Nhasi ndinoda kufamba neNyaya yaSolomon the
richest man in the Bible since iyo nyaya yePfuma iri very much connected to
Matthew 6:33. I know kuti vazhinji vanoda mari they like to quote kuti ko inga
wani Solomon was made rich by GOD, yes its very true kuti he was made rich by
GOD but ndinoda kuti ubate nyaya yacho yese kwazvinotangira.
Panotangira scripture reading yedu pana 1 kings
3:3 panonzi And Solomon loved the LORD, walking in the statutes of David his
father. zvaSolomon hazvina kungotangira pakupihwa pfuma naMwari but pakatanga
love, Solomon loved The Lord. Chinotanga is love zvimwe zvozotera. But problem
irikuitika is that mamwe maChristu they are not in love with GOD but they are
in love with things. They do not love GOD for whom He is but they love GOD what
HE has. Vamwe havadi Mwari nokuti ndiMwari but vanoda Mwari nekuti vakanzwa kuti anopfumisa, anosimudza
marombe kubva muhuruva, anopa mabasa akanaka, anokupa muchato etc.
How would you feel kuudzwa kuti murume/mukadzi
wako or mukomana/musikana wako she/he is not in love with you but chaari kuda
pauri are only benefits. Ari muRelationship newe kuti akudye mari or akwanise
kurara newe. Its painful. How do you think GOD feels vachiDiscover kuti love
yako pamusoro pavo ndeye Fake but you only want zvinhu kubva kwavari. Don’t
love things more than GOD the owner of things, so o.k. zvinhu zvauri kuda
ukasazviwana its now clear kuti kana kunamata kwacho uchabva waregedza. Prayer
yako yeMuchato, mota kana imba ikaramba kuita zvatova pachena kuti
uchaBackslider because you are not in love with GOD but you are in love with
the things of GOD. Money or no money, Mwari ngavarumbidzwe, shoes or no shoes,
ipa mbiri kuna Mwari. Be in love with GOD nekuti iye akakuda usati wava pano
paNyika vakakupa Mwanakomana wavo Jesu.
Solomon akaenda kuGibeon kunopa sacrifice kuna
Mwari, 1000 burnt offerings. He was willing kupesana nePfuma yake achizviitira
Mwari. Are you able to do the same, kuti zvinhu zvawakashandira unoti Mwari
torai henyu kana kuti you actually want
kuti Mwari vakupe zvinhu iwewe, and not the other way round. Chegumi chaicho
haubvise, offering wakaomera, varombo haubatsire, but unongoda kuti Mwari
vakuropafadze. One way traffic chete, Mwari ndiye anonzi tipei tipei zvinhu
kuno, but kuti munhu ambofunge kuti regaiwo ndimborova sacrifice ndipe Mwari
zvinomunetsa.
o.k. vamwe they can justify kuti ahh ivo Vafundisi vacho vatinopa mari they misuse the money vachitenga zvavanoda. But munhu iyeye ukada kuzvitarisa he/she does not even help varombo. O.k. kuChurch waramba kubvisa mari ko mapofu aunoona muTown vangani vaunobatsira, he justifies futi ah kwazara matsotsi mazuva ano vanonyepedzera kunge vanoshaya. But chokwadi ndechekuti ruoko rwako urwo rune plaster, you cant stretch it out to give, in short unonyima. Whether ngirozi chaiyo ikaburuka kudenga ichiti yauya kuzotora offering, you will always find an excuse.
But iye Solomon wacho waunoda kutedzera, he would
sacrifice to The Lord, a 1000 burnt offerings. But inzwa unzwe yes unogona uri
munhu anoSacrificer mari yake uchipa kuChurch, varombo uchipa, vanhu vaMwari
uchipa but inzwa zvinozotaura 1 Samuel 15:22 Then Samuel said, “Does the
LORD take pleasure in burnt offerings and sacrifices as
much as he does in obedience? Certainly,
obedience is better than sacrifice; paying
attention is better than the fat of rams.
so unogona hako kupa maOfferings zvakanyanya but as long usingafambe mushoko raMwari then hazvishande. Mwari achiti usabe, but iwewe unoba and iyo mari iyoyo ndiyo yaunoda kuunza kuChurch. Mwari uchiti usaite upombwe but iyo mari yawapihwa neSugar daddy ndiyo yaunobvisa kuChurch seOffering. Hazvishande zvichidaro in the Kingdom of GOD, kuterera kunopfura chibayiro. Seek the Kingdom of GOD first and His righteousness.
Kuunza mari dzehukopo kopo kuChurch hakuna kururama.
Ndipo paya paya pekuti tithe unobvisa, offering unobvisa, maProjects epaChurch
unoFinancer but still life yako haizi kufamba, nekuda kwekuti source yemari
dzauno unza kuChurch haiana kunaka. You are not seeking the Kingdom of GOD,
nekuti one of the principles of GOD’s
Kingdom is obedience kuterera zvinodiwa naMwari more than kuunza mari.
Solomon achipedza kupa sacrifice yake haana kubva
ati GOD please give me riches, Mwari ndinokumbira pfuma. He just made a
sacrifice ndokubva aenda zvake without making any request. Nekuti He was in
love with GOD. Kana uine true love nemunhu, you can give him/her anything and
haumbomupe maConditions, but kana pasina love ndipo panouya maRequests. Paunopa
Mwari something, are you doing so nekuti you love GOD, kana kuti une request
yauri kuzoda kukanda. Paunopa Mwari offering urikuzviita nekuti unoda Mwari
here kana kuti you expect Him to pay back nemota, imba, basa kana pfuma.
No one can buy GOD, neither can you bribe Him. So bvisa kaMentality kekuti kana ndichinge ndapa Mwari something He must pay back with something bigger than what I gave him. Giving yako must be out of love for GOD rather than the love of what GOD will give you in return of your sacrifice.
No one can buy GOD, neither can you bribe Him. So bvisa kaMentality kekuti kana ndichinge ndapa Mwari something He must pay back with something bigger than what I gave him. Giving yako must be out of love for GOD rather than the love of what GOD will give you in return of your sacrifice.
Mwari ndivo vakazoenda kuna Solomon is a dream
vachibvunza Solomon kuti what shall I give you. Solomon ainge afamba
mumaPrinciples aMwari zvekuti ivo Mwari vacho ndivo vanouya kwaari vachiti
unoda kuti ndikupei rather than kuti iye Solomon wacho aende kunaMwari
achikumbira zvinhu. maRequests ngaaite mashoma vanhu vaMwari, Mwari vagara
vanoziva zvatinoda even tisati takumbira, lets spend nguva shoma pamaRequests
but ngatiwanze time paPraise and worship. More kurumbidza Mwari nekuvatenda,
than kukumbira zvinhu. Seek the Kingdom of GOD first and His righteousness and
all these things shall be added unto you. Mwari ndivo vakatoenda kunaSolomon
kuti vamubvunze kuti unoda kuti ndikupe chii, ngatikure paMweya zvekuti Mwari
ndivo vanopota vachiuya vachi Checker life yedu, kuti ummm regai ndimbomupa
kaHonda kekufamba nako, rega ndimbomupa stand awane pekuvaka, regai ndimupe
mari mbichana abatsirikane. its possible zvinoramba sei naMwari, but ngatigone
kuFocuser pana ivo Mwari and not zvinhu.
Solomon achibvunzwa kunzi unoda kuti ndikupe chii,
haana kutanga neku maker maRequests even though he wanted wisdom but akatanga
nekutenda Mwari nekuda kwezvavakaita & later on ndipo paakakumbira wisdom
Take a lesson from this: prayer haingotange
nemaRequests hee ndinokumbira sku fees, ndikumbirawo basa. But it starts
nekutenda Mwari.
Jesu achiTeacher Lord's prayer, haana kutanga neGive us our daily bread but akatanga nePraise and Worship.
Jesu achiTeacher Lord's prayer, haana kutanga neGive us our daily bread but akatanga nePraise and Worship.
Our father, --apa yeChingwa haisati yataurwa---
who art in heaven,--apa yeChingwa haisati yataurwa--- hallowed be thy
name,--apa yeChingwa haisati yataurwa--- thy kingdom come,--apa yeChingwa
haisati yataurwa--- thy will be done on earth as it is in heaven....Later on
ndipo panozouya request yeChingwa.
MaRequests ngaazotere zvawo but tanga nekutenda nekurumbidza Mwari.
maPrayer requests ekubudirira awanda stereki kupfura kurumbidza Mwari, kupfura kutenda Mwari.
MaRequests ngaazotere zvawo but tanga nekutenda nekurumbidza Mwari.
maPrayer requests ekubudirira awanda stereki kupfura kurumbidza Mwari, kupfura kutenda Mwari.
On that encounter yekuti munhu ashanyirwa naMwari
kuhope, haana kukumbira pfuma but akakumbira an understanding heart, (wisdom).
Nhasi Mwari vakakushanyira kuhope vokuti kumbira chaunoda, what are you going
to ask for, is it money, is it the latest car, is it a fancy wedding, is it a
husband/wife? That’s why tisiri kushanyirwa neDenga nekuti maRequests edu
akawandira kuNyama and not zvepaMweya. That’s why Solomon achishanyirwa naMwari
because he knows what to ask from GOD, wisdom-huchenjeri, chipo cheMweya.
Understanding yeShoko raMwari chaiyo vanhu
vazhinji havana they wait kuti vaparidzirwe naPastor but haana kana 1 day
raanonamata achikumbira kuti Mwari ndikombira kuti pese pandinoverenga Shoko
renyu ndigone kurinzwisisa, haanamatire izvozvo. but he prays for mari
yekutenga hembe nyowani. Is Christianity a fashion show where you are concerned
about looking good or its about living The Word of GOD?
Verse 10 inobva yati And the speech pleased the
Lord, that Solomon had asked this thing. Request yaSolomon yakafadza Mwari.
Unogona here kuita maRequests anofadza Mwari. Rega ndikupe tip about a request
inofadza Mwari: Solomon akakumbira huchenjeri hwekutonga vanhu vainge anzi
naMwari aite mambo wavo. So the moment yaanowana wisdom he is able kuita basa
raakapihwa naMwari zvakanaka, and the people will be in good books naMwari. So
indirectly request yaSolomon inoBenefiter Mwari, nekuti rudzi rwekaIsrael
rinenge richi tungamirwa naSolomon mukuterera Mwari.
So kana uchida kuita request inofadza Mwari, begin
to ask for something chekuti ivo Mwari vacho will also benefit from that thing.
Muyenzaniso ukakumbira kuti Mwari ndinoda wisdom and revelation yekuti
ndiparidze Shoko renyu, that request can please GOD nekuti zvinoita kuti vanhu
vatendeuke, uye vakure mukuziva Mwari. Ukakumbira kuti Mwari ndinoda gift of
discernment yekuti ndigone kuziva kuti uyu is a fake prophet and uyu is a true
prophet, izvozvo zvinofadza Mwari nekuti you will able kubatsira vana vaMwari
kuti vasarasike. But request yeStiletto inoBenefiter Mwari papi pacho, pick-up
yauri kuda iyi inoBenefiter Mwari how, mari yauri kuda how does it benefit GOD?
so vavarira kukumbira something spiritual chekuti chinoita kuti basa raMwari riendeke, vanhu vatendeuke and vakatendeuka kare vakure paMweya. Begin to ask for spiritual gifts.
so vavarira kukumbira something spiritual chekuti chinoita kuti basa raMwari riendeke, vanhu vatendeuke and vakatendeuka kare vakure paMweya. Begin to ask for spiritual gifts.
Mwari vanobva vati kunaSolomon nekuda kwekuti
wakumbira chinhu ichi and hauna kukumbira hupenyu hwakareba, kana PFUMA, kana
kuti vavengi vako vafe, asi wakumbira huchenjeri, ndichakupa huchenjeri
hwacho and ON TOP OF THAT ndichakupa
zvausina kukumbira: both riches and honor, pfuma nekukudzwa. Solomon haana
kukumbira pfuma but Mwari ndivo vega vakamupa, ko nhai Mwari vanopirei munhu
mari yaasina kukumbira, akumbira wisdom chete but izvo zvepfuma muri
kumupireiko Ishe?
Answer: Matthew 6:33 seek the Kingdom of GOD first and His righteousness and all these things shall be added unto you. Solomon atsvaga humambo hwaMwari, munhu arikufamba mukuterera Mwari and he is asking for spiritual things, that’s why physical things are being added unto his life. ndizvo zvinoita Mwari, if you seek His Kingdom and righteousness, unopihwa zvinhu zvausina kukumbira. Idzo pfuma dzamuri kuda kumhanyisana nadzo idzi, dzikamai, tsvagai humambo hwaMwari chekutanga nekururama kwake, and zvimwe zvese munozvipihwa, pasina kana request zvinouya.
What are you seeking for, urikuvavarira kubata
chii, imari here kana kuti humambo hwaMwari?? Ngatisanganei zvekare paPart 4
No comments:
Post a Comment