Monday, 4 May 2015

The tent near Sodom (Part 2 of 2)

The tent near Sodom (Part 2 of 2)

Scripture reading: Genesis 13:12-13

There are many temptations dzinogona kukunda because you are in a certain environment. Pane mimwe miyedzo inokubata very easy nekuti you are surrounded by certain type of people that’s why 1 Corinthians 15:33 Musanyengerwa: “Ushamwari hwakaipa hunoodza tsika dzakanaka.”

Pane dzimwe shamwari dzauri kutofanira kutokanzura hushamwari hwenyu, yes muparidzire kuti atendeuke but maintain your distance. Because its very easy kuti munhu wepedyo ashandiswe nasatan kukupinza muchivi than a total stranger. Munhu wausingazive akauya achida kukuInviter kuti mupinde muchivi unonyatsoona wega kuti uyu ndisatan and unoramba kumuterera, but kana mufesi wako akauya with the same invitation unogona kupinda mazviri nekuti there is a trust relationship which exists between the 2 of you.

Tende iri pedyo neSodom inofanira kudzurwa.

Pane mamwe maContacts ari muFone ari supposed kudzimwa, you must delete certain phone numbers nekuti iwawo ndiwo mamwe maTende ari pedyo neSodom. You know your fone very well kuti nhingi uyu anondipa miyedzo like this and that, ko wadii waDeleter number dzake than kudzichengeta. unoSaver Phone number yechifeve chawasakasangana nacho kubhawa usati watendeuka. Ko miyedzo ikakubata uchaita sei, ndipo pauchazomufonera mukaguma maita zvisirizvo.

Area yakenda kunogara Lot was an area yainge yakanaka physically bible rinoti it was well watered like the garden of The Lord. But ikoko ndiko kwaiva pedyo nehuipi. Zvimwe zvinhu might appear attractive physically but kuriiko kune miyedzo mizhinji. The movie house might appear attractive but unozogona kuyikunda here muyedzo yacho yeFornication murima imomo apa muri 2 zvenyu nemumwe wako.salary yebasa racho might appear attractive but hauzi kuona miyedzo iripo here.

Its good kutendeuka kwawakaita but ko nhai maMagazine nemaDisc ePorno why are you still keeping them pasi peMattress. Destroy those things, yes hauchaone zvinhu zvakadaro but the fact that you still keeping them, satan achakudhonzera kwazviri futi. Sisi hamuchapfeke hembe dzisina kufanira kupfekwa but uchiri wakadzichengeterei, even kuti upe someone hazviite because dzagara hadziite nekuti its not decent before GOD, so just burn them, nekuti ukaramba wakadzichengeta muWardrobe mako, the devil will tempt you one day to wear those clothes.

Collection yeWhisky iyo yamuri kuchengeta muDisplay apa muchiti makaregedza hwahwa, you are pitching your tent near Sodom. Flasher doro iroro muToilet, rega kugara padhuze nemuyedzo

Lot akagara near Soddom but later on tinoona ava kugara mukati mayo iyo Sodom.

aingoti arikuenda kunoona mukomana wake but takazoona munhu ava nepamuviri. He just said he is going to work but takazomuona asungwa necorruption. Akabuda achiti arikuenda kunotamba maClarks but akadzoka ava nembonje dzeFight. Vakabuda vachiti varikuenda kunotamba snooker kubhawa but vakadzoka vakadhakwa. Vakabuda vachiti varikuenda kuGochi gochi but vakazodzoka nezvirwere. Problem ndeye kuti they pitched their tents near Sodom. If you fly to close to the sun, surely you will get burnt.

2 Angels came kuna Lot pana Genesis 19 vakamuudza kuti nzvimbo ino inokuparadzwa, they came with a message of destruction but at the same time they had a message yekupona kubva kumoto waizonaya. Nhasi ndauya neshoko rekuti nyika ino yatigere shall be destroyed by fire one day but at the same time I want to assure you kuti Jesu achaponesa avo vanotenda maari. So decision iri kwauri whether you want to be saved or you want to be destroyed with the rest of the world. Shoko warinzwa and you know kuti I have 1 area yandakadzika tende rangu pedyo neSodom, you kuti pane zvimwe zvauri kuita zvirikuita kuti uswedere muchivi. If it is so then pray to GOD uchikumbira ruregerero, namata uchikumbira kuti Jesu apinde mumoyo mako uye akupe simba rekudzura matende iwayo.

No comments:

Post a Comment