The
tent near Sodom (Part 2 of 2)
Scripture
reading: Genesis 13:12-13
There
are many temptations dzinogona kukunda because you are in a certain
environment. Pane mimwe miyedzo inokubata very easy nekuti you are surrounded
by certain type of people that’s why 1 Corinthians 15:33 Musanyengerwa:
“Ushamwari hwakaipa hunoodza tsika dzakanaka.”
Pane
dzimwe shamwari dzauri kutofanira kutokanzura hushamwari hwenyu, yes
muparidzire kuti atendeuke but maintain your distance. Because its very easy
kuti munhu wepedyo ashandiswe nasatan kukupinza muchivi than a total stranger.
Munhu wausingazive akauya achida kukuInviter kuti mupinde muchivi unonyatsoona
wega kuti uyu ndisatan and unoramba kumuterera, but kana mufesi wako akauya
with the same invitation unogona kupinda mazviri nekuti there is a trust
relationship which exists between the 2 of you.
Tende
iri pedyo neSodom inofanira kudzurwa.
Pane
mamwe maContacts ari muFone ari supposed kudzimwa, you must delete certain
phone numbers nekuti iwawo ndiwo mamwe maTende ari pedyo neSodom. You know your
fone very well kuti nhingi uyu anondipa miyedzo like this and that, ko wadii
waDeleter number dzake than kudzichengeta. unoSaver Phone number yechifeve chawasakasangana
nacho kubhawa usati watendeuka. Ko miyedzo ikakubata uchaita sei, ndipo
pauchazomufonera mukaguma maita zvisirizvo.
Area
yakenda kunogara Lot was an area yainge yakanaka physically bible rinoti it was
well watered like the garden of The Lord. But ikoko ndiko kwaiva pedyo nehuipi.
Zvimwe zvinhu might appear attractive physically but kuriiko kune miyedzo
mizhinji. The movie house might appear attractive but unozogona kuyikunda here
muyedzo yacho yeFornication murima imomo apa muri 2 zvenyu nemumwe wako.salary
yebasa racho might appear attractive but hauzi kuona miyedzo iripo here.
Its
good kutendeuka kwawakaita but ko nhai maMagazine nemaDisc ePorno why are you
still keeping them pasi peMattress. Destroy those things, yes hauchaone zvinhu
zvakadaro but the fact that you still keeping them, satan achakudhonzera
kwazviri futi. Sisi hamuchapfeke hembe dzisina kufanira kupfekwa but uchiri
wakadzichengeterei, even kuti upe someone hazviite because dzagara hadziite
nekuti its not decent before GOD, so just burn them, nekuti ukaramba
wakadzichengeta muWardrobe mako, the devil will tempt you one day to wear those
clothes.
Collection
yeWhisky iyo yamuri kuchengeta muDisplay apa muchiti makaregedza hwahwa, you
are pitching your tent near Sodom. Flasher doro iroro muToilet, rega kugara
padhuze nemuyedzo
Lot
akagara near Soddom but later on tinoona ava kugara mukati mayo iyo Sodom.
aingoti
arikuenda kunoona mukomana wake but takazoona munhu ava nepamuviri. He just
said he is going to work but takazomuona asungwa necorruption. Akabuda achiti
arikuenda kunotamba maClarks but akadzoka ava nembonje dzeFight. Vakabuda
vachiti varikuenda kunotamba snooker kubhawa but vakadzoka vakadhakwa. Vakabuda
vachiti varikuenda kuGochi gochi but vakazodzoka nezvirwere. Problem ndeye kuti
they pitched their tents near Sodom. If you fly to close to the sun, surely you
will get burnt.
2
Angels came kuna Lot pana Genesis 19 vakamuudza kuti nzvimbo ino inokuparadzwa,
they came with a message of destruction but at the same time they had a message
yekupona kubva kumoto waizonaya. Nhasi ndauya neshoko rekuti nyika ino yatigere
shall be destroyed by fire one day but at the same time I want to assure you
kuti Jesu achaponesa avo vanotenda maari. So decision iri kwauri whether you
want to be saved or you want to be destroyed with the rest of the world. Shoko
warinzwa and you know kuti I have 1 area yandakadzika tende rangu pedyo
neSodom, you kuti pane zvimwe zvauri kuita zvirikuita kuti uswedere muchivi. If
it is so then pray to GOD uchikumbira ruregerero, namata uchikumbira kuti Jesu
apinde mumoyo mako uye akupe simba rekudzura matende iwayo.