Kwete neChingwa
bedzi (Part 2)
‘Munhu haararame
nechingwa bedzi, asi neshoko rimwe nerimwe rinobva mumuromo waMwari.(Mateo
4:4).
Ngapaite chain
message inopa vanhu maPromises emaBlessings, just see uone kutenderera
kwainoita. But ngaapaite scripture inotsiura vanhu from doing zvinhu zvakaipa,
iyoyo vanhu havadi kuiForwader. But chiMessage chinenge chichiti forward this
message to 10 people and tomorrow you will receive money and what what, ndizvo
zvinoda vazhinji. Izvo zvemaVerse ekuti vanhu ngavatendeuke, hazvina anoda
kutumira vamwe.
Uku kuzadziswa
kweshoko rechiporofita rakataurwa pana 2 Timothy 4 vs 3-4 kuti nguva ichasvika
vanhu pavacharamba kuterera dzidziso yakarurama. Asi vachida zvinovafadza ivo,
vachazviunganidzira vadzidzisi vazhinji kuti vadzidzise zvinodiwa nenzeve
dzavo. Vachafuratidza nzeve dzavo kuchokwadi uye vachatsaukira kungano
Dzidziso
yakarurama inobva muBible vanhu havachade, they now prefer zvinofadza nzeve,
things like chain messages, they now prefer kuudzwa church doctrine yekukereke
kwaanoenda even if ichipesana neBible. Unotonzwa munhu achiti “isu kuChurch
kwedu hatirambidzwe this and that”. Yes hamurambidzwe neChurch doctrine yenyu,
but what does the Bible say about chinhu ichocho. Kazhinji ukaona chinhu
chinonzi isu church yedu hairambidze usually chinhu ichocho chinorambidzwa
neBible but a person chooses kuterera zvinotaura church doctrine nekuti ndizvo
zvinomufadza but zvinotaura Bible haadi kuzvinzwa because it interferes with
what he likes
‘Munhu haararame
nechingwa bedzi, imi murikurarama sei.
MaVerse anotaura
kuti Love your enemies, pray for those who use you, do not revenge, do not be
overcome by evil and many others anokurudzira kuda avo vanotivenga haadiwe .
But ngapaite message inoti Boko Haram inoda kuRevenger xenophobia irikuita
kuSouth Africa, that message is very popular kupfuura maScriptures anokurudzira
kuda vanotivenga.
prophecy is being
fulfilled, people can not endure sound doctrine, vakuda zvinofadza ivo
Munhu haarame
nechingwa bedzi, asi neshoko rimwe nerimwe rinobva kuna Mwari
chinoita kuti
munhu asakoshese kuStuder Bible (not just kuverenga but I mean bible study),
inhau yekusaziva kukosha kwazvo. Peter airamba kugezwa tsoka naJesu because he
didn’t understand how valuable it was but paakazoudzwa kuti kana ndikasakugeza
tsoka hauna chikamu neni ndipo paanobva ati aiwa Ishe, ngadzirege kuva tsoka
chete but ndigezei nemusoro nemaoko. (John 13:6-9) he now understood the
importance of feet washing that’s why akazobvuma kugezwa
if only we could
understand kukosha kwakaita Bible we would attach much importance to it, Jesu
anoti you shall know the truth and the truth shall set you free, muchaziva
zvokwadi uye zvokwadi ndiyo ichakusunungurai. The truth which Jesus was
referring to iShoko raMwari nekuti John 17:17 inoti sanctify. Them with the
TRUTH because your word is the TRUTH. Shoko raMwari ndiro zvokwadi.
chinosunungura
munhu izvokwadi yatinowana muBible. many people are living in fear of people
who are dead nekuti haana zvokwadi inobva muBible inoti the love and hate of
people who are dead has disappeared (Muparidzi 9:6). mumwe arikutya varoyi, she
is living in fear nekuti haana zvokwadi inonzi no weapon formed against you
shall prosper (Isaiah 54:17). mumwe arikutya chirwere chaakanzi nanaChiremba
hacharapike nekuti haana zvokwadi inoti The Lord heals all diseases (Psalms
103:3) some are being held captive nemaporofita enhema, but dai aiva nechokwadi
chaMwari chinobva muBible, he would be freed from deception. muBible tinowana
freedom kubva kuzvinhu zvizhunji.
haudi here
kusunungurwa kubva pane zvakakubata?
shoko raMwari
rinobatsira kukunda miyedzo kuti urege kupinda muChivi. The Psalmist anonyora
achiti shoko renyu Mwari ndakariviga mumoyo kuti ndirege kukutadzirai (Psalms
119:11). kukunda muyedzo kunotoda kuti uve neshoko raMwari mumoyo mako and
imomo mumoyo imomo haripinde rega but zvinotoda kuti uri verenge. remember when
satan was tempting Jesus, iye Jesu aipindura achiQouter Bible, muyedzo yese
pawaiuya Jesu aiti it is written, and he quoted scripture. manje ukasaverega
Bible uri patight nekuti miyedzo painouya you will not have the word to sustain
you
shoko raMwari
makes you wise for salvation, unowana huchenjeri unoita kuti uponeswe. Many
people tinoda kuponeswa, tinoda hupenyu husingaperi but do we ever take time
yekuverenga Bible so that we can know exactly kuti zvinofamba sei kuti
tiponeswe. Mumwe anongofunga kuti kuJoiner church is a ticket to enter into
heaven, mumwe anofunga kuti kuzvarirwa in a family yemaChristu it’s a reason
enough yekupinda kudenga. Do we really know kuti tinopinda sei denga? Lets
study our Bibles kuti tizive
the Bible helps
you in making the correct decisions in life, whether in business, social,
relationships, leadership, kurera vana etc etc rinobatsira chaizvo. pane
maSituations anonetsa for you to make a decision but the Bible is there to help
you. There are many lessons contained in the Bible to learn from and apply in
our everyday lives
Jesu aitoverenga
shoko raMwari raivako mazuva iwayo which was the old testament ukaenda pana
Luke 4:15 tinoona Jesu achienda kuSynagogue nemusi weSabata he was given the
book of Isaiah kwakuverenga from Chapter 61 verses 1 and 2 zveBook raIsaiah .
Jesus full of the Holy Spirit but shoko airevenga, manje nhasi taita vamwe
vanoti hatiite zveBible, bible munya tinoita zveMweya yet combination yaJesu
was both The Holy Spirit and the Bible but umwe nhasi anoramba Bible. Mweya upi
urikukutuma kuramba Bible, nekuti 1 timothy 3;6 inoti all scripture is inspired
by GOD, rugwaro rwese rwakafemerwa naMwari, but izvo zvakafemerwa naMwari kuti
zvinyorwe ndizvo zvaunoramba.
Mwari anotsvaga
vanomunamata muMweya nemuzvokwadi, truth and spirit (John 4:23). John 17:17
yabva yatiudza kuti shoko raMwari is th truth and we know kuti the spirit is
the Holy spirit, saka kunamata Mwari mumweya nemuzvokwadi kutedzera
zvinodzidziswa neBible uye kuva uine Mweya Mutsvene. but vamwe varikuramba the
truth which is the Bible. Ivo Mwari vachitsvaga those who worship in truth and
spirit, mumwe munhu haadi truth (bible) anongoda spirit chete, and spirit yacho
yainayo is very doubtful kuti ndeya Mwari here
chinoita kuti
vamwe varambe Bible inyaya yekuti rinovafumura mabasa avo. rinovafumura panhau
dzeupombwe thats why vasingaride. Rinofamura muzviito zvavo zvakaipa, that’s
why vasingaride
the Bible is a
source of faith, Romans 10:17 inoti kutenda kunouya nekunzwa uye nekunzwa shoko
raMwari. So kana uchida kukura mukutenda kwako, you have to feed more on the
word of GOD.
Bible rinotipa
maPrayer points, it gives us guidance yezvinhu zvatinofanira kunamatira and
manatiro acho anodiwa naMwari. Ukaona uchiti unoshaya chekunamatira one reason
might be because hauzi kuverenga Bible nekuti shuwa kana uchiverenga Bible
haushaye zvekunamatira, uye haupererwe nemashoko kana wavakunamata, nekuti in
prayer you are able to claim maPromises awarenga kubva muBible. After Bible
study you are able to realize your short comings and izvozvo zvokutuma kupinda
paPrayer asking for GOD’s help. After Bible study you get to understand better
rudo rwaMwari and izvozvo zvinokutuma kupinda muPrayer thanking GOD for all
that He has done for you and others. So if you want to be a prayerful person,
verenga Bible rako
mumwe anoseka
kuti church yakati havaverenge Bible but iye pachezvake haaverenge futi Bible
racho even though achienda kuChurch inoverengwa Bible but personally
haaverenge.
mwana wepaPrince
edward anogona kuseka vana vekwaMupiniwasvotoka Secondary school kuti
havaverenge maLatest text books, but kana iye asingamaverengewo futi, he will
also fail despite the fact yekuti he is attending a school which has the latest
textbooks. hongu kuChurch kwenyu munoverenga Bible but iwe unoverenga here
wega.
there is great
danger pakumirira kuti Pastor ndivo vachaverenga Bible and he will inturn tell
us zvaaverenga. mufundisi munhu just like you and me, anogona kupotsana
neScripture akakudzidzisa zviri wrong, iwe uchingoti amen.
dzimwe
dzakamirira kuti admin weGroup reGospel reWhatsapp ndiye achaverenga Bible and
he will tell us zvaaverenga, amainini musaite zvekutamba, there are false
teachers out there, even paWhatsapp and facebook varipo. haizi nyaya yekumirira
kuparidzirwa but verengawo wega bible. kana uchiverenga bible wega and someone
preaches a message iri wrong, you can easily tell kuti apa tirikubaiswa apa,
apa scripture has been taken out of context. But kana usingaverenge Bible you
can easily be deceived.
Even inini wacho
kana if I don’t preach zvinhu zvinobva from the Bible, don’t listen to me.
Isaiah 8:20 yoti
to the law and to the testimony, if they speak not according to this word it is
because there is no light in them.
Plastic risina
chinhu can easily be taken away nemhepo, but kana mukaisa dombo mukati or
something chinorema hariende nemhepo. Kana munhu uri empty inside you usina
shoko raMwari you can easily be taken away nedzidziso dziri wrong. Every wind
of doctrine can carry you anywhere and anyhow, but kana mukati mako muine shoko
raMwari, its not easy kuti upupurudzwe nedzidziso dzenhema.
Be established in
the truth (the word of GOD) so that you can not be carried away be false
teachings
I just want to
challenge munhu wese aripano paPage pano to study shoko raMwari daily. Zuva
ngarirege kupera usina kuStuder shoko raMwari, not just reading kaMemory verse
but I mean deep study chaiyo yekudzidzika dzika nenyaya. And kana wapedza
kuverenga live in accordance with shoko rawaverenga nekuti James 1:22 inoti
regai kuva vanzwi chete veshoko asi ivai vaiti.
we must be doers
of the word, but how can you do something which you don’t know about, so read
and do.
No comments:
Post a Comment