Mharidzo:
The tent near Sodom (Part 1 of 2)
Scripture
reading: Genesis 13:12-13
Kugara
kuMbare nekugara pedyo nekuMbare zvakasiyana but munogona kuva nemaSame
experiences. Matsotsi ekuMbare anogona kupota achiuuya kuArea kwenyu kuzoba
zvekuti in the end unotochema kuti hey matsotsi epaMbare atikuvadza. Wakagara
hako outside mbare but the fact that you are near it (Mbare), unogumisira
wavaku affectwa nezvinoitika ikoko.If you live too close to something, you are
bound kuAffectwa nezvinoitika in that area.
Nhasi
tinoda kubata imwe nyaya yakaitika muBible yemurume anonzi Lot, akadzika tende
rake pedyo neSodom. The Bible is clear, Lot haana kuenda kunogora kuSodom but
he stayed pedyo neSodom, Genesis 13 vs 10 inotaura iyo kuti Lot pitched his
tent toward Sodom (KJV), mamwe maVersion oti iwo near Sodom, reshona roti pedyo
neSodom, ese maVersion andaverenga arikubuditsa pfungwa yekuti Lot did not stay
kuSodom but akagara pedyo neSodom. but as you read on the Bible unozoona
kuSodom kuchienda rescue team yaMwari of 2 angels dzichienda kunobuditsa Lot
kubva muSodom, kureva kuti Lot was now a resident of Sodom but iye ambotanga
asingagare muSodom but just near it.
In
life munhu unogona kuita a decision yaunofunga kuti iri right but mhedzisiro
yacho inenge iri disaster yega yega, problem ndeye kuti wakaPitcher tende yako
pedyo neSodom, you strategically positioned yourself near wickedness. If you
fly to close to the sun you will surely get burnt. Nekudaro pane mamwe maTende
ari supposed kudzurwa wotsvaga pamwe pekugara far away from Sodom. There are
some decisions which you are supposed to reverse so that urege kupinda muhuipi.
Vafudzi
vemombe vaAbraham nevaLot vakaita problem, they used to fight over nyaya
yemafuro. Abraham ndokuudza Lot kuti ngaparege kuvanekunetsana pakati pangu
newe, my herdsmen and your herdsmen. What we are going to do is this, iwewe Lot
sarudza kwaunoda kuenda kunogara, if you chose right, inini I will choose left,
if you choose left, inini I will choose right. Ipapo Lot ndipo paakatarisa bani
reJordan which was well watered akati ndinoda kunogara ikoko, that area he
choose to stay ndiyo yanga iri direction ine Sodom. And Bible roenda mberi
richiti he pitched his tent near Sodom.
Verse
13 yoti the men of Sodom were wicked and sinners before the LORD exceedingly.
Ukanzwa Bible rakushandisa vara rekuti exceedingly, chibva waziva kuti hapasisina
kumira mushe. Kana dziri nyaya dzehuipi chete, the people of Sodom vanga vari
kumberi. Yet Lot ndiyo area yaakasarudza kuenda kunogara pedyo nayo, whether he
knew it or not kuti vanhu veArea iyoyo yakaipa.
Ukaona
Lot achigara pedyo neSodom it might like look a clever idea kuti murume uyu
aona kuti Sodom haizi right so instead of staying inside he has choose to stay
near there than kutopinda mukati mayo. It might look good but it is not good
nekuti uchakwezverwa kupinda muSodom umu 1 day or iyo Sodom yacho ndiyo ichauya
kwauri. There are some decisions which might appear innocent at first but later
on uchaona kuipa kwazvo.
Baba
makaregedza hwahwa mavakunamata, makaita decision yakanaka but iyi tsika yekuti
munopota muchienda kuBhawa muchiti hanzi ndinoda kuona bhora, be very careful.
You are pitching your tent near Sodom. Urikuzviisa pedyo nemuyedzo, are you
able to resist. Murikuona henyu bhora but the devil can take advantage
kukudzosera back muchivi chamakabuda machiri. Ndipo paunoona imwe shamwari yako
inobva yatanga kukutengera hwahwa, which he never did before Anotokuvhuriria
okuisira muGlass wonzwa achiti imwa shamwari, kuti umuudze kuti aiwa ndava
kunamata, he tells you kuti 1 pint chete here ringakutadzise kunamata here. You
bow in to pressure, that 1 pint leads to another, before you know it you are
drunk. Problem ndeye kuti waisa tent yako pedyo neSodom, watambira kuArea ine
muyedzo.
Brother
& sisters, hamusati machata imimi, you are still mukomana nemusikana, hongu
maPlans aripo ekuti muzochate, but iyi tsika yekupota muchionana penyu
pakahwanda pasina vanhu you are pitching your tent toward Sodom. Kana muyedzo
yacho yabata munozogona here kuyikunda. Muri vanhu venyama, you are subject to
feelings, and the fact yekuti munoonana penyu mega, satan ndipo
paanokukurudzirai to fornicate. Its much easier kukunda miyedzo uyu if you are
meet in public place than kusangana kwakahwanda kwenyu kusina anokuonai. Hanzi
she is just coming for a sleep over, ini ndinorara hangu mupasi and iye she
will sleep pamubhedha, munozoikwanisa here muyedzo yacho. Tent ngaidzurwe
muzive kwekutandarira kusingazokupinzei pamuyedzo wekuita bonde or kubatana
batana zvinorambwa neBible.
Its
very true kuti mabasa arikunetsa and we try by all means kuchengetedza mabasa
atinenge tawana. But pane mamwe mabasa atiri supposed kuramba because they draw
us near to sin. Unonyatsoona kuti muyedzo iri in this area haizi kuita, ndinogona
kupotsa denga nazvo. Waedza kuyikunda miyedzo yacho but zvaramba, just pray
asking GOD for another job isina muyedzo iyoyo. Urikunyatsoona kuti pauri
kushanda apa your boss varikuda kushandisa position yavo and money to sleep
with you and you are finding it hard to resist, chingosiya basa racho ukumbire
Mwari vakupe rimwe. Urikuona kuti kuDepartment rawakaiswa uku kune
maTemptations ekuita huori, kumbira kuiswa in a better department isina problem
iyoyo kana kutotsvaga rimwe basa, than kuPitcher tende yako towards Sodom.
to be
continued
No comments:
Post a Comment