Let us continue patakasiyira Part 1. zvinhu zvese
muhupenyu zvine order yaunofanira kutedzera. If you fail to follow that order
then hapana chinofamba. mota chaiyo hautange nekungotsika mafuta, aiwa, unotanga waita key on, then wobvisa grandbrake,
nekuzochinja maGear etc etc nekuzotsika mafuta kuti ifambe. But problem ndeye kuti
kune vamwe vanoda kutsika accelerator iyo mota yakadzimwa. Anoda kutsika gear
reProsperity but spiritual life yake yakadzima
You have to follow the proper channel, Bible rati
number 1 tsvaga humambo hwaMwari (Kingdom). 2-kururamiswa, (His righteousness,
and not our righteousness/self righteousness) and after wawana izvi then GOD
will add other things. things iri kurehwa are like maBenefits, aunongopihwa
zvako nekuti waterera zvataurwa apo. Kwete kuti that’s the main meal.
Zvakafanana nemuHotera, munogona kudya inonzi 3 course meal, chinotanga
maStarter ekuti uite appetite, then pazoouya main meal, after wards mozopihwa
desert. But what you have ordered is the main meal. We are there to worship
GOD, that’s our main course, izvo zvekuita cash izvo are just benefits.
Hatipedze energy yedu tiri ipapo.
kana wafarira chisoja, usaite mistake yekuti
unomhanya kunotsvaga camouflage iwe usina kumbopinda kana training yacho. Tanga
waenda ku training for 6 months then the camouflage shall be added to you.
Ukangoda kutenga uniform yemasoja iwe usiri musoja, then panoita nyaya. Senge
muno muZim its actually a crime. hautange neUniform but unotanga neTraining.
likewise hautange nekutsvaga things (money,
wealth, cars, clothes etc). unotanga nekutsvaga humambo nekururamiswa, then
wozopihwa zvimwe izvo.
the moment yaunoda kutenga camouflage but iwe usiri musoja then mutemo unokusunga. Ukada kupfuma but iwewe usati wawana Mwari then unoona life ichisunga.
unoda mari neiko kuhura kwako uko, ukangoiwana mari iyoyo shuwa uri kufa nechirwere manje manje. So zvitori right kuti utange wasiya chihure, ukure munaMwari so that ukazowana mari you cant be tempted kunotsvaga pfambi. Uri kuda mota neiko kutsvinya kwaunoita uko, you will end up wakumhoresa vanhu nemaHazards, maWipers kana bhero. So to maintain hukama hwako nevanhu, Mwari havasi kuzokupa mota iyo, up until you grow muShoko, warega kutsvinya then that’s when you will get what you want. Zvinenge zvaProdigal son, the moment yaanowana pfuma, mangwana munoona achienda kure naBaba kunodya mari nepfambi nemafesi ake. so zvirinani kuti agare hake pamba muchimupa sadza than kumupa pfuma because anotiza pamba. So there are some Christians out there zvekuti even if ukatsanya zvakaita sei kuti uwane pfuma, haulume nekuti une prodigal behaviour, hausati wakura munaMwari, hausati wakura mushoko, uri kuda kuJumper protocol wakananga straight kuThings but kingdom and righteousness hausati waibata.

Seek 1st the Kingdom of GOD, rega
ndimbobata nyaya yeKingdom iri yega. Are you part of the Kingdom of GOD kana
kungoti wakango joiner church chete. Remember kuenda kuChurch nekugamuchira
Jesu zvinhu 2 zvakasiyana. Unogona kuenda kuChurch every week but iwe usina
kugamuchira Jesu. John the Baptist achiparidza anotaura mashoko ekuti repent
for the Kingdom of GOD is at hand, “Tendeukai, nokuti umambo hwokudenga hwava
pedyo.”. so before we talk about the Kingdom of GOD chinotanga iRepetance,
kutendeuka uchisiya zvivi. Rega kuda kumhanya kuda zvinhu but iwe uchirarama
muzvivi, murume unoCheater, unonyeya, unonyepa, unotuka, unoba, unoita
zvemaGirlfriends, hauna kutenduka pane zvakaipa but uri kumhanya kuno grabber
zvinhu. Tanga neRepetance, tanga nekusiya zvakaipa.
Let me give you this illustration, Musati madya chikafu
zvinonzi gezai mawoko. But kugeza mawoko hakugutse, kugeza mawoko hakuunze
chikafu mudumbu. Nzara haipere nekuti mageza maoko, but izvozvo zvakakosha stereki
nekuti zvinoita kuti musazorware kana madya nemaoko akasviba. So kana zvichinzi
gezai mawoko rega kupopota, nekuti its for your own health and obvious kana
mapedza kugeza mawoko igaro ziva kuti chikafu muchapihwa.
likewise kugeza mawoko ndinokufananidza neRighteousness (kururama) and chikafu ndinochifananidza nePfuma (prosperity). Jesu anoti Seek first the kingdom of GOD and His RIGHTEOUSNESS and all these THINGS shall be added unto you.
hapana chakaipa pakupfuma but zvakanaka kuti utedzere order yakataurwa naJesu. Its like munotanga nekugeza mawoko then mozopihwa chikafu, naizvo kana watendeuka chekutenga kutsvaga kururama kwaJehovah then all other things shall be added unto you. ukada kudya musina kugeza maoko, munoita cholera. Mukada kupfuma imi musati masiya chivi munoparara. Uri kuda kuti Mwari vakupe flat neiwo madiro aunoita vakadzi, pfambi dzekuHighfield kwaugere watadza kudzisiya, what more ukazoenda kunogara kumaAvenues kune flat rauri kunamatira? Tanga wabuda muchivi, repent first.
Romans 14:17 inoti For the kingdom of God is
not meat and drink; but righteousness, and peace, and joy in the Holy Ghost.
Haizi nyaya yekudya iyi, so why uchinyanya kukokesha kuti dai ndawana mari
yakati ohh, so that every week ndinopota ndichitenga pizza, ndinopota,
ndichienda kunogocha, ndinopota ndichidya tunonaka, you are more concerned
about zvaunodya paNyama but you are not concerned about zvaunodya paMweya. Your
spirit is hungry, but hauzi kuzviona, une kwashiorkor yeMweya iri kukonzerwa
nekushaya shoko raMwari uye kushaya enough prayer time, but physically you are
strong.
Then imo muhumambo hwaMwari pane imwe type yekuti
ane shoko chete but simba raMwari haana. maBible verses azere musoro make but
simba raMwari haana. And since aine maVerse ega ega, anobva ati humambo
hwaMwari ndava nahwo so let me now pray for wealth. But inzwa zvinotaura 1 Corinthians 4:20
hanzi For the kingdom of God is not in word, but in power. Humambo hwaMwari
hauzi mushoko but muSimba. Hongu shoko munaro but power how far. Wakanyanya
kubata theory but maPracticals zero, so hausati wanyatsobata Kingdom package
yacho, so rega hako kumhanya kunotsvaga pfuma, tanga wanyatso bata Kingdom
yese.
maDemon haazi kudzingwa muChurch, vanorwara havasi
kunamatirwa vachipora, mweya yetsvina irikuita madiro aGeorgina muChurch, but
zvikanzi vanoda kunamatirwa kuita mota huyai kumberi uko, vanhu vanoita kunge
vachitsikirirana nekumhanya. The power to overcome sin hapana, the power of The
Holy Ghost hapana but vanhu varikunamatira maIpsum.
Kune vamwe vanoti aiwa munhu waMwari ingawani
anaAbraham they were rich wani but vaidiwa naMwari sei imimi muchida
kutirambidza kuita tunhu twedu.
get me right, handina kukurambidza ini, but ndiri kuti follow the channel inodiwa naMwari. Abraham nyaya yeHupfumi hwake iverenge mushe, hazvina kungonyuka seSewage inoyerekana yaputika zvisina notice, chakatanga was his calling kubva kuna Mwari achinzi ibva munyika mauri umu uende kwandichakutaridza and akaterera. After atererera kwaanzi naMwari aende ndipo pakazotanga kuwanda pfuma yake. So nyaya haizi pakuwanda kwepfuma but it is about listening to the voice of GOD. Urikuterera Mwari here kana kuti urikuterera satan. Are you exercising the Word of GOD in your life, kana kungoti unogumira mukuterera shoko but usingaite zvarinotaura.

I know im preaching an unpopular message zvekuti
ndichavengwa nevakawanda, ndichapikiswa nevazhinji for what I have I said. But
zvirinani kuti undivenge but ndakuudza chokwadi than kuti undifarire
ndichikuudza manyepo. People will always oppose you the moment yaunotaura
chokwadi, Jesu akaiFacer resistance iyoyo when He preached a similar message
pamusoro pevanhu vanokaara kupfuma.
Luke 16:13-14 Jesu anoti no servant can serve
two masters: for either he will hate the one, and love the other; or else he
will hold to the one, and despise the other. You cannot serve God and mammon.
Equation yacho haiBalanse, kuti uko unoda kumhanyisa mari at the same time
unoda kumhanyisa Mwari.
VaFarisi, avo vaida mari vakanzwa zvose izvi vakashora Jesu.
Jesu chaiye akashorwa neiyo type yePreaching iyoyi iyi, and newewo rega kutya kuiparidza because vanhu vagara vachangoshora.
VaFarisi, avo vaida mari vakanzwa zvose izvi vakashora Jesu.
Jesu chaiye akashorwa neiyo type yePreaching iyoyi iyi, and newewo rega kutya kuiparidza because vanhu vagara vachangoshora.
Seek first the Kingdom of GOD and His
righteousness, rega ndibate nyaya yeRighteousness mbichana. Righteousness means
to be right standing with GOD, kururama pamberi paMwari. Inzwa unzwe it’s the
righteousness of GOD and not your own righteousness. Problem inoitika ndeyekuti
kune vamwe vane inonzi self righteousness, vanoda kuzviruramisa instead
yekururamiswa naMwari.
Self righteousness ndeiya yekuti you look at your
life, and you look at life yemumwe munhu and wobva wati yah ini ndiri nani than
uyu, you look at yourself and you look at your neighbour, iye anodhakwa, but
iwe doro unomwa mbichana, iye anorova mukadzi but iwewe unotuka chete, iye imbavha
full time, but iwe unoba kana zvinhu zvanetsa, ine ane 3 maSmall house, iwe une
1, so unobva wati yahh ini ndiri nani, than munhu iyeye. Iyi ndiyo inonzi self
righteousness yekuti you compare yourself with others. Haizi riyo inodiwa
naMwari iyoyo, Jesu ati His righteousness, kururama kwaMwari kwete kwako iwewe.
righteousness yaMwari, ndeiyi, you compare yourself against shoko raMwari kuti zvakanzi siya ndakasiya here, zvakanzi ita ndinoita here. Ndiyo inonzi kuna 2 Corinthians 13:5 Examine yourselves, to see whether you are in the faith. Test yourselves.
you compare yourself neShoko raMwari and not nevamwe vanhu. Rega kuti kana ukanzwa kuti Pastor vakabatwa vaine mukadzi wemunhu, newewe wobva wati yah saka ini ndiri right nekuti handisati ndaonekwa nemukadzi wemunhu, that’s self righteousness.

John akaita 32 units paGrade 7. muTwin wake Peter
akaita 36 units. But chinzwa kutaura kwaJohn “ahhh inini ndapasa because
ndakunda Peter. I have 32 units but iye ane 36”
uku ndokurasika uku, John thinks kuti kupasa kukunda mumwe wako. But that’s not it. Mese muri 2 muri maDofo. ndiyo same problem irikumaChurch muzuvano ano. Unonzwa munhu achiti ahh isusu church yedu ndiyo iri right because hatina kurasika seChurch dzimwe idzo. instead of comparing yourself to the Bible, you are busy comparing yourself to other churches. Hongu John wakunda Peter but still uri dofo. Hongu church yako iri better than iyo but still muri madofo mese. begin to mature spiritually urege kunakidzwa neSelf righteousness. Rega kuzvikudza pahudofo hwako. Righteousness irikudiwa haizi yako iwewe but yaMwari.

Une nzara yei, is it yekupfuma here kana kururama?
Jesu obva ati iye Blessed are they which do hunger and thirst after
righteousness: for they shall be filled. (Matthew 5:6). Vakaropafadzwa avo vane nzara nenyota yokuita zvakarurama
nokuti vachagutswa kwazvo. Vane nzara yekururuma ndivo vachagutswa kwete vane
nzara yeWeave nyowani, kwete vane nzara yeCash but righteousness.
Ngativavarire kutsvaga kururamiswa naMwari more
than pfuma inoparara.
on your own you can not be righteous zvinotoda kuti ugamuchire Mweya Mutsvene kuti akugonese, mubvunzo woti did you receive the Holy Spirit? Haikona kumhanya paReceive your car, receive your wedding, receive your mansion but iwe usina kuReceiver Mweya Mutsvene. Kana wakagamuchira Mweya Mutsvene why is that hapana kana gift or fruits of the Holy Spirit iri kuonekwa pauri, muchivi hauzi kubuda, you are still the same kubva zvawakatanga kunamata. Are you sure kuti wakagamuchira Mweya Mutsvene? Ngapagadziriswe ipapo, seek the Kingdom of GOD first and His righteousness and all these things shall be added unto you.

Tosangana zvekare part 3, tichiramba tichifamba
nayo same topic iyoyo up until Ebenezer, kusvika Mwari pavanege vatisvitsa.
Zuva rakanaka ,
ReplyDeleteUri kutsvaga chikwereti, uchitsvaka chikwereti chekambani, iwe pachako
chikwereti, chikwereti chemusha, chikwereti chemotokari, chikwereti chemudzidzi
chikwereti chisina kuchengetedzwa, mari yekutengesa. Ndiwe chikwereti chebhengi kana mari
kuramba kwechimwe kana zvikonzero zvakawanda. Iwe uri munzvimbo yakakodzera yekuwana
chikwereti chemari! Ndiri chikwereti chemunhu oga, ndiri kukwereta kumakambani uye
vanhu vane chikwata chekuderera chechidiki uye chikamu chakatasirwa chikwata che 2%.
Taura nesu ne e-mail: albakerloanfirm@gmail.com