Mharidzo:
Operation Recovery 2
Scripture
reading: Luke 2:41-46
Zvimwe
zvese tingarasikirwe nazvo but not salvation, zviri nani to lose all other
things of this world than to loose Christ.
Mary
naJoseph when the realised kuti Jesu havasisina, they took action yekutanga
kumutsvaga. Havana kuIgnowa nyaya iyi yekushayikwa kwaJesu but vakatanga
recovery process. as a Christian the moment you realise kuti pane zvawakarasa
mukati mekunamata you must take action. Rega kungo relaxer izvo zvinhu zvisina
kumira mushe, you have realised that you lost Jesus, rega kungogara but
chitotanga recovery process, you have realised that you lost your faith. Don’t
just seat but start the recovery action. Urikunyatsoona wega kuti you are no
longer prayerful as you used to be, you are no longer studying the Bible as you
used to do, urikunyatsoona wega kuti pane zvakarasika, don’t just seat back and
expect kuti zvinhu zvichata kungofamba zvega but chitotanga revival process
yekuti udzokere paLevel yawaiva kare.
Mary
& Joseph havana kuRelaxer vachiti Jesu achadzoka ega but vakatanga process
yeRecovery. Don’t wait kuti zvinhu zvichadzokera zvega into place but on your
own you must start the recovery process.
Don’t
ignore the symptoms dzekutaridza kuti wakaBackslider, unonyatsoona wega
kunamata kwandaiita kare kwasiyana nekunamata kwandava kuita mazuva ano, the
way I used to preach is not the same as I used to do munguva yekare, the way I
used to help others zvasiyana nezvandavakuita mazuva ano, the faith I have, the
way I associate with others, the way I react to problems unoona kuti apa
ndabuda mugwara randaiva kare, don’t ignore the signs but take corrective
action. Mary naJoseph didn’t ignore the clear sign yekuti Jesu havana but
pavakazviziva they got into action yekutsvaga Jesu. Ukaona dashboard reMota
ratsvuka kutaridza kuti Fuel yavakupera don’t ignore it nekuti hausvike kwauri
kuda kuenda. Don’t ignore the signs yekuti you are backsliding mukunamata kwako
but gadzirisa pacho parikubvinza nekuti zvimwe zvacho if you ignore it unotadza
kupinda denga.
Vabereki
vaona kuti havasisina Jesu they started the search mission but imwe mistake
yavakaita was to search for Jesus in the wrong places, Bible rinoti they looked
for Jesus among their friends and relatives. Vaitsvaga Jesu in the wrong areas,
vaimutsvaga kumafesi instead yekumutsvaga kuTemberi kwavamusiya. Ndipo pamwe
pane problem ipapo pekuti we look for help in the wrong areas, tinoda kutsvaga
Jesu from friends and relatives. Vaitsvaga Jesu kune vanhu vasinawo Jesu wacho.
Unogona kutoenda kuye kwamunoti murikushandirwa uchitsvaga Jesu kune munhu
asinawo Jesu wacho but arikushandiswa nemweya wasatan apa iwe uchiti haaa kwese
kunamata, haaa kwese kunamata. Unogona kutoenda kune dzimwe church dzisina Jesu
wacho but ugoita nharo uchiti maChurch akafanana, kunamata moyo wako chete but
kwauri kuenda uko chenjera kuti haumuwane Jesu wauri kutsvaga.
Hama
neshamwari hadzina kukwanisa kubatsira Joseph naMary kuti vawane Jesu nekuti
ivo vacho vaisavawo naJesu wacho. There are many things which humans can not
do, zvinotoda kuti uende kuna Mwari chete. Kwete kune munhu ane maLimitations
no wonder why Bible richiti regai kuvimba nemunhu. Vamwe ndivo vanoda kuenda
kunotsvaga rubatsiro kune vakafa vachifunga kuti they can help them, iro Bible
richiti kuna Muparidzi 9:5-6 vakafa havana chavanogona kutibatsira nacho. Vamwe
vanoenda kunotsvaga rubatsiro from false prophets, vamwe ndivo vanonamata
ngirozi but vachisiya Mwari.
First
point of search yaJoseph naMary vakaenda kuHama neshamwari instead of going to
the temple of GOD in Jerusalem uko kwavasiya Jesu. Haizi nyaya yekutsvaga
kumafesi iyi but ndeye kutsvaga in the correct place. Chenjera kutsvaga
rubatsiro in the wrong areas, unoenda kwaPapa nekuti ndivo vaunowirirana navo
izvo papa vacho havanawo Jesu wacho, unoenda kune mufesi wako just because he
is called mufundisi izvo nyamba Jesu wacho haanawo futi. Ndiyo yakazotaurwa
naJesu kuti kana bofu rikatungamira rimwe bofu, vahu vee ivavo vanowira
mugomba. (Mt 15:14) Ziva kwekuenda when you are looking for help.
They
could not find Jesus from friends and relatives and after that ndipo
pavakazoenda to the correct place kuTemberi kuJerusarema uko kwavakazomuwana.
Hameno zvichida kune kwakawanda wanda kwawakaenda uchitsvaga kubatsirwa but you
were not helped, rega kurasika tariro asi tsvaga Mwari muMweya neMuzokwaadi, He
will help you. as long as you are looking for help in the wrong places
hazvishande, but enda chaiko chaiko.
Kurasa
Jesu kwakaitika in 1 day but it took 3 days kuti vamuwane futi. Its very easy
kuputsa pane kuvaka. It takes less time to lose something than to recover it.
pachenjerere ipapo, those few minutes of fornication dzinogona kukonzeresa kuti
urasikirwe nezvinhu zvikuru zvichakutorera nguva to recover. Those few hours
dzemakuhwa, those few hours dzekuona zvisina kufanira, those few minutes
dzekuterera music isina kunaka, those few minutes of negligence can cause you
to lose something big chichakutorera nguva refu to recover.
One
thing chandinofarira ndechekuti when Joseph and Mary realised kuti varasa Jesu,
havana kutsvaga replacement but vakatsvaga iye Jesu wacho, they didn’t look for
a child to adopt as a replacement of Jesus but vakatsvaga iye Jesu chaiye. Rega
kutsvaga replacement mukunamata but tsvaga chacho chawakarasa. Kana uchiziva
kuti chawakarasa is the issue of not obeying your parents rega kuda kuvhara
vhara area iyoyo nekuendesa more offering kuChurch, aiwa money doesn’t
substitute your disobedience but gadzirisa pacho pane nyaya.
You
know very well kuti chawakarasa iIssue yePrayer hauchanamate sekunamata
kwaaiita, rega kutsvaga substitute yekushandisa oil dzazara mazuva ano, but go
back paPrayer pawakasiya. Don’t look for a replacement but tsvaga chacho
chawakarasa. Kana wakarasa Jesu, rega kutsvaga replacement yekuti mufundisi ndiye
wawavkuda kuita muponesi wako, that’s wrong, but tsvaga Jesu wacho.
Isaiah
55:6 Seek ye the LORD while he may be found, call ye upon him while he is near
Tsvagai
Jehovah Vachawanikwa, dai kwaari achiri pedyo
tinotenda mwari vakudzwe tizive kutsvaka jesus Christ all the time
ReplyDelete