Wakatevera
Chii (Part 3)
Scripture
reading: Matthew 8:19-20
a
lesson also kuvaparidzi, rega kutsvetera vanhu nemanyepo kuti vatendeuke.
taurira vanhu chokwadi from the Bible and that in itself is enough kuti munhu
atendeuke.
Take
this example: mukomana anosvika pane musikana and he says, hie, shaz ndaita
problem I was supposed kuenda kuAirport to pick up my parcel yakatumirwa
neBusiness partner yangu iri kuSpain but ndakanganwa security code yeS600 benz
yangu and vanhu vekuZimoco vari paLunch. So I was thinking kuti ndikamirira
kuti 2 dzichaye can we just go paMiekles and have a small lunch kana ye50
dollars inorder to kill time. Do you know kuti kana arimusikana asina
maPrinciples ekuzvibata you will agree kuti handei, but kutevera kwako hakuzi
genuine, chauri kuda maPhysical benefits ane mukomana uyu.mufesi anozosara oti
I love you but musikana akabira kare, but that relationship is fake.
Yakasunganidzwa nemari.
Take
also the other extreme yekuti mukomana anobuditsa kutambura kwake pamberi
pekumusikana haana kana any material thing yaanoda kushandisa kuAffecter
decision yemunhu, opfimba musikana and musikana obvuma. Wega unonyatsoona kuti
apa itrue love iyi hapana zvekunyeperana. Zvekuti people don?t understand it
kuti nhai paye wakadei pane mufesi uyu.
That?s
the kind of relationship we must have with GOD yekuti munhu asingazive Mwari
anoshamiika kuti nhai chiiko chaunopedzera nguva yako uchinamata.
Chinokubatanidza naMwari ngachirege kuva chinhu chiri physical but let it be
the love of Christ.
Handirambe
kuti Mwari unoropafadza vanhu with material things, that much I know and I
believe it also kuti Mwari anogona kupa vana vake pfuma, but ngatirege kunamata
with a motive of gaining wealth chete, nekuti kana ukazoishaya pfuma yacho you
are in trouble, satan ndipo paanozevezera kuti bamnini regedzai zvekunamata
izvo, chinguri chamakabvira kunamata but tarisa nhamo iri mumba mako. And for
sure unotosiya kunamata nekuti unenge uchiona as if kunanamata hakubatsire, but
problem yako ndeyekuti wakanamata Mwari kwete nekuti ndiMwari but because you
wanted to gain something from Him.
Vamwe
vakanamata Mwari nekuti vane zvavaida and once they got it vakabva vasiya
kunamata. Paakawana basa raaida kana kuChurch haachauye, paakwana muchato
waaida kana Bible haachaverenge, when she got healed, kana kutsanya
haachatsanye. Akawana zvaaida but izvozvo zvine danger nekuti you can gain
pfuma yepano pasi but kana relationship yako naJesu yavhiringika you can miss
heaven. Shuwa wotadza kupinda denga here all because of pfuma inoparara. Jesu
anobvunza pana Mark 8:36-37 For what does it benefit a man to gain the whole
world yet lose his life? What can a man give in exchange for his life?
Hukamana
hwako naMwari ngaubatanidzwe naJesu more than anything. Judas aitevera Jesu
kwete nekuti anoda Jesu but because aida kuMaker profit on every opportunity
yaawana but look at the end of the matter.
Kana
wafunga kutevera Jesu, mutevere nekuti ndiIshe naMuponesi wako more zvimwe
zvese zvaungade kubva kwaari. All other things are just benefits, ngazvirege
kuva iva izvo the main motive inokupa kutevera Jesu nekuti zvinhu izvozvo
ukazozvishaya, tichakuona wakuramba kunamata.
Matthew16:24
Then said Jesus unto his disciples, If any man will come after me, LET HIM DENY
HIMSELF, and take up his cross, and follow me.
No comments:
Post a Comment