1.
Get a Bible
kuti ukwanise kuita Bible study tanga wava neBible racho, you can not do without it. make a sacrifice utenge Bible, we spend so much money pazvinhu zvenyika but tichisiya zvaMwari. Hairstyle yawanga uchida mira kugadzirwa & use that money kutenga Bible. Bhutsu yawanga uchida kutenga month end, mira utenge Bible first. Even fone yauinayo you can sell it wotenga Bible and change wotenga kaFone “kambudzi” than kuita fone inoshamisira but usina Bible.
Isaiah 55:2 Munoparidzerei mari yenyu muchitenga zvisiri zvekudya nesimba renyu muchitenga zvisingagutsi?
or simply download Bible kubva paInternet, its for free chaunobhadhara chete is your airtime. Ukaona fone yako ichikwanisa kuiswa whatsapp ziva kuti inoisika futi Bible. Kana usingazvigone enda kune munhu akakuisira whatsapp akauisire futi Bible.

2.
Bible Version
Bible riri available in many versions, kune ana NIV, KJV, Amplified, Good News etc etc. but mamwe maVersion ane problem yekuti haana mamwe maVerses ari mune mamwe maVersion and also anosandura the meaning yeVerse zvekuti inopedzisira yava kureva something different from the original meaning.
kutorine Bible rinonzi Queen James Version iro rinotsigira nyaya yechongani and that is very wrong. paNyaya yemaVersion apa vamwe they prefer Bible rine chirungu chisinganetse kunzwisisa but problem iripo ndeyekuti unogona kuwana Bible rine simple English but iro rakavhiringwa mamwe maVerses, muyenzaniso, NIV ine chirungu chisinganetse kunzwisisa but harina mamwe maVerse akaita se matthew (mt) 17:21 mt 18:11 mt 23:14 mark (mk) 7:16 mk9:44 mk 9:46 mk 11:26 mk 15:28

Luke (lk) 6:48 lk 17:36 lk 23:17
John 5:4 Acts 8:37 Acts 9:5-6 Romans 8:1 Romans 11:6 and many other verses
either dzakabviswa totally or dzakabviswa certain words.
saka haizi nyaya yekutsvaga Bible rinonzwisisika pachirungu chete. My PERSONAL advice ndeye kuti tsvaga King James Version nekuti irori iri rinobuditsa pachena huMwari hwaJesu Christu (the divinity of Christ) more than mamwe maBible versions.
kana uchikwanisa tsvaga also reShona so that ukaverenga kuShona unokwanisa futi kuverenga kuchirungu for a better understanding. But tsvaga rakanzi Bible muChishona Chekare (it is a shona version of the KJV) instead yekutsvaga rakanzi muchishona chanhasi (it’s the shona version of the NIV).
you can “google” more panyaya yemaBible versions from the internet to know more about this issue

kana uine computer you have a great advantage yekuInstaller maBible softwares anenge aine many Bible versions for free, eg from http://www.theword.net/
kuita maVersions akasiyana
kunobatsira to have a broader understanding. Saka kana uchikwanisa get
different versions as you can.
3.
Prayer
usati waverenga Bible rako chinotanga kunamata. kuStuder Bible kwasiyana nekuverenga Newspaper. Herald unogona kungotanga kuverenga just like that pasina prayer. But kana wafunga kuStuder Bible unotanga wanamata, uchikumbira kuti Mweya Mutsvene akubatsire kunzwisisa shoko raMwari, nekuti kana usina Mweya Mutsvene hauzvinzwisise izvi nekuti iye Mweya Mutsvene ndiye akafemera kunyorwa kweBible. So for you to understand better, the same spirit which inspired the writing of the Bible must be in you also.
tanga nePrayer and kana zvarema during the study, namata futi uchikumbira kuti Mwari vakubatsire, and you will find the going easy kana uchinge wanamata than usina kunamata. Even kuita some time yekutsanya uchinamatira to understand Bible zvinoita futi, ko inga wani munotsanyira zvinhu zvepaNyama ko chinokutadzisai kutsanyira zveMweya chii? Fast and pray to understand the scriptures.

4.
Create a Timetable
gadzirawo time-table for each and every day yekuti uwane nguva yeBible study. ndiwe unoziva how you spend your day, create time yekuverenga Bible,. Zvichida unogona kuDedicator 1 hour makuseni uchangomuka or 2 hours, zvichida unogona kuita study yako masikati, or manheru. But problem iripo pakuda kuita Bible study manheru ndeyekuti usually munhu unenge waneta, even your brain will be tired and concentration inogona kunetsa. Try to find time yaunokwanisa kunyatsoStuder.
make sure also kuti time table yauri kugadzira unokwanisa kuitevedzera daily, (remember Bible study it’s for every day, zuva rega rega wana kudya kweMweya).

and kune maBible study plan anogona kushandisa and they are easily available kubva paInternet, just google “Bible reading plan”. Kune mamwe ekuverenga Bible within 2 years, mamwe within 1 year, mamwe 6 months and so forth. Plan iyi inenge ichingokuudza kuti musi wakati unoverenga chapter iyi neiyi, the following day you read, this chapter and that one zvichingodaro. Or you can simply make your own plan kuti kubva nhasi kusi musi wakati ndinoda kuverenga Genesis, from there ndozoenda pana Exodus.
5.
Study and don’t just read
Pane musiyano pakati peStuder Bible and general reading. Reading ndeiya yatinoita paNewspaper, kungoverengawo in passing, kana mwana weGrade 3 anozvigona izvozvo, but Bible study ndeye kunyatso focuser paBible more than kuStuder kwaunoita even kuChikoro, aim yako inenge iri yekuda kunzwisisa the FULL meaning yeShoko uye to apply it mukurarama kwako.
don’t rush pakuverenga Bible. Take your time, zvishoma nezvishoma (but don’t be too slow also). Hazvibatsire kupedza Bible rese in 3 months but pasina chawanzwisisa, so read at a pace which makes you understand
and study your Bible in an environment inonyatsoita. The same environment yatinoda pakuStuder zvechikoro must be also the same environment panoda Bible study, pasina noise or any other disturbance.
environment yako ngairege kukutadzisa kuStuder Bible

6.
Be willing to accept the truth.
mukuverenga Bible uchasangana nemamwe maVerse ausingade kunzwa, ucharambidzwa zvinhu zvaunofarira kuita, uchanzi uite zvinhu zvausingade, uchaudzwa zvinopikisana nezvawakambodzidziswa or zvaunotenda mazviri. But in all the cases, be willing to accept the truth, iva nemoyo wekagamuchira zvokwadi yauchawana.
nekuti once waramba kugamuchira chokwadi Mwari chaVanenge Vakupa, then why do you think that GOD will reveal more truth but iwe wamboramba zvekutanga zvawaudzwa.
so secret yekuramba uchikura mukuziva zvokwadi is to accept chokwadi chawazarurirwa pekutanga and GOD will reveal more. Even ukaverenga zvinhu zvinopesana neDzidziso yekuChurch kwaunopinda, medza hako ndiko kuti ukure mukuziva chokwadi, nekuti the Bible is above any church doctrine

7.
Keep on reading even if you don’t
understand
ndinofarira muranda waCandace watinowana pana Acts chapter 8, murume uyu aiverenga Book raIsaiah but he could not understand it, haana kumira kuverenga nekuti haasi kunzwisisa but he kept on reading despite kusanzwisisa kwake.
keep on studying even if usiri kuzvinzwisisa. Mwari havakusiye wakadaro, muranda waCandace haana kusiwa akadaro but kwakatumwa Philip akaenda kunomutsanangurira. GOD is able to send His Holy Spirit or other people to help you understand, provided uri serious neStudy yako
keep on reading chete. Inga geography mairamba muchiverenga despite kusanzwisisa

8.
Contextual study
kana uchida kunzwisisa verse, nyatsobata nyaya yese than kungodzura one verse. Verenga chapter yese or pakatangira nyaya kusvika painoperera so that ubate shuwa kuti zvanga zvaita sei kuti pazotaurwe or kunyorwa mashoko akanyorwa iwayo. Dambudziko rine vanhu vazhinji nderekudzura few lines dzakataurwa nemunhu from the Bible without even considering mamwe mashoko aakataura before and after that uye kuti zvanga zvamboita sei kuti pataurwe mashoko iwayo. So ziva background yenyaya before making a conclusion on a certain verse

and also rega kuformer dzidziso kubva pane 1 verse but verengai Bible rese kuti rinoti kudii concerning nyaya iyoyo before forming a conclusion. Muyenzaniso vamwe munhu anogona kuFocuser pane zvakaitika pane 1 incident but asingade kutarisa kuti Bible rese rinoti kudii concerning that area.
kana iri nyaya yeBaptsim, dzidza kubva kumaScriptures ese anobata nyaya iyi than kugadzira dzidziso from 1 verse only
9.
Start with the easy .
tanga nezvisinganetse than kutanga nemabhonzo unogona kutanga nekuStuder maGospels, ana Matthew, Mark Luke and John and also kuOld Testament wotabata Genesis, Exodus zvichingodaro. At least unowana background yezvinhu, than kuda kutangira kuna Revelations or kumaTsamba aPaul, it will be difficult kuti uzive kuti chii chaitika kuti pazonyorwe zvanyorwa.
book by book approach inobatsira, iyi ndeye kuMover from one book to another, than kuti nhasi waverenga Genesis 2 chapters chete, mangwana 2 chapters dzeExodus, mangwana 2 chapters dzaJonah, izvozvo zvinogona kuzokupa confusion wava kumixer nyaya.
you can also adopt a topic approach yekuti lets say unoda kudzidza nezve baptism, you search muBible mako (on computer or phone) iro word rekuti baptism and baptise, kana wawana maVerse ane mawords iwayo wochitanga kuStuder each chapter panyorwa word iroro kuti ririkurevei.

10. Share
with others.
zvawadzidza hazvisi zvako wega but share with others also. Kuverenga Bible hauzi kuverengera for an exam but urikuverenga kuti uzive chokwadi, ukure mukutenda, urarame shoko rawaverenga and woudzawo vamwe. Don’t be selfish nepashoma ipapo pawadzidza.
kuparidza hachisi chinhu chakaoma sekufunga kunoita vamwe. You can preach kuvana vako, to your friends, workmates, neighbours, classmates, even to strangers hapana chinokonesa. Pray that GOD helps you in this area.

You will find kuti the more
yaunoparidzira vamwe, the more Mwari paanokuzarurira zvimwe. This has really
worked for me, ndakaona kuti the more I share nevamwe zvandaverenga, the more
Mwari paanondizarurira zvimwe, so I keep on sharing kuti ndipihwe zvimwe than
kuda kuda ku”Hoarder” maVerse ndichimaita angu ndega
11. Rarama
shoko rawaverenga
hazvibatsire kungoverenga Bible chete but kana wadzidza chinhu chitsa put it into practise, rarama shoko rawadzidza iroro .
Jas 1:22 But be sure you live out the message and do not merely listen to it and so deceive yourselves.
I like the valuable information you provide in your articles.
ReplyDeleteB.Tech | MBA | Diploma |Distance Learning Program
http://www.sskcollege.com