Wakatevera
Chii (Part 1)
Scripture
reading: Matthew 8:19-20
Mukomana
paanoudza musikana kuti I love you and iye musikana achipinudra kuti I love you
too. Hapazi pese musikana paanenge achirevesa kuti arikuda mukomana, pamwe
pacho she has been attracted nepfuma ine mukomana uyu so inorder to enjoy that
wealth she has to say “I love to you too”. kuti akwanisewo kufamba nemota
yemukomana uyu anotofanirawo kubvuma kudanana naye. “I love you too” yake haizi
pakuti arikuda mukomana but it’s because she wants mari ine mukomana.
Relationship yakadai is very dangerous nekuti kana mari ikapera or musikana
akawana mumwe mukomana ane mari iri nani she can as well dump the guy.
Kana
relationship yenyu yakabatanidzwa nesomething chiri physical chinobatika,
kushayikwa kwechinhu ichocho kunogona kutoita kuti mupesane nemumwe wako. Kana
musikana achikudira mota yeCompany, the day basa parinopera and that car is
taken away, ndipo pauchaona kuti wanga usiri kudiwa iwewe but musikana aida
mota yeCompany yaunofamba nayo. If your relationship is connected by a material
thing, ummmmm pane risk yakanyanya yekupesana.
There
are people today vanoda kuzviConnector kuna Mwari for the sake of material
gain. Anoda kunamata Mwari nekuti ane zvinhu zvinobatika zvaari kuda kubva
kunaMwari, ari kuda mari, ari kuda basa, arikubda mota, but true love towards
GOD hapana, chinonyanyo kumutuma kunamata is the desire for gain. And
relationship yakadai is also for fragile, inogona kungoputsika anytime after
washaya zvauri kuda, or wazvina or even waOffwa zvinhu izvozvo nasatan. Iyo
connection iyoyo ndiyo yandinoda kuAddresser nhasi, kuti chii chakakubatanidza
naMwari, chii chirikuita kuti utevere Jesu, chii chirikukutuma kunamata. And is
there are any need kuti urambe uine chinangwa ichocho pakunamata or you have to
change.
Musoro
wemharidzo wobva wati ivo Sei Uchitevera Jesu, Why are you following Christ.
Mateo
8:18-20 Jesu akati aona vanhu vazhinji vakamukomberedza akarayira kuti
vayambuke vaende kune rimwe divi regungwa. Ipapo mumwe mudzidzisi womurayiro
akauya kwaari akati, “Mudzidzisi, ndichakuteverai kwose kwamunoenda.”Jesu
akapindura achiti, “Makava ane mwena yawo, shiri dzina matendere adzo, asi
Mwanakomana woMunhu haana paangatsamidza musoro wake.”
Many
people were following Jesus, just like muzuva ranhasi the world has many people
who are following Jesus, and even most of the people varikuverenga this sermon
varikutevera Jesu or they have not yet made their decision to follow Christ
& it is my wish kuti dai tose tatevera Jesu. Vanhu ava vakapihwa an order
kuti lets go to the other side of the sea, handei kune rimwe divi regungwa.
Achipedza kutaura mashoko aya, there came a man who was a scribe (mudzidzisi
wemuraiyo) ndokubva audza Jesu kuti, Master ndichakuteverai kwose kwamunoenda,
I will follow you wherever you go.
This
is very good, munhu ane programme yakanaka stereki anoda kutevera Jesu kwese
kwaanenge ari. Kana zvikanzi nhasi Jesu varikupa vanhu miracle bread, neMiracle
fish, he would be there, kana zvikanzi nhasi Jesu ari ku Capernaum kwaari
kuparidza, he would also be there, kana zvikanzi nhasi Jesu arikunamatira
vanorwara, he would also be there. Kwese kuna Jesu anenge aripo murume uyu.
But
chinzwa unzwe answer yaJesu. Semunhu anga aine the ability yekunzvera moyo,
Jesus was able kukupindura maringe nezvauri kufunga momoyo mako more than
mashoko awataura. That’s where an ordinary person differs from Jesus who has
the gift of discernment (Chipo chekunzvera). Jesu aigona kunzvera moyo wemunhu
zvekuti kana ukaenda kwaari uchida kumuyedza zvako uchibvunza kuti nhasi
tobhadhara here tax kuna Caesar, iye Jesu aitonzvera moyo wako kuti shasha iyi
haizi kuda kubvunza nenyaya yeTax but arikutsvaga mhosva pane answer
yandichamupa. Jesus was able to see the true motive iripamoyo pemunhu, even if
ukaedza kuda kuzvihwandisa nemashoko akaiswa sugar, Jesus was able to see it
kuti apa chinangwa chako ndeichi.
So
many times tinogona kupinda muPrayer and we ask GOD for many different things,
Mwari ndinoda icho neicho, kana mukandipa I will do A, B C D, in Jesus name
amen. But chaunofanira kuziva ndechekuti Mwari vanonzvera moyo more than
mashoko awabuditsa that’s why tichikurudzirwa kuti tinamate nemoyo inorevesa.
Nekuti unogona kuti Mwari ropafadzai business rangu so that half yemaProfits
angu ndipote ndichipa shirikadzi nenherera in Jesus name amen. Mashoko
awabuditsa they are very good, warangarira chirikadzi nemaOrphans but GOD can
see your heart kuti shasha iyi chaari kuda chaizvo hakuzi kuda kubatsira vanotambura
but ndikamupa profit yaari kuda she wants to spend it on her own desires
zvisina kana zvazvino benefiter vamwe vanhu. Saka Mwari vanokupindura according
to your true motive rather than mashoko awabuditsa, vanongokuudza kuti NO.
Saka
kana tichinamata, let us mean every word that we say kuti minamato yedu ive
effective.
Thank you,,this mharidzo was for me
ReplyDeleteAmen powerful
ReplyDelete