Zvinofadza kwazvo kupinda into a new year, but chikuru ndechekuti umwe neumwe aberekwe patsva kuti agokwanisa kupinda denga. 2 vakorinde 5:17 yoti iyo Naizvozvo kana munhu ava muna Kristu, ava chisikwa chitsva; zvakare zvapfuura, zvinhu zvose zvava zvitsva. Therefore if any man be in Christ, he is a new creature: old things are passed away; behold, all things are become new.
You can have a new beginning with Jesus Christ